bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 4
1 Chronicles 4
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 3
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 5 →
1
Ʋanakomana ʋaJuda: Perezi, naHezroni, naKarmi, naHuri, naShobari.
2
Reaya mŋanakomana waShobari akaɓereka Jahati; Jahati akaɓereka Ahumai naRahadi. Ndiwo marudzi aʋaZorati.
3
Ʋuye aʋa ndiʋo ʋaiʋa ʋanakomana ʋaɓaɓa ʋaEtami: Jezreeri, naIshma, naIdbashi; ʋuye zita rehanɀadzi yaʋo rakaŋga riri Hazereponi;
4
naPenueri ɓaɓa ʋaGedori, naEzeri ɓaɓa ʋaHusha. Ndiʋo ʋana ʋaHuri, weɗaŋgwe waEfrata, ɓaɓa ʋaBeti‐rehemi.
5
Ɀino Ashuri ɓaɓa ʋaTekoa wakaŋga anaʋakadzi ʋaʋiri, Hera naNaara.
6
Naara akamuɓerekera Ahuzami, naHeferi, naTemeni, naHaahashtari. Ndiʋo ʋaiʋa ʋanakomana ʋaNaara.
7
Ʋanakomana ʋaHera ʋaiʋa Zereti, naIzhari, naEtnani.
8
Hakozi akaɓereka Anubi, naZobeba, nehama dzaAhareri mŋanakomana waHarumi.
9
Jabezi akakudzwa kukunda ʋanuŋuna ʋake, mai ʋake ʋakamutumidza zita rinonzi Jabezi, ʋaciti: Nokuti ndakamuɓereka ndicitambudzika.
10
Jabezi akaɗana kunaMŋari waIsraeri, akati: Haiwa, ɗai mucindiropafadza henyu, nokukurisa nyika yaŋgu, nokundifambisa noruʋoko rwenyu, nokundiceŋgeta kuneɀakaipa, kuti ɀirege kundiwira! Mŋari akamupa ɀaakakumbira.
11
Kerubi munuŋuna waShuha akaɓereka Mehiri, iye wakaŋga ari ɓaɓa ʋaEshtoni.
12
Eshtoni akaɓereka Beti‐rafa, naPasea, naTehina ɓaɓa ʋaIri‐nahashi. Ndiʋo ʋana ʋaReka.
13
Ʋanakomana ʋaKenazi: Otnieri, naSeraya; ʋanakomana ʋaOtnieri: Hatati.
14
Meonotai akaɓereka Ofra; Seraya akaɓereka Joabi ɓaɓa ʋaGe‐harashimi; nokuti dzaiʋa mhizha.
15
Ʋanakomana ʋaKarebi mŋanakomana waJefune: Iru, naEra, naNaami; ʋanakomana ʋaEra: Kenazi.
16
Ʋanakomana ʋaJehareri: Zifi, naZifa, naTiria, naAsareri.
17
Ʋanakomana ʋaEzra: Jeteri, naMeredi, naEferi, naJaroni. Bitia, mukunda waFarao, akaɓereka Miriami, naShamai, naIshba ɓaɓa ʋaEshtemoa.
18
Mukadzi wake muJuda akaɓereka Jeredi ɓaɓa ʋaGedori, naHeberi ɓaɓa ʋaSoko, naJekutieri ɓaɓa ʋaZanoa. Ndiʋo ʋanakomana ʋaBitia mukunda waFarao, wakaŋga akawanikwa naMeredi.
19
Ʋanakomana ʋomukadzi waHodia, hanɀadzi yaNahami ʋakaŋga ʋari ɓaɓa ʋaKeira muGarmi, naEshtemoa muMaakati.
20
Ʋanakomana ʋaShimoni: Amnoni, naRina, naBeni‐hanani, naTironi. Ʋanakomana ʋaIshi; Zoheti, naBeni‐zoheti.
