bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 22
Jeremiah 22
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 23 →
1
Ɀanzi naJehova: Ƃurukira kumba kwamambo waJuda, undotaura’po shoko iri,
2
uti: Inzwa shoko raJehova, iwe mambo waJuda, ugere pacigaro coʋushe caDavidi, iwe naʋaranda ʋako, naʋanhu ʋako ʋanopinda napamasuʋo awa.
3
Ɀanzi naJehova: Toŋgai ɀakarurama neɀakatendeka, murwire wakaɓirwa muruʋoko rwounomumanikidza; mutorwa, nenherera, necirikadzi, regai kuʋaitira ɀisakarurama, regai kuʋaitira nesimba; ʋuye musateʋura ropa risinemhoȿa panɀimbo ino.
4
Nokuti kana muciita cinhu ici nomŋoyo wose, pamasuʋo eimba iyi pacapinda madzimambo, acagara pacigaro coʋushe caDavidi, acifamba neŋgoro nokutaȿa mabiza, iye naʋaranda ʋake naʋanhu ʋake.
5
Asi kana mukaramba kunzwa mashoko awa, ndinopika neni ndimene, kuti imba ino icaʋa ɗoŋgo — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
6
Nokuti ɀanzi naJehova pamsoro peimba yamambo waJuda: Uri Gireadi kwandiri, nomusoro weRebanoni; asi ɀirokwaɀo ndicakuita renje, namaguta asiŋgagarwi naʋanhu.
7
Ndicakugadzirira ʋaparadzi, mumŋe nomumŋe anenhumbi dzake dzokurwa; ʋacatema misidari yenyu inoɗikanwa, ʋaciikandira mumŋoto.
8
Marudzi mazhinji aʋanhu acapfuʋura napaguta rino, mumŋe nomumŋe ucati kunowokwake: Jehova wakaitireiko guta rino guru ɀakaɗaro?
9
Ipapo ʋacapindura, ʋaciti: Nokuti ʋakasiya suŋgano yaJehova, Mŋari waʋo, ʋakanamata ʋamŋe ʋamŋari, ʋaciʋashumira.
10
Musacema wakafa, kana kumuwuŋgudzira; asi muceme kwaɀo iye unoenda, nokuti haaŋgadzoki ɀe, kana kuʋona ɀe nyika yake yaakaɓerekerwa.
11
Nokuti ɀanzi naJehova pamsoro paSharumi, mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, wakaɓata ʋushe panɀimbo yaɓaɓa ʋake Josia, akaɓuɗa panɀimbo ino: Iye haaŋgadzokeri’po ɀe;
12
asi kwaakatapirwa, ndiko kwaacandofira’ko; haaŋgazoʋoni ɀe nyika ino.
13
Unenhamo iye unoʋaka imba yake nokusarurama, namakamuri ake okumsoro aciita ɀisakarurama; unoɓatisa wokwake asiŋgamupi cinhu, asiŋgamupi muɓairo wokuɓata kwake;
14
iye, unoti: Ndicaɀiʋakira imba huru namakamuri okumsoro akafara, aciɀiitira mawindi; ɀino yoitirwa ɗeŋga romusidari, icizodzwa muti mutȿuku.
15
Ko uŋgaɓata ʋushe, ɀaunotȿaka kupfuʋura ʋamŋe nemisidari here? Ko ɓaɓa ʋako haʋana‐kudya nokunwa, ʋaciita ɀakarurama neɀakatendeka here? Ipapo ʋakagara nomufaro.
16
Ʋaitamba mhaka dzaʋarombo naʋanoshaiwa; ipapo ʋaiʋa nomufaro. Ko iɀoɀi hakuzi kundiziʋa here? — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
17
Asi meso ako nomŋoyo wako haɀiraŋgariri ɀimŋe, asi kuciʋa kwako nokuteʋura ropa risinemhoȿa, nokumanikidza, nokuita nesimba; kuti uɀiite.
18
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova pamsoro paJehoiakimi mŋanakomana waJosia, mambo waJuda: Haʋaŋgamucemi, ʋaciti: Haiwa, munuŋuna waŋgu! Kana: Haiwa, hanɀadzi! Haʋaŋgamucemi, ʋaciti: Haiwa, ishe! Kana: Haiwa, ʋukuru bgake!
19
Ucaʋigwa sokuʋigwa kwemboŋgoro, ucakweʋerwa nokurashwa kunze kwamasuʋo eJerusarema.
20
Kwirai Rebanoni, muɗanidzire; ɗanidzirai nenzwi renyu paBashani; ɗanidzirai muri paAbarimi; nokuti ʋaɗikani ʋenyu ʋose ʋakaparadzwa.
21
Ndakataura newe pakufara kwako; asi iwe wakati: Handiɗi kunzwa. Ndiwo wakaŋga uri mutoʋo wako kubvira paʋuɗuku bgako, kuti hauna‐kuterera inzwi raŋgu.
22
Mhepo icaparadza ʋafudzi ʋako ʋose, naʋaɗikani ʋako ʋacatapxa; ɀirokwaɀo neŋguʋa iyo ucanyadziswa nokukaŋganiswa nokuɗa kweɀakaipa ɀako ɀose.
23
Haiwa, iwe, ugere Rebanoni, unoʋaka ɗendere rako mumisidari, ucanzwisa ʋurombo kwaɀo sei kana ucizowirwa nokurwadziwa, sokurwadziwa kwomukadzi unosurumuka!
24
Noʋupenyu bgaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova — kunyaŋge Konia, mŋanakomana waJehoiakimi, mambo waJuda, aiʋa cindori cokutsikisa naco paruʋoko rwaŋgu rworudyi, kunyaŋge ɀakaɗaro ndaikubvisa ’po.
25
Ndicakuisa muruʋoko rwaʋanotȿaka kukuʋuraya, nomuruʋoko rwaiʋo ʋaunotya, muruʋoko rwaNebukadrezari mambo weBabironi, nomumaʋoko aʋaKardea.
26
Iwe namai ʋako ʋakakuɓereka ndicakudziŋgirai kuneimŋe nyika kwamusina‐kuɓerekerwa; ipapo mucandofira’po.
27
Asi kunyika kunopaŋga mŋoyo yaʋo kudzokera, haʋaŋgadzokeri’ko.
28
Ko munhu uyu Konia mudziyo wakaputsika unoɀidzwa here? Iye mudziyo usiŋgafadzi munhu here? Ʋakadziŋgirweiko, iye naʋana ʋake, ʋakadziŋgirwa kunyika yaʋasiŋgaziʋi?
29
Iwe nyika, nyika, nyika, inzwa inzwi raJehova.
30
Ɀanzi naJehova: Nyora kuti munhu uyu haanaʋana, munhu usiŋgazofari pamazuʋa ake; nokuti hakucinomurume pakati paʋana ʋake ucaʋa nomufaro, ucagara pacigaro coʋushe caDavidi, aciɓata ʋushe bgaJuda.
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 23 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52