bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 6
1 Chronicles 6
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 7 →
1
Ʋanakomana ʋaRevi: Gershoni, naKohati, naMerari;
2
naʋanakomana ʋaKohati: Amrami, naIshari, naHebroni, naUzieri.
3
Ʋanakomana ʋaAmrami: Aroni, naMosesi, naMiriami. Ʋanakomana ʋaAroni: Nadabi, naAbihu, naEriazari, naItamari.
4
Eriazari akaɓereka Pinehasi, Pinehasi akaɓereka Abishua,
5
Abishua akaɓereka Buki, Buki akaɓereka Uzi,
6
Uzi akaɓereka Zerahiya, Zerahiya akaɓereka Merayoti,
7
Merayoti akaɓereka Amaria, Amaria akaɓereka Ahitubi,
8
Ahitubi akaɓereka Zadoki, Zadoki akaɓereka Ahimaazi,
9
Ahimaazi akaɓereka Azaria, Azaria akaɓereka Johanani,
10
Johanani akaɓereka Azaria, (ndiye waiɓate‐ɓasa romuprista muimba yakaʋakwa naSoromoni paJerusarema;)
11
Azaria akaɓereka Amaria, Amaria akaɓereka Ahitubi,
12
Ahitubi akaɓereka Zadoki, Zadoki akaɓereka Sharumi,
13
Sharumi akaɓereka Hirkia, Hirkia akaɓereka Azaria,
14
Azaria akaɓereka Seraya, Seraya akaɓereka Jehozadaki,
15
Jehozadaki akatapxa, ŋguʋa yakatapa Jehova Juda neJerusarema noruʋoko rwaNebukadnezari.
16
Ʋanakomana ʋaRevi: Gershomi, naKohati, naMerari:
17
Mazita aʋanakomana ʋaGershomi ndiwo: Ribni naShimei.
18
Ʋanakomana ʋaKohati: Amrami, naIshari, naHebroni, naUzieri;
19
naʋanakomana ʋaMerari: Mari, naMushi. Ʋuye ndidzo dzimba dzaʋaRevi, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo:
20
ƲaGershoni: Ribni mŋanakomana wake, naJahati mŋanakomana wake, naZima mŋanakomana wake,
21
naJoa mŋanakomana wake, naIdo mŋanakomana wake, naZera mŋanakomana wake, naJeaterai mŋanakomana wake.
22
Ʋanakomana ʋaKohati: Aminadabi mŋanakomana wake, naKora mŋanakomana wake, naAsiri mŋanakomana wake,
23
naErkana mŋanakomana wake, naAbiasafi mŋanakomana wake, naAsiri mŋanakomana wake,
24
naTahati mŋanakomana wake, naUrieri mŋanakomana wake, naUzi mŋanakomana wake, naShauri mŋanakomana wake.
25
Ʋanakomana ʋaErkana: Amasai, naAhimoti.
26
Kana ari Erkana: Ʋanakomana ʋaErkana: Zofai mŋanakomana wake, naNahati mŋanakomana wake,
27
naEriabi mŋanakomana wake, naJehorami mŋanakomana wake, naErkana mŋanakomana wake.
28
Ʋanakomana ʋaSamueri: Weɗaŋgwe Joeri, nowecipiri Abija.
29
Ʋanakomana ʋaMerari: Mari, naRibni mŋanakomana wake, naShimei mŋanakomana wake, naUza mŋanakomana wake,
30
naShimra mŋanakomana wake, naHagia mŋanakomana wake, naAsaya mŋanakomana wake.
31
Ʋuye aʋa ndiʋo ʋakagadzwa naDavidi kuzofambisa ɓasa rokuimba mumba maJehova, areka yawana pokuzorora.
32
Ʋaishumira pakuimba pamberi petabernakeri yetente rokusoŋgana, kuȿikira Soromoni aʋaka imba yaJehova paJerusarema; ʋakamira paɓasa raʋo, seɀaʋakaŋga ʋagoʋerwa napo.
33
Ndiʋo ʋaimira’po naʋanakomana ʋaʋo: Kuʋanakomana ʋaKohati: Hemani muimbi, mŋanakomana waJoeri, mŋanakomana waSamueri;
34
mŋanakomana waErkana, mŋanakomana waJehorami, mŋanakomana waErieri, mŋanakomana waToa;
35
mŋanakomana waZufi, mŋanakomana waErkana, mŋanakomana waMahati, mŋanakomana waAmasai;
36
mŋanakomana waErkana, mŋanakomana waJoeri, mŋanakomana waAzaria, mŋanakomana waZefania,
37
mŋanakomana waTahati, mŋanakomana waAsiri, mŋanakomana waEbiasafi, mŋanakomana waKora;
38
mŋanakomana waIshari, mŋanakomana waKohati, mŋanakomana waRevi, mŋanakomana waIsraeri.
39
Munuŋuna wake Asafi, wakaŋga amire kurudyi rwake, iye Asafi mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana waShimea;
40
mŋanakomana waMikaeri, mŋanakomana waBaaseya, mŋanakomana waMarkija;
41
mŋanakomana waItni, mŋanakomana waZera, mŋanakomana waAdaya;
42
mŋanakomana waEtani, mŋanakomana waZima, mŋanakomana waShimei;
43
mŋanakomana waJahati, mŋanakomana waGershomi, mŋanakomana waRevi.
