bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 1
1 Chronicles 1
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 2 →
1
Adama, naSeti, naEnoshi;
2
naKenani, naMaharareri, naJaredi;
3
naEnoki, naMetusera, naRameki;
4
naNoa, naShemi, naHami, naJafeti.
5
Ʋanakomana ʋaJafeti: Gomeri, naMagogi, naMadai, naJavani, naTubari, naMesheki, naTirasi.
6
Ʋanakomana ʋaGomeri: Ashkenazi, naDifati, naTogarma.
7
Ʋanakomana ʋaJavani: Erisha, naTarshishi, naKitimi, naRodanimi.
8
Ʋanakomana ʋaHami: Kushi, naMizraimi, naPuti, naKanaani.
9
Ʋanakomana ʋaKushi: Seba, naHavira, naSabta, naRaama, naSabteka. Ʋanakomana ʋaRaama: Sheba, naDedani.
10
Kushi akaɓereka Nimrodi; iye akataŋga kuʋa munhu unesimba panyika.
11
Mizraimi akaɓereka Rudimi, naAnamimi, naRehabimi, naNaftuhimi,
12
naPatrusimi, naKasruhimi (ƲaFiristia ʋakabva kwaari), naKaftorimi.
13
Kanaani akaɓereka Zidoni mŋana wake weɗaŋgwe, naHeti,
14
naʋaJebusi, naʋaAmori, naʋaGirgashi;
15
naʋaHivi, naʋaArki, naʋaSini,
16
naʋaArvadi, naʋaZemari, naʋaHamati.
17
Ʋanakomana ʋaShemi: Erami, naAshuri, naArpakshadi, naRudi, naArami, naUzi, naHuri, naGeteri, naMesheki.
18
Arpakshadi akaɓereka Shera, Shera akaɓereka Eberi.
19
Eberi akaɓerekerwa ʋanakomana ʋaʋiri, zita romumŋe raiʋa Peregi, nokuti pamazuʋa ake nyika yakaganhurwa; zita romunuŋuna wake raiʋa Joktani.
20
Joktani akaɓereka Armodadi, naSherefi, naHazarmaveti, naJera,
21
naHadorami, naUzari, naDikra,
22
naEbari, naAbimaeri, naSheba,
23
naOfiri, naHavira, naJobabi. Aʋa ʋose ʋaiʋa ʋanakomana ʋaJoktani.
24
Shemi, naArpakshadi, naShera,
25
naEberi, naPeregi, naReu,
26
naSerugi, naNahori, naTera,
27
Abrama (ndiye Abrahama).
28
Ʋanakomana ʋaAbrahama: Isaka, naIshmaeri.
29
Ndiwo marudzi aʋo: Mŋana weɗaŋgwe waIshmaeri, Nebaioti, teʋere Kedari, naAbdeeri, naMibsami,
30
naMishma, naDuma, naMasa; naHadadi, naTema,
31
naJeturi, naNafishi, naKedema. Ndiʋo ʋanakomana ʋaIshmaeri.
32
Ʋanakomana ʋaKetura, muroŋgo waAbrahama: Iye wakaɓereka Zimrani, naJokshani, naMedani, naMidiani, naIshbaki, naShua. Ʋanakomana ʋaJokshani: Sheba, naDedani.
33
Ʋanakomana ʋaMidiani: Efa, naEferi, naHanoki, naAbida, naErda. Aʋa ʋose ʋaiʋa ʋanakomana ʋaKetura.
34
Abrahama wakaɓereka Isaka. Ʋanakomana ʋaIsaka: Esau, naIsraeri.
35
Ʋanakomana ʋaEsau: Erifazi, naReueri, naJeushi, naJarami, naKora.
36
Ʋanakomana ʋaErifazi: Temani, naOmari, naZefi, naGatami, naKenazi, naTimna, naAmareki.
37
Ʋanakomana ʋaReueri: Nahati, naZera, naShama, naMiza.
38
Ʋanakomana ʋaSeiri: Rotani, naShobari, naZibeoni, naAna, naDishani.
39
Ʋanakomana ʋaRotani: Hori, naHomami; Timna waiʋa hanɀadzi yaRotani.
40
Ʋanakomana ʋaShobari: Ariani naManahati, naEbari, naShefi naOnami. Ʋanakomana ʋaZibeoni: Aia naAna.
41
Ʋanakomana ʋaAna: Dishoni. Ʋanakomana ʋaDishoni: Hamrani naEshbani naItrani naKerani.
42
Ʋanakomana ʋaEzeri: Birhani naZaavani, naJaakani. Ʋanakomana ʋaDishani: Uzi naArani.
43
Ɀino ndiwo madzimambo akaɓata ʋushe panyika yaEdomi, ʋaIsraeri ʋacigere kuʋa namambo: Bera mŋanakomana waBeori; zita reguta rake raiʋa Dinhaba.
44
Bera akafa, Jobabi mŋanakomana waZera weBozra akamuteʋera paʋushe.
45
Jobabi akafa, Hushami wenyika yaʋaTemani akamuteʋera paʋushe.
46
Hushami akafa, Hadadi mŋanakomana waBedadi, wakaɗeya kuʋuraya Midiani pamunda waMoabi, akamuteʋera paʋushe; zita reguta rake raiʋa Aviti.
47
Hadadi akafa, Samra weMasreka akamuteʋera paʋushe.
48
Samra akafa, Shauri weRehoboti paRwizi akamuteʋera paʋushe.
49
Shauri akafa, Baari‐hanani mŋanakomana waAkbori akamuteʋera paʋushe.
50
Baari‐hanani akafa, Hadadi akamuteʋera paʋushe; zita reguta rake raiʋa Pai; ʋuye zita romukadzi wake raiʋa Mehetaberi, mukunda waMatredi, mukunda waMezahabi.
51
Hadadi akafa. Madzishe aEdomi ndiwo: Ishe Timna, nashe Aria, nashe Jeteti,
52
nashe Ohoribama, nashe Era, nashePinoni,
53
nashe Kenazi, nashe Temani, nashe Mibzari,
54
nashe Magdieri, nashe Irami. Ndiwo madzishe aEdomi.
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 2 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29