bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 6
Jeremiah 6
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 7 →
1
Tizai, imi ʋana ʋaBenjamini, ibvai pakati peJerusarema, muridze hwamanda paTekoa, mumutse ciratidzo paBeti‐hakeremi; nokuti ɀakaipa ɀinoʋaʋarira ɀiri kurutiʋi rwokumsoro, nokuparadza kukuru.
2
Ndicabvisa mukunda weZioni, iye wakanaka, unoʋuneŋgwe.
3
Ʋafudzi ʋacaenda kwariri ʋanamapoka aʋo; ʋacaridzikira matente aʋo kumatiʋi ose, mumŋe nomumŋe ucafura panɀimbo yake.
4
Ɀigadzirei kundorwa naro; simukai, tiende masikati. Tinenhamo, nokuti zuʋa roʋira, nokuti mimvuri yamaɗekwana yareɓa.
5
Simukai, tiende ʋusiku, tindoparadza dzimba dzamadzimambo aro.
6
Nokuti ɀakanzi naJehova wehondo: Temai miti, mututire Jerusarema murwi wokurwa nawo; ndiro guta rinofanira kurobga, mukati maro munoŋgoʋa nokumanikidza ɓedzi.
7
Tsime seɀarinoɓuɗisa mvura yaro, saiɀoɀo rinoɓuɗisa ɀakaipa ɀaro; kuita nesimba nokuparadza ndiɀo ɀinonzwika mukati maro, pamberi paŋgu panoŋgoʋa nokurwara namaʋaŋga ŋguʋa dzose.
8
Tenda kuraŋgwa, iwe Jerusarema, kuti mŋeya waŋgu urege kuparadzana newe, ndirege kukuita ɗoŋgo, nyika isiŋgagari ʋanhu.
9
Ɀanzi naJehova wehondo: Ʋacatanha cose ɀakasara ɀaIsraeri, somuzambiriŋga; dzoserai ɀe ruʋoko rwenyu mumateŋgu, seɀinoita mutanhi wemizambiriŋga.
10
Ndicataura nani nokuʋapupurira ʋanzwe? Tarirai, nzeʋe dzaʋo hadzina‐kudziŋgiswa, haʋagoni kunzwa; tarirai, shoko raJehova raʋa kwaʋari cinhu cinoɗaɗirwa, haʋarifariri.
11
Naiɀoɀo ndizere nokutsamŋa kwaJehova, ndaneta kuɀidzora; cikuɗururai pamsoro paʋana ʋari munzira dzomuguta, napamsoro peʋuŋgano yamajaya; nokuti murume nomukadzi ʋacaɓatwa pamŋe cete, nomutana pamŋe cete nowaʋa namazuʋa mazhinji.
12
Dzimba dzaʋo dzicapiwa ʋamŋe, minda yaʋo pamŋe cete naʋakadzi ʋaʋo; nokuti ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu pamsoro paʋagere panyika — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
13
Nokuti kubva kuʋaɗuku pakati paʋo kuȿikira kuʋakuru pakati paʋo mumŋe nomumŋe unokarira fuma; ʋuye kubva kuʋaprofita kuȿikira kuʋaprista mumŋe nomumŋe unoita nokunyeŋgera.
14
Ʋakaŋgopodza ʋaŋga raʋanhu ʋaŋgu ɀishoma ʋaciti: Rugare, rugare! iɀo hakunorugare.
15
Ko ʋakanyadziswa ŋguʋa yaʋakaita ɀinonyaŋgadza here? Kwete haʋana‐kutoŋgonyara, ʋakakoniwa kuceneruka; naiɀoɀo ʋacawa pakati paʋanowa, paŋguʋa yandinoʋaroʋa ʋacagumburwa — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
16
Ɀanzi naJehova: Mirai panzira, muʋone; bvunzai nzira dzakare, kuti nzira yakanaka ndeipi; mufambe mairi, mugowanira mŋeya yenyu zororo; asi ʋakati: Hatiɗi kufamba mairi.
17
Ndakagadza nharirire kukurindirai, ndikati: Tererai inzwi rehwamanda; asi iʋo ʋakati: Hatiɗi kuterera.
18
Naiɀoɀo inzwai, imi marudzi, newe ʋuŋgano, muziʋe ɀiri pakati paʋo.
19
Inzwa, iwe nyika, tarira, ndini ndinoʋuyisira ʋanhu aʋa ɀakaipa, iɀo ɀiɓereko ɀemifuŋgo yaʋo, nokuti haʋana‐kuterera mashoko aŋgu; kana uri murairo waŋgu, ʋakauramba.
20
Ko ɀinonhuwira ɀinoʋuyirei kwandiri ɀicibva Sheba, nekaramusi inobva kunyika iri kure? Ɀipiriso ɀenyu ɀinopiswa handiɀiɗi, neɀiɓayiro ɀenyu haɀindifadzi.
21
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova: Tarirai, ndicaisira ʋanhu aʋa ɀigumbuso, madziɓaɓa naʋanakomana ʋaʋo ʋacagumbuswa naɀo pamŋe cete; munhu neshamŋari yake ʋacaparara pamŋe cete.
22
Ɀanzi naJehova: Tarirai, ʋanhu ʋacabva kunyika yokumsoro, rudzi rukuru rucamutswa, rucibva kumigumo yenyika.
23
Ʋakaɓata ʋuta nepfumo, ʋanehasha haʋanenyasha; inzwi raʋo rinotinhira seguŋgwa; ʋanotaȿa mabiza, mumŋe nomumŋe wakaɀigadzira, somunhu unoenda kuhondo, kuzorwa newe, iwe mukunda weZioni.
24
Takanzwa guhu raɀo, maʋoko eɗu oshaiwa simba, taɓatwa nokutambudzika, nokurwadziwa sokwomukadzi unosurumuka.
25
Regai kuɓuɗira kuɓundo, kana kufamba nenzira; nokuti munondo womuʋeŋgi neɀinotyisa ɀiri kumatiʋi ose.
26
Haiwa, mukunda waʋanhu ʋaŋgu, ɀisuŋge ciʋuno namakudza, uʋumburuke mumaɗota; cema, somunhu unocema mŋanakomana wake mumŋe cete, nokucema kukuru kwaɀo; nokuti muparadzi ucatiwira pakarepo.
27
Ndakakuita mushori nenhare pakati paʋanhu ʋaŋgu, kuti uziʋe nokuidza nzira yaʋo.
28
Ʋose ʋaʋo ʋamukiri ʋakaiȿo‐ipa, ʋanoŋgofamba‐famba ʋaciita makuhwa; indarira neɗare, ʋanoita ɀakashata ʋose.
29
Mvuto inovutira kwaɀo, mutobvu wapera nomŋoto, ʋanoramba ʋacinatsa pasina, nokuti ʋakaipa haʋabviswi.
30
Ʋacanzi sirveri yakarashwa, nokuti Jehova wakaʋaramba.
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 7 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52