bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 24
1 Chronicles 24
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 25 →
1
Ɀino mapoka aʋanakomana ʋaAroni akaŋga akaɗai: Ʋanakomana ʋaAroni: Nadabi, naAbihu, naEreazari, naItamari.
2
Asi Nadabi naAbihu ʋakafa ʋasinaʋana, ɓaɓa ʋaʋo ʋaciri ʋapenyu; saka Ereazari naItamari ʋakaɓate‐ɓasa roʋuprista.
3
Davidi, pamŋe cete naZadoki, mumŋe waʋanakomana ʋaEreazari, naAhimereki, mumŋe waʋanakomana ʋaItamari, ʋakaʋakamura seɀaʋakaŋga ʋagoʋerwa maɓasa aʋo.
4
Ʋakawana ʋakuru ʋazhinji pakati paʋanakomana ʋaEreazari kupfuʋura pakati paʋanakomana ʋaItamari; ʋakakamurwa kuɗai: Pakati paʋanakomana ʋaEreazari kwakaŋga kunaʋanegumi naʋatanhatu, ʋaiʋa ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa; napakati paʋanakomana ʋaItamari, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo ʋakaŋga ʋari ʋasere.
5
Nokuɗaro ʋakakamurwa nemijenya, mumŋe pano mumŋe koko; nokuti kwakaŋga kunamacinda eimba tȿene, namacinda aMŋari pakati paʋanakomana ʋaEreazari, ʋuye pakati paʋanakomana ʋaItamari.
6
Shemaya mŋanakomana waNetaneri, munyori, wakaŋga ari waʋaRevi, akaʋanyora pamberi pamambo, namacinda, nomuprista Zadoki, naAhimereki mŋanakomana waAbiyatari, naʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋaprista naʋaRevi; ʋacitsaura mhuri imŋe kunaEreazari, nemhuri imŋe kunaItamari.
7
Ɀino mujenya wokutaŋga wakaɓata Jehoyaribi, wecipiri Jedaya;
8
wecitatu Harimi, wecinna Seorimi,
9
weshanu Markiya, wetanhatu Miyamini;
10
wecinomŋe Hakozi, worusere Abija;
11
wepfumbamŋe Jeshua, wegumi Shekania;
12
wegumi nomumŋe Eriashibi, wegumi nemiʋiri Jakimi;
13
wegumi nemitatu Hupa, wegumi neminna Jeshebeabi;
14
wegumi nemishanu Birga, wegumi nemitanhatu Imeri;
15
wegumi neminomŋe Heziri, wegumi nemisere Hapizeri;
16
wegumi nemipfumbamŋe Petahia, wamakumi maʋiri Jehezekeri;
17
wamakumi maʋiri nomumŋe Jakini, wamakumi maʋiri nemiʋiri Gamuri;
18
wamakumi maʋiri nemitatu Deraya, wamakumi maʋiri neminna Maazia.
19
Ndiko kukamurwa kwaʋo pamaɓasa aʋo, kuti ʋapinde imba yaJehova paʋakaŋga ʋarairwa napo naAroni ɓaɓa ʋaʋo, seɀaakarairwa naJehova Mŋari waIsraeri.
20
Kana ʋari ʋamŋe ʋanakomana ʋaRevi: Ʋaʋanakomana ʋaAmrami: Shubaeri; ʋaʋanakomana ʋaShubaeri: Jedeiya.
21
ƲaRehabia: Ʋaʋanakomana ʋaRehabia: Ishia mukuru.
22
ƲaʋaIzhari: Sheromoti; ʋaʋanakomana ʋaSheromoti: Jahati.
23
Ʋaʋanakomana ʋaHebroni: Jeria mukuru, naAmaria wecipiri, naJahazieri wecitatu, naJekameami wecinna.
24
Ʋanakomana ʋaUzieri: Mika; ʋaʋanakomana ʋaMika: Shamiri.
25
Munuŋuna waMika: Ishia; ʋaʋanakomana ʋaIshia Zekaria.
26
Ʋanakomana ʋaMerari: Mari naMushi; ʋanakomana ʋaJazia: Beno.
27
Ʋanakomana ʋaMerari: ƲaJazia: Beno, naShohami, naZakuri, naIbri.
28
ƲaMari: Ereazari, wakaŋga asinaʋanakomana.
29
ƲaKishi: Ʋanakomana ʋaKishi: Jerameeri.
30
Ʋanakomana ʋaMushi: Mari, naEderi, naJerimoti. Ndiʋo ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaRevi, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo.
31
Naiʋo ʋakakanda ʋo mijenya sehama dzaʋo, iʋo ʋanakomana ʋaAroni pamberi pamambo Davidi, naZadoki, naAhimereki, naʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa dzaʋaprista naʋaRevi; dzimba dzamadziɓaɓa dzomukuru dzaiʋereŋgwa sedzomunuŋuna wake.
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 25 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29