bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
1 Chronicles 1
1 Chronicles 1
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 2 →
1
Zitateguru ndiAdhamu kwouya Seti kwoti Enoshi
2
kwotiwo Kenani kwouya Mahararieri kwouyawo Jaredhi
3
kwozouya Enoki tevere Metusharaki kwozotiwo Rameki,
4
kwozoti Nowa: kwouya Shemu naHamu naJafeti.
5
Vana vaJafeti vakomana ndiGomeri naMagogu naMadhai naJavhani naTubhari naMesheki naTirasi.
6
Vana vaGomeri: vakomana ndiAshikenazi naRifati naTogarima.
7
Vana vaJavhani: vakomana ndiErisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu.
8
Vanakomana vaHamu: ndiKushi naIjipiti naPuti naKanani.
9
Vana vaKushi: vakomana ndiSebha naHavhira naSabhuta naRama naSabhuteka. Vana vaRaama: vakomana ndiShebha naDhedhani.
10
Kushi ndiye baba: waNimurodhi uya akava mambo wokutanga pasi pano.
11
Ijipiti: ndivo baba vaRudhimu naAnamimu naRehabhimu kwouya Nafutuhimu
12
naPatirusimu naKasiruhimu (tateguru kwakabva vaFirisitia) kwozouya Kafutorimu.
13
Kanani: akabereka Sidhoni dangwe rake naHeti,
14
ndivo tateguru wavaJebhusi navaAmori navaGirigashi,
15
kwoti wavaHivhi nevaAriki navaSini,
16
kwozoti vaArivhadhi navaZemari navaHamati.
17
Vana vokwaShemu: vakomana ndiEramu naAshuri naAripakishadhi naRudhi naAramu vanakomana vaAramu ndiUzi naHuru naGeteri naMesheki.
18
Aripakishadhi akabereka Shera, Shera akabereka Ebheru.
19
Ebheru akabereka vana vakomana vaviri: mumwe ndiPeregi (nokuti panguva yake nyika yakanga yakamuraniswa.) Munun'una wake ainzi Jokitani.
20
Jokitani akabereka: Arimodhadhi naSherefu naHazimavheti naJera,
21
kwozouya Hadhoramu naUzari naDhikira
22
naEbhari naAbhimaeri naShebha
23
kwozouya Ofiri naHavhira naJobhabhu. Vose ivava ndivo vanakomana vaJokitani.
24
Kwaiva naShemu kwouya Aripakishadhi kwoti Shera
25
kwouyawo Ebheru kwozouya Peregi kwoti Reu
26
kwozoti Serugi kwouya Nahori kwozouya Tera
27
kwozoti Abhuramu ndiye Abhurahamu iyeye.
28
Vanakomana vaAbhurahamu ndiIsaki naIshimaeri.
29
Zvizvarwa zvavo ivava ndezvizvi: Dangwe rechikomana raIshimaeri ndiNebhayoti tevere Kedhari naAdhibhieri naMibhusamu,
30
kwouya Mishima naDhuma naMasa naHadhadhi naTema,
31
kwoti Jeturi naNafishi naKedhima. Ivava ndivo vanakomana vaIshimaeri.
32
Vanakomana vaKetura: mumwe mukadzi waAbhurahamu akabereka Zimurani naJokishani naMedhani naMidhiani naIshibhaki naShua. Vanakomana vaJokishani ndiShebha naDhedhani.
33
Vanakomana vaMidhiani: ndiEfa naEferu naHanoki naAbhita naEridhaa. Vose ivava zvizukuru zvokwaKetura.
34
Abhurahamu: ndiye baba waIsaki. Vanakomana vaIsaki: ndiEsau naIsiraeri.
35
Vanakomana vaEsau: ndiErifazi naRueri naJeushi naJairamu naKora.
36
Vanakomana vaErifazi: ndiTemani naOmari naZefi naGatamu naKenazi naTimuna naAmareki.
37
Vanakomana vaReueri: ndiNahati naZera naShama naMiza.
38
Vanakomana vaSeiri: ndiRotani naShobharu naZibheoni naAna naDhishoni naEzeru naDhishani.
39
Vanakomana vaRotani: ndiHori naHomamu. Hanzvadzi yaRotani ndiTimuna.
40
Vanakomana vaShobharu: ndiAriani naManahati naEbharu naShefi naOnamu. Vanakomana vaZibheoni: ndiAya naAna.
41
Vanakomana vaAna ndiDhishoni. Vanakomana vaDhishoni ndiHamurani naEshibhani naItirani naKerani.
42
Vanakomana vaEzeru: ndiBhirihani naZaavhani naJaakani. Vanakomana vaDhishani ndiUzi naArani.
43
Kusati kwambova zvako namambo wokutonga vaIsiraeri, madzimambo akatonga munyika yeEdhomu ndeaya: kwaiti Bhera mwanakomana waBheori. Muzinda wake waiva guta reDhinihabha.
44
Bhera paakafa, Jobhabhu mwanakomana waZera wokuBhozira ndiye akatonga panzvimbo pake.
45
Pakafa Jobhabhu, Hushamu wokudunhu revokwaTemani ndiye akatonga panzvimbo pake.
46
Pakafawo Hushamu, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi akakurira vaMidhiani vaya kunyika yeMoabhu ndiye akatonga panzvimbo pake. Zita reguta rake rainzi Avhiti.
47
Hadhadhi paakafa, Samira wokuMasireka ndiye akatonga panzvimbo pake.
48
Pakafa Samira, Shauro weRehobhoti kuna Yufuratesi ndiye akatonga panzvimbo pake.
49
Shauro paakafa, Bhaarihanani mwanakomana waAkori ndiye akatonga panzvimbo pake.
50
Pakafawo Bhaarihanani, Hadhadhi ndiye akatonga panzvimbo pake. Zita reguta rake rainzi Pai. Zita romudzimai wake rainzi Mehetabhieri aberekwa naMatiredhi mwanasikana waMezahabhu.
51
Hadhadhi akazofa. Madzishe okuEdhomu: ndishe Timuna naAriya naJeteti
52
naOhoribhama naEra naPinoni,
53
kwouya Kenazi naTemani naMibhuzari
54
kwozouya Magidhieri naIramu. Ivava ava ndivo madzishe okuEdhomu.
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 2 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29