44
Kuruɓoshwe rwaʋo, hama dzaʋo iʋo ʋanakomana ʋaMerari: Etani mŋanakomana waKishi, mŋanakomana waAbdi, mŋanakomana waMaruki;
45
mŋanakomana waHashabia, mŋanakomana waAmazia, mŋanakomana waHirkia;
46
mŋanakomana waAmzi, mŋanakomana waBani, mŋanakomana waShemeri;
47
mŋanakomana waMari, mŋanakomana waMushi, mŋanakomana waMerari, mŋanakomana waRevi.
48
Hama dzaʋo iʋo ʋaRevi ndiʋo ʋakagoʋerwa maɓasa ose patabernakeri yeimba yaJehova.
49
Asi Aroni naʋanakomana ʋake ʋaiɓayira paartari yeɀipiriso ɀinopiswa, napaartari yeɀinonhuwira, ʋaiɓata maɓasa ose apanɀimbo tȿene‐tȿene, nokuyananisira Israeri, ʋaciita ɀose ɀakarairwa naMosesi muranda waMŋari.
50
Ʋanakomana ʋaAroni ndiʋo: Eriazari mŋanakomana wake, naPinehasi mŋanakomana wake, naAbishua mŋanakomana wake;
51
naBuki mŋanakomana wake, naUzi mŋanakomana wake, naZerahiya mŋanakomana wake;
52
naMerayoti mŋanakomana wake, naAmaria mŋanakomana wake, naAhitubi mŋanakomana wake;
53
naZadoki mŋanakomana wake, naAhimaazi mŋanakomana wake.
54
Kwaʋaigara, kwaʋaidzika matente aʋo panyika yaʋo, ndiko: Ʋanakomana waAroni, ʋedzimba dzaʋaKohati, nokuti ndiʋo ʋakataŋga kugoʋerwa,
55
iʋo ʋakapiwa Hebroni panyika yaJuda, namafuro aro akaŋga akapoteredza;
56
asi minda yeguta, nemisha yaro, yakapiwa Karebi mŋanakomana waJefune.
57
Ʋanakomana ʋaAroni ʋakapiwa maguta oʋutiziro, aiti: Hebroni, neRibna namafuro awo, neJatiri, neEshtemoa namafuro awo;
58
neHireni namafuro aro, neDebiri namafuro aro;
59
neAshani namafuro aro, neBeti‐shemeshi namafuro aro.
60
Ʋuye ʋorudzi rwaBenjamini: Geba namafuro aro, neAremeti namafuro aro, neAnatoti namafuro aro. Maguta aʋo ose pakati pedzimba dzaʋo dzose, aiʋa maguta anegumi namatatu.
61
Ʋamŋe ʋanakomana ʋaKohati ʋakapiwa nemijenya maguta anegumi pakati pehafu yorudzi rwaManase, iyo hafu yaManase.
62
Ʋanakomana ʋaGershomi nedzimba dzaʋo, ʋo rudzi rwaIsakari, noʋorudzi rwaAsheri, noʋorudzi rwaNaftari, noʋorudzi rwaManase paBashani, ʋakapiwa maguta anegumi namatatu.
63
Ʋanakomana ʋaMerari nedzimba dzaʋo ʋakapiwa nemijenya ʋorudzi rwaRubeni, noʋorudzi rwaGadi, noʋorudzi rwaZeburuni, maguta anegumi namaʋiri.
64
Ʋana ʋaIsraeri ʋakapa ʋaRevi maguta namafuro awo.
65
Ʋakaʋapa nemijenya maguta iwayo akarebga mazita awo ʋorudzi rwaʋana ʋaJuda, noʋorudzi rwaʋana ʋaSimeoni, noʋorudzi rwaʋana ʋaBenjamini.
66
Asi ʋamŋe ʋedzimba dzaʋana ʋaKohati ʋakaŋga ʋanamaguta panyika yaʋo, ʋorudzi rwaEfraimi.
67
Ʋakaʋapa maguta oʋutiziro, aiti: Shekemi kunyika yamakomo aEfraimi namafuro aro, neGezeri namafuro aro;
68
neJokmeami namafuro aro, neBeti‐horoni namafuro aro,
69
neAjaroni namafuro aro, neGatrimoni namafuro aro;
70
ʋehafu yorudzi rwaManase ʋakapiwa Aneri namafuro aro, neBireami namafuro aro, ndiɀo ɀakapiwa ʋamŋe ʋeimba yaʋana ʋaKohati.
71
Ʋanakomana ʋaGershomi ʋakapiwa pakati peimba yehafu yorudzi rwaManase, Gorani paBashani namafuro aro, neAshtaroti namafuro aro;
72
noʋorudzi rwaIsakari: Kedeshi namafuro aro, neDaberati namafuro aro,
73
neRamoti namafuro aro, neAnemi namafuro aro;
74
noʋorudzi rwaAsheri: Mashari namafuro aro, neAbdoni namafuro aro;
75
neHukoki namafuro aro, neRehobi namafuro aro;
76
noʋorudzi rwaNaftari: Kedeshi paGarire namafuro aro, neHamoni namafuro aro, neKiriataimi namafuro aro.
77
Ʋamŋe ʋaʋaRevi, iʋo ʋanakomana ʋaMerari, ʋakapiwa ʋorudzi rwaZeburuni: Rimono namafuro aro, neTabori namafuro aro;
78
ʋuye mhiri kwaJoridani paJeriko, kumabvazuʋa aJoridani, ʋorudzi rwaRubeni, ʋakapiwa Bezeri riri kurenje namafuro aro, neJaza namafuro aro,
79
neKedemoti namafuro aro, neMefati namafuro aro;
80
noʋorudzi rwaGadi: Ramoti paGireadi namafuro aro, neMahanaimi namafuro aro,
81
neHeshboni namafuro aro, neJazeri namafuro aro.
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 7 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29