bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 7
1 Chronicles 7
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 6
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 8 →
1
Ʋanakomana ʋaIsakari: Tora, naPua, naJashubi, naShimroni, iʋo ʋanna.
2
Ʋanakomana ʋaTora: Uzi, naRefaya, naJerieri, naJamai, naIbsami, naShemueri, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, idzo dzaTora; ʋaiʋa ʋarume ʋanesimba noʋumhare pakati pamarudzi aʋo; pamazuʋa aDavidi ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri namazana matanhatu.
3
Ʋanakomana ʋaUzi: Izrahiya; naʋanakomana ʋaIzrahiya: Mikaeri naObadia, naJoeri, naIshia, iʋo ʋashanu; aʋa ʋose ʋakaŋga ʋari ʋakuru.
4
Kwaʋari, kumarudzi aʋo nokudzimba dzamadziɓaɓa aʋo, kwakaŋga kunamapoka ehondo dzokurwa aneɀuru ɀinamakumi matatu neɀitanhatu; nokuti ʋakaŋga ʋanaʋakadzi ʋazhinji naʋanakomana ʋazhinji.
5
Hama dzaʋo pakati pedzimba dzose dzaIsakari, iʋo ʋarume ʋanesimba noʋumhare, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi masere neɀinomŋe, kana ʋaciʋereŋgwa mazita aʋo ose.
6
Ʋanakomana ʋaBenjamini: Bera, naBekeri, naJediyaeri, iʋo ʋatatu.
7
Ʋanakomana ʋaBera: Ezboni, naUzi, naUzieri, naJerimoti, naIri, iʋo ʋashanu. Iʋo ʋakaŋga ʋari ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋarume ʋanesimba noʋumhare, ʋakaʋereŋgwa mazita aʋo ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀiʋiri namakumi matatu naʋanna.
8
Ʋanakomana ʋaBekeri: Zemira, naJoashi, naEriezeri, naErioenai, naOmri, naJeremoti, naAbiia, naAnatoti, naAremeti. Iʋo ʋose ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaBekeri.
9
Ʋakaʋereŋgwa mazita aʋo namarudzi aʋo, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋarume ʋanesimba noʋumhare, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri namazana maʋiri.
10
Ʋanakomana ʋaJediyaeri: Birhani, naʋanakomana ʋaBirhani: Jehushi, naBenjamini, naEhudi, naKenana, naZetani, naTarshishi, naAhishahari.
11
Iʋo ʋose ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaJediyaeri, ʋaciʋereŋgwa ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋarume ʋanesimba noʋumhare, ʋakaȿika ɀuru ɀinegumi neɀinomŋe namazana maʋiri, ʋakaŋga ʋacigona kuenda kuhondo kundorwa.
12
NaShupimi ʋo, naHupimi, ʋanakomana ʋaIri, naHushimi, ʋanakomana ʋaAheri.
13
Ʋanakomana ʋaNaftari: Jazieri, naGuni, naJezeri, naSharumi, ʋanakomana ʋaBirha.
14
Ʋanakomana ʋaManase: Asrieri, waakaɓerekerwa nomukadzi wake; (muroŋgo wake muArami wakaɓereka Makiri ɓaɓa ʋaGireadi;
15
Makiri akawana mukadzi worudzi rwaHupimi naShupimi, zita rehanɀadzi yake raiʋa Maaka;) zita rowecipiri rakaŋga riri Zerofehadi; Zerofehadi wakaŋga anaʋakunda.
16
Maaka mukadzi waMakiri akaɓereka mŋanakomana, akatumidza zita rake Pereshi; zita romunuŋuna wake raiʋa Shereshi, ʋanakomana ʋake ʋakaŋga ʋari Urami naRakemi.
17
Ʋanakomana ʋaUrami: Bedani. Ndiʋo ʋanakomana ʋaGireadi mŋanakomana waMakiri, mŋanakomana waManase.
18
Hanɀadzi yake Hamoreketi akaɓereka Ishodi, naAbiezeri, naMara.
19
Ʋanakomana ʋaShemida: Ahiani, naShekemi, naRiki naAniami.
20
Ʋanakomana ʋaEfraimi: Shutera, naBeredi mŋanakomana wake, naTahati mŋanakomana wake, naEreada mŋanakomana wake, naTahati mŋanakomana wake,
21
naZabadi mŋanakomana wake, naShutera mŋanakomana wake, naEzeri, naEreadi; iʋo ʋakaʋurawa naʋanhu ʋeGati ʋakaŋga ʋakaɓerekerwa panyika iyo, nokuti ʋakaŋga ʋaɓurukira kwaʋari kuzotora ɀipfuwo ɀaʋo.
22
Efraimi ɓaɓa ʋaʋo akaʋacema mazuʋa mazhinji, hama dzake dzikaʋuya kuzomuɓata ruʋoko.
23
Akapinda kumukadzi wake, iye akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Beria; nokuti imba yake yakaŋga icitambudzika.
24
Mukunda wake waiʋa Sheera, iye akaʋaka Beti‐horoni rezasi nerokumsoro, neUzeni‐sheera.
25
Mŋanakomana wake waiʋa Refa, naReshefi, naTera mŋanakomana wake, naTahani mŋanakomana wake;
26
naRadani mŋanakomana wake, naAmihudi mŋanakomana wake, naErishama mŋanakomana wake,
27
naNuni mŋanakomana wake, naJehoshua mŋanakomana wake.
28
Nyika yaʋo nokwaʋakaŋga ʋagere ndiBeti‐eri nemisha yaro; nokumabvazuʋa, Naarani, nokumaʋirira Gezeri nemisha yaro; neShekemi nemisha yaro, kuȿikira paAza nemisha yaro;
29
nokumiganhu yaʋana ʋaManase. Beti‐sheani nemisha yaro, neTaanaki nemisha yaro, neMegido nemisha yaro, neDori nemisha yaro. Ʋana ʋaJosefa mŋanakomana waIsraeri ʋakagara mumisha iyi.
30
Ʋanakomana ʋaAsheri: Imna, naIshva, naIshvi, naBeria, naSera hanɀadzi yaʋo.
31
Ʋanakomana ʋaBeria: Heberi, naMarkieri, waiʋa ɓaɓa ʋaBirzaiti.
32
Heberi akaɓereka Jafreti, naShomeri, naHotami, naShua hanɀadzi yaʋo.
33
Ʋanakomana ʋaJafreti: Pasaki, naBimari, naAshvati. Ndiʋo ʋanakomana ʋaJafreti.
34
Ʋanakomana ʋaShemeri: Ahi, naRoga, naJehuba, naArami.
35
Ʋanakomana ʋaHeremi munuŋuna wake: Zofa, naImna, naShereshi, naAmari.
36
Ʋanakomana ʋaZofa: Sua, naHarneferi, naShuari, naBeri, naImra;
37
naBeseri, naHodi, naShama, naShirsha, naItrani, naBeera.
38
Ʋanakomana ʋaJeteri: Jefune, naPispa, naAra.
39
Ʋanakomana ʋaUra: Ara, naHanieri, naRizia.
40
Aʋa ʋose ʋaiʋa ʋana ʋaAsheri, ʋari ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋarume ʋakaŋga ʋakatsaurwa, ʋanesimba noʋumhare, ʋakuru ʋamacinda. Ʋakaʋereŋgwa namazita aʋo, iʋo ʋaigona kurwa, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀitanhatu.
← Chapter 6
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 8 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29