bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 5
1 Chronicles 5
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 4
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 6 →
1
Ʋana ʋaRubeni mŋana weɗaŋgwe waIsraeri, (nokuti ndiye wakaŋga ari weɗaŋgwe; asi ɀaakaȿiɓisa nhoʋo yaɓaɓa ʋake, ʋuɗaŋgwe bgake bgakapiwa ʋanakomana ʋaJosefa mŋanakomana waIsraeri; naiɀoɀo mazita amadziteteguru haaʋereŋgwi noʋuɗaŋgwe.
2
Nokuti Juda ndiye wakaŋga ari mukuru pakati paʋana ʋaɓaɓa ʋake, mutuŋgamiriri akabva kwaari; asi ʋuɗaŋgwe bgakaŋga ʋuri bgaJosefa;)
3
ʋanakomana ʋaRubeni mŋana weɗaŋgwe waIsraeri: Hanoki, naParu, naHezroni, naKarmi.
4
Ʋanakomana ʋaJoeri: Shemaya mŋanakomana wake, Gogi mŋanakomana wake, naShimei mŋanakomana wake;
5
Mika mŋanakomana wake, naReaya mŋanakomana wake, naBaari mŋanakomana wake;
6
naBeera mŋanakomana wake, iye wakatapxa naTirgati‐pirneseri mambo weAsiria; iye wakaŋga ari mucinda waʋaRubeni.
7
Naʋanuŋuna ʋake nedzimba dzaʋo kana mazita amadziteteguru aciʋereŋgwa: Mukuru Jeyieri, naZekaria,
8
naBera mŋanakomana waAzazi, mŋanakomana waShema, mŋanakomana waJoeri, waigara paAroeri kuȿikira paNebo neBaari‐meoni;
9
kurutiʋi rwamabvazuʋa wakaŋga agere kuȿikira pakutaŋga kwerenje kubva kurwizi Yufratesi; nokuti ŋombe dzaʋo dzakaŋga dzawanda panyika yeGireadi.
10
Namazuʋa aSauri ʋakarwa naʋaHagari, ʋakaʋakunda; ʋakagara pamatente aʋo panyika yose yakaŋga iri kumabvazuʋa eGireadi.
11
Ʋanakomana ʋaGadi ʋakaŋga ʋagere kwakatarisana naʋo panyika yeBashani, kuȿikira paSareka;
12
Joeri mukuru, naShafani wecipiri, naJanai, naShafati, paBashani;
13
naʋanuŋuna ʋaʋo ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo: Mikaeri, naMeshurami, naSheba, naJorai, naJakani, naZiya, naEberi, iʋo ʋanomŋe.
14
Ndiʋo ʋanakomana ʋaAbihairi mŋanakomana waHuri, mŋanakomana waJaroa, mŋanakomana waGireadi, mŋanakomana waMikaeri, mŋanakomana waJeshishai, mŋanakomana waJado, mŋanakomana waBuzi,
15
naAhi, mŋanakomana waAbdieri, mŋanakomana waGuni, mukuru wedzimba dzamadziɓaɓa aʋo.
16
Iʋo ʋakaŋga ʋagere paGireadi paBashani, nomumisha yaro mikuru, nomuruwa reSharoni, kuȿikira kumiganhu yayo.
17
Aʋa ʋose ʋaiʋereŋgwa namazita amadziteteguru aʋo pamazuʋa aJotami mambo waJuda, napamazuʋa aJeroboami mambo waIsraeri.
18
Ʋanakomana ʋaRubeni, naʋaGadi, nehafu yorudzi rwaManase, ʋarume ʋoʋumhare, ʋarume ʋaigona kushoŋga nhoʋo neminondo, nokufura noʋuta, ʋaigona kurwa, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀinna namazana manomŋe namakumi matanhatu, ʋaigona kundorwa.
19
Ʋakarwa naʋaHagari, naJeturi, naNafishi, naNodabi.
20
Ʋakaɓatsirwa pakurwa naʋo, ʋaHagari ʋakakundwa naʋo, naʋose ʋaiʋa naʋo; nokuti ʋakaɗana kunaJehova ʋari pakurwa, akaʋanzwa; nokuti ʋakaŋga ʋacitenda kwaari.
21
Ʋakatapa ɀipfuwo ɀaʋo, makamera aneɀuru ɀinamakumi mashanu, namakwai aneɀuru ɀinamazana maʋiri namakumi mashanu, nemboŋgoro dzineɀuru ɀiʋiri, naʋanhu ʋaneɀuru ɀinezana.
22
Ʋazhinji ʋakafa ʋaʋurawa, nokuti kurwa kwaŋga kuri kwaMŋari. Iʋo ʋakagara panɀimbo yaʋo kuȿikira pakutapxa kwaʋo.
23
Ʋanakomana ʋehafu yorudzi rwaManase ʋakaŋga ʋagere panyika iyo; ʋakawanda kubva paBashani kuȿikira paBaari‐hermoni neSeniri, negomo reHermoni.
24
Ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo ndiʋo: Eferi, naIshi, naErieri, naAsrieri, naJeremia, naHodavia, naJadieri, ʋarume ʋaiʋa nesimba noʋumhare, ʋanhu ʋaiʋa nembiri, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo.
25
Asi ʋakazotadzira Mŋari wamadziɓaɓa aʋo, ʋakapata ʋaciteʋera ʋamŋari ʋendudzi dzenyika iyo, dzakaŋga dzaparadzwa naMŋari pamberi paʋo.
26
Mŋari waIsraeri akamutsa mŋeya waPuri mambo weAsiria, nomŋeya waTirgati‐pirneseri mambo weAsiria; iye akaʋatapa, iʋo ʋaRubeni, naʋaGadi, nehafu yorudzi rwaManase, akaʋaisa Hara, neHabori, neHara, nokurwizi Gozani kuȿikira nhasi.
← Chapter 4
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 6 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29