bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
1 Chronicles 24
1 Chronicles 24
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 25 →
1
Zvikwata zvavanakomana vokwaAroni ndezvizvi izvi: vanakomana vaAroni ndiNadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru.
2
Asi Nadhabhu naAbhihu vakatangira baba wavo kufa. Vakafa vasina vana. Saka Ereazari naItamaru ndivo vakava vapristi.
3
Dhavhidhi akabatsirwa naZadhoki mumwe wavanakomana vokwaEreazari naAhimereki mumwe wavanakomana vokwaItamaru akavaronganisa maererano namabasa avo pabasa ravo.
4
Mumhuri yokwaEreazari maiva navatungamiriri vakawanda kupfuura vokwaItamaru. Ipapo vokwaEreazari vakarongwa muzvikwata gumi nezvitanhatu, vokwaItamaru vakarongwa muzvikwata zvisere.
5
Pamusana pokuti muvanakomana vokwaEreazari navokwaItamaru makanga muine vakuru vakuru vepanzvimbo inoera navakuru vakuru vokwaMwari, kuti vavaise muzvikwata izvozvo vakashandisa nzira imwecheteyo yechin'ange.
6
Munyori Shemaya mwanakomana waNetaneri muRevhi ndiye aivanyora pana vanhu ava vanoti: mambo namakurukota ake nomupristi Zadhoki naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari navatungamiriri vedzimhuri dzokwavo dzavapristi nedzavaRevhi vachimboti torei mutungamiriri kumhuri yokwaEreazari vozotizve torei mutungamiriri kumhuri yokwaItamaru.
7
Akatanga kubuda pachin'ange ndiJehoyaribhu tevere Jedhaya
8
wechitatu ari Harimu wechina ndiSeorimu
9
wechishanu Marikiya wechitanhatu Miyamini
10
wechinomwe ari Hakozi wechisere ndiAbhiya
11
wechipfumbamwe ndiJeshua wegumi ariwo Shekaniya
12
wegumi nechiposhi Eriyashibhu wegumi nechipiri ndiJakimu
13
wegumi netatu ari Hupa wegumi nechina ariwo Jeshebheamu
14
wegumi nechishanu ndiBhiriga wegumi nechitanhatu ari Imeru
15
wegumi nechinomwe ndiHeziri wegumi nechisere ari Hapizezi
16
wegumi nechipfumbamwe ndiPetahiya wechimakumi maviri ari Jehezikeri
17
wemakumi maviri nechiposhi ariwo Jakini wamakumi maviri nechipiri ndiGamuri
18
wamakumi maviri nechitatu ari Dheraya wemakumi maviri nechina ndiMaaziya.
19
Ivava ndivo vakapiwa basa rokupota vachipinda mumba yaTenzi namazoro avo avakaitirwa nababa wavo Aroni sezvaakanzi aite naTenzi, Mwari weIsiraeri.
20
Vamwe vose vavanakomana vokwaRevhi ndavava ava: kuvana vokwaAmuramu ndiShubhaeri kuvana vaShubhaeri ndiJedheya.
21
Pavana vokwaRehabhiya ndiIshiya mukuru wacho.
22
Kune vokwaIzhari ndiSheromoti. Vana vokwaSheromoti ndiJahati.
23
Kuvana vakomana vaHebhuroni ndiJeriya mukuru wacho wechipiri ndiAmariya wechitatu ari Jahazieri Jekameamu ariye wechina.
24
Kuvanakomana vaUzieri ndiMika vanawo vaMika ndiShamiri.
25
Ishiya mukoma nomunun'una naMika havanoi vanakomana vake. Pavana vaIshiya ava ndiZekariya.
26
Kuvanakomana vaMerari vanaMahiri naMushi. Muvanawo vaJaaziya ndiBheno.
27
Pavanawo vaMerari aberekwa naJaaziya vakatorwa ndiBheno naShohamu naZakuri naIbhuri.
28
Kwotiwo kwaMahiri ndiEreazari, akanga asina vana vakomana.
29
Kwozoti kune vokwaKishi ndiJerahimieri.
30
Mwanakomana waMushi ndiMahiri naEdheru naJerimoti. Ivava ava ndivo vanakomana vokwaRevhi imba nemba.
31
Vakaitawo chin'ange sezvakaitawo hama dzavo dzokwaAroni paiva navanhu ava vaiti mambo Dhavhidhi naZadhoki naAhimereki navatungamiriri vavo vedzimhuri dzokwavo dzavapristi nedzevaRevhi. Vakoma navanun'una mumhuri idzodzi vakangoitirwa zvimwechetezvo.
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 25 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29