bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 14
Jeremiah 14
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 13
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 15 →
1
Shoko raJehova rakaʋuya kunaJeremia pamsoro pokusanaya kwemvura.
2
Juda ʋanocema, namasuʋo aʋo anoshaiwa simba, ʋagere pasi ʋakafuka ŋguʋo nhema; kucema kweJerusarema kwakwira kumsoro.
3
Ʋakuru ʋaʋo ʋanotuma ʋaranda ʋaʋo kumvura; ʋanoȿika kumadziʋa, ndokushaiwa mvura, ʋanodzoka neɀiroŋgo ɀisina; ʋakanyadziswa nokukaŋganiswa, ʋanofukidza misoro yaʋo.
4
Ʋarimi ʋanonyadziswa, ʋanofukidza misoro yaʋo, nokuɗa kwenyika yakaparuka, nokuti mvura haina‐kunaya panyika.
5
Ɀirokwaɀo, hadzi yenondo inoɓereka ʋo musaŋgo, ndokurasha mhuru yayo, nokuti hakuneɓumhudza.
6
Mbizi dzinomira paɀikomo ɀisinemiti, dzicifema mhepo samakaʋa; meso adzo aneta, nokuti hakunoʋuswa.
7
Kunyaŋge ɀakaipa ɀeɗu ɀicitipupurira, imi Jehova, ɓatai nokuɗa kwezita renyu; nokuti kudzokera kweɗu kuzhinji; takakutadzirai.
8
Imi citariro caIsraeri, Muponesi waʋo neŋguʋa yokutambudzika, munoitireiko somutorwa panyika, ʋuye somufambi unotsauka kuzoʋata ʋusiku cete?
9
Munoitireiko somunhu unotya, somunhu unesimba usiŋgagoni kuponesa? Kunyaŋge ɀakaɗaro imi Jehova muri pakati peɗu, takatumidzwa nezita renyu; regai kutisiya.
10
Ɀanzi naJehova kuʋanhu aʋa: Saiɀoɀo ʋakafarira kudzuŋgaira, haʋana‐kudzora tsoka dzaʋo; naiɀoɀo Jehova haana‐kuʋafarira; ɀino ucaraŋgarira ɀakaipa ɀaʋo, nokuʋaroʋa pamsoro peɀiʋi ɀaʋo.
11
Jehova akati kwandiri: Usanyeŋgeterera ʋanhu aʋa uciʋakumbirira ɀakanaka.
12
Kana ʋaciɀinyima ɀokudya, handiŋganzwi kucema kwaʋo; kana ʋaciʋuya neɀipiriso ɀinopiswa neɀipiriso ɀoʋupfu, handiŋgaɀigamuciri; asi ndicaʋapedza nomunondo, nenzara, ʋuye nehosha.
13
Ipapo ndakati: Haiwa, Jehova Mŋari, tarirai, ʋaprofita ʋanoti kwaʋari: Hamuŋgaʋoni munondo, kana kunzwa nzara; asi ndicakupai rugare rwaɀokwaɗi panɀimbo ino.
14
Ipapo Jehova akati kwandiri: Ʋaprofita ʋanoprofita nhema muzita raŋgu; ini handina‐kuʋatuma, ini handina‐kuʋaraira, kana kutaura naʋo; ʋanokuprofiterai ɀinonzi ɀakaʋonekwa asi dziri nhema, neɀakaʋukwa, neɀisinamaturo, nokunyeŋgera kwemŋoyo yaʋo.
15
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova pamsoro paʋaprofita ʋanoprofita muzita raŋgu, ndisina‐kuʋatuma haŋgu, ʋaciti: Munondo nenzara haɀiŋgaʋi munyika ino; ɀanzi: Ʋaprofita aʋo ʋacapedzwa nomunondo nenzara.
16
Naʋanhu ʋaʋanoprofitera ʋacarashwa munzira dzomuJerusarema nemhaka yenzara nomunondo; ʋacashaiwa unoʋaʋiga iʋo, naʋakadzi ʋaʋo, naʋanakomana ʋaʋo, naʋanasikana ʋaʋo; nokuti ndicaɗurura ɀakaipa ɀaʋo pamsoro paʋo.
17
Ɀino iwe ciʋaʋudza shoko iri, uti: Meso aŋgu ŋgaayerere misodzi ʋusiku namasikati, asarega; nokuti mhandara mukunda waʋanhu ʋaŋgu wakuʋadzwa nokukuʋadzwa kukuru, neʋaŋga rakaipa kwaɀo.
18
Kana ndicifamba musaŋgo, tarirai, ʋakaʋurawa nomunondo! Kana ndicipinda muguta, tarirai, ʋanorwara nenzara! nokuti ʋaprofita naʋaprista ʋose ʋanopota nenyika, ʋasiŋgaziʋi cinhu.
19
Maramba Juda cose here? Mŋeya wenyu wasema Zioni here? Matiroʋereiko, tikashaiwa kuporeswa? Takatarira rugare, asi hakunecakanaka cakaʋuya, neŋguʋa yokuporeswa, asi tarirai, kuvunduswa ɓedzi!
20
Haiwa Jehova, tinoziʋa ɀakaipa ɀeɗu, nokutadza kwamadziɓaɓa eɗu; nokuti takakutadzirai.
21
Regai kutisema nokuɗa kwezita renyu; regai kushoʋora cigaro cokukudzwa kwenyu; raŋgarirai henyu, musaputsa suŋgano yenyu nesu.
22
Ʋaripo here pakati paʋamŋari ʋasinamaturo ʋaʋahedeni ʋaŋganisa mvura? Ƌeŋga riŋganisa mvura here? Hamuzimi here, imi Jehova Mŋari weɗu? Naiɀoɀo ticakumirirai, nokuti ndimi makaita ɀinhu iɀi ɀose.
← Chapter 13
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 15 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52