bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Jeremiah 36
Jeremiah 36
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 35
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 37 →
1
Ɀino negore recinna raJehoiakimi mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, shoko iri rakaȿika kunaJeremia ricibva kunaJehova, riciti:
2
Tora rugwaro rwakapetwa unyore’mo mashoko ose andakakuʋudza pamsoro paIsraeri, napamsoro paJuda, napamsoro pamarudzi ose, kubva pazuʋa randakataura newe, kubva pamazuʋa aJosia kuȿikira zuʋa ranhasi.
3
Ɀimŋe imba yaJuda ʋacanzwa ɀakaipa ɀose ɀandinofuŋga kuʋaitira, kuti ʋadzoke mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa, ndiʋakaŋganwire kuipa kwaʋo neɀiʋi ɀaʋo.
4
Ipapo Jeremia wakaɗana Baruki mŋanakomana waNeria, Baruki akanyora parugwaro rwakapetwa mashoko ose aJehova akabva mumuromo waJeremia, aakataura kwaari.
5
Jeremia akaraira Baruki, aciti: Ini ndakadziʋiswa, handigoni kupinda mumba maJehova.
6
Naiɀoɀo cienda iwe, undoraʋa murugwaro rwakapetwa, mawanyora ɀakabva pamuromo waŋgu, mashoko aJehova ɀinzwike nenzeʋe dzaʋanhu mumba maJehova pazuʋa rokuɀinyima ɀokudya; ʋuye uaraʋe ʋo anzwike nenzeʋe dzaʋaJuda ʋose ʋanoɓuɗa mumaguta aʋo.
7
Ɀimŋe kunyeŋgetera kwaʋo kucaȿika pamberi paJehova, ʋakadzoka mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa; nokuti kutsamŋa nehasha ɀakarebga naJehova pamsoro paʋanhu aʋa kwakakura kwaɀo.
8
Baruki mŋanakomana waNeria akaita ɀose seɀaakarairwa nomuprofita Jeremia, akaraʋa mubuku mashoko aJehova mumba maJehova.
9
Ɀino negore recishanu raJehoiakimi mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, nomŋedzi wepfumbamŋe, ʋanhu ʋose ʋeJerusarema, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋabva kumaguta aJuda ʋaciʋuya Jerusarema, ʋakatara zuʋa rokuɀinyima ɀokudya pamberi paJehova.
10
Ipapo Baruki akaraʋa mubuku mashoko aJeremia mumba maJehova, mukamuri yaGemaria mŋanakomana womunyori Shafani, muruʋazhe rwokumsoro, paʋaipinda pasuʋo idɀa reimba yaJehova, ʋanhu ʋose ʋaciɀinzwa nenzeʋe dzaʋo.
11
Ɀino Micaia mŋanakomana waGemaria, mŋanakomana waShafani, wakati anzwa mashoko ose aJehova mubuku,
12
akaɓurukira kumba kwamambo, mukamuri yomunyori, wanei, macinda ose agere’po, ʋaiti, Erishama munyori, naDeraia mŋanakomana waShemaia, naErnatani mŋanakomana waAkbori, naGemaria mŋanakomana waShafani, naZedekia mŋanakomana waHanania, namacinda ose.
13
Ipapo Mikaia akaʋaparadzira mashoko ose aakanzwa, Baruki aciraʋa mubuku ʋanhu ʋaciɀinzwa nenzeʋe dzaʋo.
14
Naiɀoɀo macinda ose akatuma Jehudi mŋanakomana waNetania, mŋanakomana waSheremia, mŋanakomana waKushi, kunaBaruki, aciti: Ƃata muruʋoko rwako rugwaro rwakapetwa mawakaraʋa ɀicinzwika nenzeʋe dzaʋanhu, uʋuye. Ipapo Baruki mŋanakomana waNeria wakaɓata rugwaro rwakapetwa muruʋoko rwake, akaenda kwaʋari.
15
Ʋakati kwaari: Ɀino cigara pasi, uiraʋe tinzwe nenzeʋe dzeɗu. Ipapo Baruki wakaʋaraʋira ʋakanzwa nenzeʋe dzaʋo.
16
Ɀino ʋakati ʋanzwa mashoko ose, ʋakatarirana ʋacitya, ʋakati kunaBaruki: Ɀirokwaɀo ticaʋudza mambo mashoko awa ose.
