bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
1 Chronicles 8
1 Chronicles 8
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 9 →
1
Bhenjamini ndibaba waBhera dangwe rake, wechipiri ndiAshibheri, wechitatu ndiAhara
2
wechina ndiNoha, wechishanu ari Rafa.
3
Vanawo vaBhera vakomana: ndiAdha naGera naAbhihudhi
4
naAbhishua, kwouya Naamani naAhoa
5
kwozoti Gera naShefufani naHuramu.
6
Ava ndivo vanakomana vaEhudhi: vaiva vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo dzavagari vokuGebha vakazoendwa navo kuutapwa kuManahati,
7
kwaiti Naamani naAhiya naGera anonziwo Hegiramu baba waUza naAhihudhi.
8
Mumwewo ainzi Shaharaimu akabereka vana vakomana munyika yeMoabhu mushure mokunge aramba vakadzi vake vaHushimu navaBhaara.
9
Akazobereka vana vakomana nomukadzi wake ainzi Hodheshi vanoti:
10
Jobhabhu naZibhia naMesha naMarikanu naJeuzi naSakia naMirima. Ivava ndivo vanakomana vake, vaiva vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo.
11
Akaberekawo vana vakomana navaHushimu ava vanoti Abhitubhu naEripaari.
12
Vanakomana vaEripaari: ndiEbheru naMishamu naShemedhi nyakuvaka Ono neRodhi nemisha yaro
13
Bheriya naShema vaiva vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo dzavagari vokuAiyaroni: vakaitisa chimwandamwanda vagari vokuGati;
14
kwozouya Ahio: naShashaki naJeremoti,
15
kwoti Zebhadhia naAradhi naEdheru,
16
kwotiwo Mikaeri naIshipa naJoha ndovaiva vanakomana vaBheriya.
17
Zebhadhiya: naMeshuramu naHiziki naHebheru
18
naIshimerai naIsiriya naJobhabhu ndivowo vanakomana vaEripaari.
19
Jakimu: naZikiri naZabhudhi
20
naErienai naZiretai naErieri
21
naAdhaya naBheraya naShimurati ndivo vanakomana vaShimei.
22
Ishipani: naEbheru naErieri
23
naAbhudhoni naZikiri naHanani
24
naHananiya naEramu naAnitotiya
25
naIfedhiya naPenueri, ndivo vanakomanawo vaShashaki.
26
Shamusherai: naShehariya naAtariya
27
naJaareshiya naEriya naZikiri, ndivowo vanakomana vaJorohamu.
28
Ivava ava vaiva vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo chizvarwa nechizvarwa vari madzichangamire. Ivava vaigara muJerusaremu.
29
Jeieri: baba waGibheoni vaigara kuGibheoni. Zita romukadzi wavo rainzi Maaka.
30
Mwanakomana wavo dangwe rainzi Abhudhoni kwouya Zuru naKishi naBhaari naNadhabhu,
31
kwouya naGedhori naAhio naZekeru,
32
uyewo Mikiroti baba waShimea. Zvino vose ivava vaigara pakatarisana nehama dzavo muJerusaremu pamwechete nehama dzacho.
33
Neru ndiye baba waKishi Kishi ari baba waSauro Sauro ariye baba Jonatani naMarikushua naAbinadhabhu naEshibhaari.
34
Mwana waJonatani: ndiMeribhaari Meribhaari ndiye baba waMika.
35
Vanakomana vaMika: ndiPitoni naMereki naTariya naAhazi.
36
Ahazi: ndibaba waJehoyadha. Jehoyadha ari baba waAremeti naAzimavheti naZimuri Zimuri ndiye baba waMoza.
37
Moza ndiye babawo waBhinea mwanakomana waBhinea ndiRafa waRafa ndiEreasa waEreasa ndiAzeru.
38
Azeru aiva navanakomana vatanhatu. Mazita avo ndiAzirikamu naBhokeru naIshimaeri naSheariya naObhadhiya naHanani vose ivava ndivo vanakomana vaAzero.
39
Vanakomana vomunun'una wake Asheki: ndiUramu dangwe rake wechipiri ndiJeushi wechitatu ndiErifereti.
40
Vanakomana vokwaUramu vaiva magamba okurwa hondo yokupfura nemiseve aiva navana vakomana navazukuru vazhinji zana namakumi mashanu, vose ivava vari vokwaBhenjamini.
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 9 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29