21
Ʋanakomana ʋaShera mŋanakomana waJuda: Eri ɓaɓa ʋaReka, naRaada ɓaɓa ʋaMaresha, nehama yedzimba dzaiʋo ʋairuka muceka wakaiȿo‐naka, ʋeimba yaAshbea;
22
naJokimi, naʋarume ʋeKozeba, naJoashi, naSarafi, ʋaiɓata ʋushe bgaMoabi, naJashubi‐rehemi. Mashoko awa nde‐ekare.
23
Ndiʋo ʋaiʋa ʋaʋumbi ʋehari, ʋuye ʋaigara paNetaimi neGedera; ndipo paʋaigara namambo kuzoɓate‐ɓasa rake.
24
Ʋanakomana ʋaSimeoni: Nemueri, naJamini, naJaribi, naZera, naShauri;
25
mŋanakomana wake Sharumi, mŋanakomana wake Mibsami, mŋanakomana wake Mishma.
26
Ʋanakomana ʋaMishma: Mŋanakomana wake Hamueri, mŋanakomana wake Zakuri, mŋanakomana wake Shimei.
27
Ɀino Shimei wakaŋga anaʋanakomana ʋanegumi naʋatanhatu naʋanasikana ʋatanhatu; asi ʋanuŋuna ʋake ʋakaŋga ʋasinaʋana ʋazhinji, ʋuye rudzi rwaʋo rwose haruna‐kuwanda, saʋana ʋaJuda.
28
Iʋo ʋakagara paBeeri‐sheba, neMorada, neHazari‐shuari;
29
napaBirha, napaEzemi, napaToradi;
30
napaBetueri, napaHorma, napaZikragi;
31
napaBeti‐markaboti, napaHazari‐susimi napaBeti‐biri, napaShaaraimi. Ndiwo aiʋa maguta aʋo kuȿikira Davidi aciɓata ʋushe.
32
Misha yaʋo yakaŋga iri Etami, neAini, neRimoni, neTokeni, neAshani, maguta mashanu;
33
nemisha yaʋo yose, yakaŋga yakakomba maguta iwayo, kuȿikira paBaari. Ndipo paʋaigara, ʋuye mazita amarudzi aʋo ari’po.
34
NaMeshobabi, naJamreki, naJosha mŋanakomana waAmazia;
35
naJoseri, naJehu mŋanakomana waJoshibia, mŋanakomana waSeraya, mŋanakomana waAsieri;
36
naErioenai, naJaakoba, naJeshohaya, naAsaya, naAdieri, naJeshmieri, naBenaya;
37
naZiza mŋanakomana waShifi, mŋanakomana waAroni, mŋanakomana waJedaya, mŋanakomana waShimri, mŋanakomana waShemaya;
38
aʋa ʋakarebga mazita aʋo, ʋaiʋa macinda pamarudzi aʋo; dzimba dzamadziɓaɓa aʋo dzikawanda kwaɀo.
39
Ʋakaenda paʋanopinda paGedori, kuȿikira parutiʋi rwamabvazuʋa rwomupata, kutȿakira makwai aʋo mafuro.
40
Ʋakawana mafuro akanaka kwaɀo, ʋuye nyika yakaŋga iri mhami, inorugare nokunyarara; nokuti ʋaigara’po kare ʋaiʋa ʋana ʋaHami.
41
Aʋa, ʋakanyorwa mazita aʋo, ʋakaȿika pamazuʋa aHezekia mambo waJuda, ʋakaputsa matente aʋo ʋuye ʋaMeunimi ʋaʋakawana’po, ʋakaʋaparadza cose, kuȿikira nhasi, ʋakagara panyika yaʋo; nokuti kwakaŋga kunamafuro’po amakwai aʋo.
42
Ʋamŋe ʋaʋo, iʋo ʋanakomana ʋaSimeoni, ʋaiʋa ʋarume ʋanamazana mashanu, ʋakaenda kugomo reSeiri, ʋakatuŋgamirirwa naPeratia, naNearia, naRefaia, naUzieri, ʋanakomana ʋaIshi.
43
Ʋakakunda ʋakaŋga ʋasara ʋaʋaAmareki, ʋakapukunyuka, ʋakagara’po kuȿikira zuʋa ranhasi.
← Chapter 3
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 5 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29