bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 8
1 Chronicles 8
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 9 →
1
Benjamini wakaɓereka mŋana wake weɗaŋgwe Bera, naAshberi wecipiri, naAhara wecitatu;
2
naNoa wecinna, naRafa weshanu.
3
Bera akaɓereka ʋanakomana: Adari, naGera, naAbihudi;
4
naAbishua, naNaamani, naAhoa;
5
naGera, naShefufani, naHurami.
6
Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaEhudi: Ndiʋo ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aigara paGeba, ʋakaʋatapa, ʋakaenda naʋo Manahati;
7
naNaamani, naAhiya, naGera, iye akaʋatapa; akaɓereka Uza naAhihudi.
8
Shaharaimi akaɓereka ʋanakomana panyika yaMoabi, adziŋga ʋakadzi ʋake Hushimi naBaara.
9
Akaɓereka kumukadzi wake Hodeshi: Jobabi, naZibia, naMesha, naMarkami;
10
naJeuzi, naShakia, naMirma. Ndiʋo ʋanakomana ʋake, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa.
11
Hushimi akaɓereka Abitubi naErpaari.
12
Ʋanakomana ʋaErpaari: Eberi, naMishami, naShemedi; ndiye wakaʋaka Ono, neRodi, nemisha yawo;
13
naBeria, naShema, iʋo ʋaiʋa ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aigara paAjaroni, ʋakadziŋga ʋakaŋga ʋagere paGati;
14
naAhiyo, naShashaki, naJeremoti;
15
naZebadia, naAradi, naEderi;
16
naMikaeri, naIshpa, naJoha, iʋo ʋanakomana ʋaBeria;
17
naZebadia, naMeshurami, naHizki, naHeberi;
18
naIshmerai, naIzria, naJobabi, iʋo ʋanakomana ʋaErpari;
19
naJakimi, naZikri, naZabdi;
20
naErienai, naZiretai, naErieri;
21
naAdaya, naBeraya, naShimrati, iʋo ʋanakomana ʋaShimei;
22
naIshpani, naEberi, naErieri;
23
naAbdoni, naZikri, naHanani;
24
naHanania, naErami, naAnatotiya;
25
naIfdeya, naPenueri, iʋo ʋanakomana ʋaShashaki;
26
naShamsherai, naSheharia, naAtaria;
27
naJareshia, naEria, naZikri, iʋo ʋanakomana ʋaJehorami.
28
Iʋo ʋaiʋa ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa kumarudzi aʋo ose, ʋakuru; iʋo ʋaigara Jerusarema.
29
PaGibeoni paigara ɓaɓa ʋaGibeoni, wainzi Jeiri; zita romukadzi wake rakaŋga riri Maaka.
30
Mŋanakomana wake weɗaŋgwe waiʋa Abdoni, naZuri, naKishi, naBaari, naNadabi;
31
naGedori, naAhio, naZekeri.
32
Mikroti akaɓereka Shimea. Naiʋo ʋaigara nehama dzaʋo Jerusarema, ʋakatarisana nehama dzaʋo.
33
Neri akaɓereka Kishi, Kishi akaɓereka Sauro, Sauro akaɓereka Jonatani, naMarkishua, naAbinadabi, naEshbaari.
34
Mŋanakomana waJonatani wakaŋga ari Meribi‐baari; Meribi‐baari akaɓereka Mika.
35
Ʋanakomana ʋaMika: Pitoni, naMereki, naTarea, naAhazi.
36
Ahazi akaɓereka Joada, Joada akaɓereka Aremeti, naAzmaveti, naZimri; Zimri akaɓereka Moza;
37
Moza akaɓereka Binea; Rafa waiʋa mŋanakomana wake, naEreasa mŋanakomana wake, naAzeri mŋanakomana wake.
38
Azeri wakaŋga anaʋanakomana ʋatanhatu; mazita aʋo ndiwo: Azrikami, naBokeru, naIshmaeri, naShearia, naObadia, naHanani. Aʋa ʋose ʋaiʋa ʋanakomana ʋaAzeri.
39
Ʋanakomana ʋaEsheki munuŋuna wake: Urami mŋanakomana wake weɗaŋgwe, naJeuzi wecipiri, naErifereti wecitatu.
40
Ʋanakomana ʋaUrami ʋaiʋa ʋarume ʋanesimba noʋumhare, ʋafuri ʋemiseʋe; ʋakaŋga ʋanaʋanakomana ʋazhinji, naʋanakomana ʋaʋanakomana ʋaʋo, ʋakaȿika zana namakumi mashanu. Iʋo ʋose ʋaiʋa ʋanakomana ʋaBenjamini.
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 9 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29