17
Ʋakabvunza Baruki, ʋaciti: Ɀino citiʋudza kuti wakanyora mashoko awa ose sei, acibva mumuromo make.
18
Ipapo Baruki akaʋapindura, akati: Wakandiparidzira mashoko awa ose nomuromo wake, ndikaanyora neiŋgi mubuku.
19
Ipapo macinda akati kunaBaruki: Endai mundoʋanda, iwe naJeremia, kurege kuʋa nomunhu unoziʋa kwamuri.
20
Iʋo ndokupinda kunamambo muruʋazhe, asi ʋakaŋga ʋaʋiga rugwaro rwakapetwa mukamuri yomunyori Erishama; ʋakaʋudza mambo mashoko ose aciɀinzwa nenzeʋe dzake.
21
Ipapo mambo akatuma Jehudi kundotora rugwaro rwakapetwa, iye akandorutora mukamuri yomunyori Erishama. Jehudi akaraʋira mambo aciɀinzwa nenzeʋe dzake, namacinda ose akaŋga amire namambo iʋo ʋacinzwa nenzeʋe dzaʋo.
22
Ɀino mambo wakaŋga agere muimba yakaʋakirwa ŋguʋa yecando nomŋedzi wepfumbamŋe, mŋoto ucipfuta pamberi pake pacaeŋga.
23
Ɀino Jehudi wakati apedza kuraʋa ɀikamu ɀitatu kana ɀinna, mambo ndokuɀiceka neɓaŋga ndokuɀikandira mumŋoto wakaŋga uri mucaeŋga, kuȿikira rugwaro rwakapetwa rwose rwapedzwa nomŋoto wakaŋga uri mucaeŋga.
24
Asi haʋana‐kutya, kana kubvarura ŋguʋo dzaʋo, kunyaŋge mambo kunyaŋge nomumŋe waʋaranda ʋake ʋakanzwa mashoko awa ose.
25
Ernatani naDeraia naGemaria ʋakaŋga ʋanyeŋgetera haʋo mambo kuti arege kupisa rugwaro rwakapetwa, asi haana‐kuʋaterera.
26
Mambo akaraira Jerameeri mŋanakomana wamambo, naSeraia mŋanakomana waAzrieri, naSheremia mŋanakomana waAbdeeri, kuti ʋaɓate munyori Baruki nomuprofita Jeremia; asi Jehova wakaʋaʋanza.
27
Ɀino shoko raJehova rakaȿika kunaJeremia, mambo apisa rugwaro rwakapetwa, namashoko akaŋga anyorwa naBaruki acibva mumuromo waJeremia, riciti:
28
Citora ɀe rumŋe rugwaro rwakapetwa unyore’mo ɀe mashoko ose okutaŋga, akaŋga ari murugwaro rwakapetwa rwokutaŋga, rwakapiswa naJehoiakimi mambo waJuda.
29
Ʋuye pamsoro paJehoiakimi mambo waʋaJuda, uti: Ɀanzi naJehova: Wapisa rugwaro urwu rwakapetwa, uciti: Wanyorerei’mo uciti: Ɀirokwaɀo mambo weBabironi ucaʋuya kuparadza nyika ino, nokubvisa’po ʋanhu neɀipfuwo?
30
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova pamsoro paJehoiakimi mambo waJuda: Haaŋgaʋi nomumŋe ucagara pacigaro coʋushe caDavidi; citunha cake cicakandirwa kunze masikati kana kucipisa, noʋusiku kana kunecando.
31
Ndicamuroʋa iye naʋana ʋake naʋaranda ʋake nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋo; ndicaʋuyisa pamsoro paʋo, napamsoro paʋagere Jerusarema, napamsoro paʋarume ʋaJuda, ɀakaipa ɀose ɀandakareʋa pamsoro paʋo, asi haʋana‐kuterera.
32
Ipapo Jeremia wakatora rumŋe rugwaro rwakapetwa, akarupa munyori Baruki, mŋanakomana waNeria, iye akanyora’mo mashoko ose akabva mumuromo waJeremia, aiʋa mubuku yakapiswa mumŋoto naJehoiakimi mambo waJuda; mamŋe mashoko mazhinji akafanana nawo akawedzerwa ʋo.
← Chapter 35
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 37 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52