bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 12
Jeremiah 12
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 11
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 13 →
1
Imi Jehova, makarurama kana ndicikakaʋara nemi; kunyaŋge ɀakaɗaro ndinoɗa kutaurirana nemi pamsoro pokururamisa kwenyu: Nzira yaʋakaipa inomufaro neiko? Ʋanoita nokunyeŋgera ʋanogarireiko ʋose ʋanorugare?
2
Imi makaʋasima, ɀirokwaɀo midzi yaʋo yakaɓata; ʋanokura, ɀirokwaɀo ʋanoɓereka ɀiɓereko; imi muri pedyo nemiromo yaʋo, asi muri kure nemŋoyo yaʋo.
3
Asi imi Jehova munondiziʋa; munondiʋona, munoidza mŋoyo waŋgu kuti wakaɗini kwamuri; muʋakweʋe samakwai anondoɓayiwa, muʋagadzirire zuʋa rokuɓayiwa.
4
Nyika icacema, nemiriʋo yenyika yose icaȿaʋa kuȿikira riniko? Mhuka neshiri ɀinopedzwa nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋagere’mo, nokuti ʋakati: Haaŋgaʋoni kuguma kweɗu.
5
Kana uciŋge wakamhanya naʋanofamba namakumbo, ukaneta, uŋgagona seiko kuʋiʋana namabiza? Kana uciŋge wakagara ɀakanaka panyika yorugare, uŋgaita seiko pamatenhere aJoridani?
6
Nokuti naidzo hama dzako naʋeimba yaɓaɓa ʋako ʋakaita nokunyeŋgera kwauri; naiʋo ʋakaɗanidzira kwauri, usaʋatenda, kunyaŋge ʋacitaura mashoko akanaka newe.
7
Ndasiya imba yaŋgu, ndarasha nhaka yaŋgu; ndaisa muɗikanwa womŋoyo waŋgu mumaʋoko aʋaʋeŋgi ʋake.
8
Nhaka yaŋgu yaʋa kwandiri seshumba iri muɗondo; yakandiʋombera, saka ndakaiʋeŋga.
9
Ko nhaka yaŋgu yaʋa kwandiri segondo rinamaʋara here? Makondo akaikomba kumatiʋi ose here? Endai mundokokera ɀikara ɀose ɀokusaŋgo, muʋuye naɀo ɀidye.
10
Ʋafudzi ʋazhinji ʋakaparadza munda waŋgu wemizambiriŋga, ʋakatsika mugoʋe waŋgu namakumbo aʋo, ʋakaita mugoʋe waŋgu unoɗikanwa riʋe renje risinecinhu.
11
Ʋakauita ɗoŋgo; unocema kwandiri, ɀawakaitwa ɗoŋgo; nyika yose yakaitwa ɗoŋgo, nokuti hakunomunhu unehanya nayo.
12
Ʋaparadzi ʋakaȿika paɀikomo ɀose ɀisinemiti murenje; nokuti munondo waJehova unopedza kubva kumugumo mumŋe wenyika kuȿikira kunomumŋe mugumo wenyika; hakunenyama inorugare.
13
Ʋakakusha ɀiyo, asi ʋakaceka minzwa; ʋakaɀitambudza, asi haʋana‐kuwana cinhu; mucanyadziswa pamsoro peɀiɓereko ɀeminda yenyu, nokuɗa kwokutsamŋa kukuru kwaJehova.
14
Ɀanzi naJehova pamsoro poʋokwaŋgu ʋose ʋakaipa ʋanopamba nhaka yandakagarisa ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri: Tarirai, ndicaʋadzura panyika yaʋo, ndicadzura ʋeimba yaJuda pakati paʋo.
15
Ɀino kana ndaʋadzura, ndicadzoka, ndikaʋanzwira tsitsi, ndicaʋadzosera mumŋe nomumŋe kunhaka yake, nomumŋe nomumŋe kunyika yake.
16
Ɀino kana ʋacidzidza ɀakanaka tsika dzaʋanhu ʋaŋgu, kupika nezita raŋgu, ʋaciti: NaJehova mupenyu, seɀaʋakadzidzisa ʋanhu ʋaŋgu kupika naBaari, ipapo ʋacaʋakiswa pakati paʋanhu ʋaŋgu.
17
Asi kana ʋasiŋganzwi, ndicadzura rudzi urwo, ndicarudzura nokuruparadza — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
← Chapter 11
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 13 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52