bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 2
1 Chronicles 2
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 1
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 3 →
1
Ndiʋo ʋanakomana ʋaIsraeri: Rubeni, naSimeoni, naRevi, naJuda, naIsakari naZeburuni,
2
naDani, naJosefa naBenjamini, naNaftari, naGadi, naAsheri.
3
Ʋanakomana ʋaJuda: Eri, naOnani, naShera; ʋanakomana aʋa ʋatatu wakaʋaɓerekerwa naBati‐shua muKanaani. Asi Eri, mŋana weɗaŋgwe waJuda, wakaŋga ari munhu wakaipa pamberi paJehova, akamuʋuraya.
4
Tamari mukadzi womŋana wake, akamuɓerekera Perezi naZera. Ʋanakomana ʋose ʋaJuda ʋakaŋga ʋari ʋashanu.
5
Ʋanakomana ʋaPerezi: Hezroni naHamuri.
6
Ʋanakomana ʋaZera: Zimri, naEtani, naHemani, naKarkori, naDara; ʋose ʋari ʋashanu.
7
Ʋanakomana ʋaKarmi: Akari, mutambudzi waIsraeri, wakatadza pacinhu cakaŋga cakayeriswa.
8
Ʋanakomana ʋaEtani: Azaria.
9
Ʋanakomana ʋo ʋaHezroni, ʋaakaɓerekerwa: Jerameeri, naRami, naKerubai.
10
Rami akaɓereka Aminadabi, Aminadabi akaɓereka Nashoni, mucinda waʋana ʋaJuda;
11
Nashoni akaɓereka Sarma, Sarma akaɓereka Boazi;
12
Boazi akaɓereka Obedi, Obedi akaɓereka Jese;
13
Jese akaɓereka mŋana wake weɗaŋgwe Eriabi, teʋere Abinadabi wecipiri, naShimea wecitatu;
14
naNetaneri wecinna, naRadai weshanu;
15
naOzemi wetanhatu, naDavidi wecinomŋe.
16
Hanɀadzi dzaʋo dzaiʋa Zeruya naAbigairi. Ʋanakomana ʋaZeruya: Abishai, naJoabi, naAsaheri, ʋatatu.
17
Abigairi akaɓereka Amasa; ɓaɓa ʋaAmasa ʋaiʋa Jeteri muIshmaeri.
18
Karebi mŋanakomana waHezroni akaɓerekerwa ʋana nomukadzi wake Azuba, ʋuye naJerioti; aʋa ndiʋo ʋaiʋa ʋanakomana ʋake: Jesheri, naShobabi, naArdoni.
19
Azuba akafa, Karebi akawana Efrati, wakamuɓerekera Huri.
20
Huri akaɓereka Uri, Uri akaɓereka Bezareri.
21
Shure kwaiɀoɀo Hezroni akapinda kumukunda waMakiri ɓaɓa ʋaGireadi, waakawana aȿika makore anamakumi matanhatu; iye akamuɓerekera Segubi.
22
Segubi akaɓereka Jairi, wakaŋga anamaguta anamakumi maʋiri namatatu panyika yeGireadi.
23
Geshuri naArami ʋakatorera ʋaJairi maguta aʋo, pamŋe cete naKenati nemisha yaro, maguta anamakumi matanhatu. Aʋa ʋose ʋaiʋa ʋanakomana ʋaMakiri ɓaɓa ʋaGireadi.
24
Ɀino Hezroni wakati afa paKarebi‐efrata, Abija mukadzi waHezroni akamuɓerekera Ashuri ɓaɓa ʋaTekoa.
25
Ʋanakomana ʋaJerameeri, mŋanakomana weɗaŋgwe waHezroni, ʋaiʋa, Rami weɗaŋgwe, naBuna, naOreni, naOzemi, naAhija.
26
Ɀino Jerameeri wakaŋga anomumŋe mukadzi, wainzi Atara; iye wakaŋga ari mai ʋaOnami.
27
Ʋanakomana ʋaRami, weɗaŋgwe waJerameeri, ʋaiʋa Maazi, naJamini, naEkeri.
28
Ʋanakomana ʋaOnami ʋaiʋa Shamai, naJada. Ʋanakomana ʋaShamai: Nadabi naAbishuri.
29
Zita romukadzi waAbishuri raiʋa Abihairi; iye akamuɓerekera Abani, naMoridi.
30
Ʋanakomana ʋaNadabi: Seredi, naApaimi; asi Seredi wakafa asinaʋana.
31
Ʋanakomana ʋaApaimi: Ishi. Ʋanakomana ʋaIshi: Sheshani. Ʋanakomana ʋaSheshani: Arai.
32
Ʋanakomana ʋaJada, munuŋuna waShamai: Jeteri, naJonatani; Jeteri akafa asinaʋana.
33
Ʋanakomana ʋaJonatani: Pereti naZaza. Ndiʋo ʋaiʋa ʋanakomana ʋaJerameeri.
34
Ɀino Sheshani wakaŋga asinaʋanakomana, asi ʋanasikana. Sheshani wakaŋga anomuranda, muEgipita, wainzi Jara.
35
Sheshani akapa Jara muranda wake mukunda wake aʋe mukadzi wake; iye akamuɓerekera Atai.
36
Atai akaɓereka Natani, Natani akaɓereka Zabadi;
37
Zabadi akaɓereka Efrari, Efrari akaɓereka Obedi;
38
Obedi akaɓereka Jehu, Jehu akaɓereka Azaria;
39
Azaria akaɓereka Herezi, Herezi akaɓereka Ereasa;
40
Ereasa akaɓereka Sismai, Sismai akaɓereka Sharumi;
41
Sharumi akaɓereka Jekamia, Jekamia akaɓereka Erishama.
42
Ʋanakomana ʋaKarebi munuŋuna waJerameeri, ʋaiʋa Mesha weɗaŋgwe wake, wakaŋga ari ɓaɓa ʋaZifi; naʋanakomana ʋaMaresha ɓaɓa ʋaHebroni.
43
Ʋanakomana ʋaHebroni: Kora, naTapua, naRekemi, naShema.
44
Shema akaɓereka Rahami, ɓaɓa ʋaJorkeami; Rekemi akaɓereka Shamai.
45
Mŋanakomana waShamai wakaŋga ari Maoni; Maoni wakaŋga ari ɓaɓa ʋaBeti‐zuri.
46
Efa muroŋgo waKarebi, akaɓereka Harani, naMoza, naGazezi; Harani akaɓereka Gazezi.
47
Ʋanakomana ʋaJadai: Regemi, naJotami, naGeshani, naPereti, naEfa, naShaafi.
48
Maaka, muroŋgo waKarebi, akaɓereka Sheberi naTirhana.
49
Iye akaɓereka ʋo Shaafi ɓaɓa ʋaMadmana, Sheva ɓaɓa ʋaMakbena, naɓaɓa ʋaGibea; mukunda waKarebi wakaŋga ari Aksa.
50
Ndiʋo ʋanakomana ʋaKarebi: Mŋanakomana waHuri, weɗaŋgwe waEfrata: Shobari ɓaɓa ʋaKiriati‐jearimi;
51
Sarma ɓaɓa ʋaBeti‐rehemi, Harefi ɓaɓa ʋaBeti‐gaderi.
52
Shobari ɓaɓa ʋaKiriati‐jearimi wakaŋga anaʋanakomana: Haroe, nehafu yorudzi rwaʋaMenuhoti.
53
Marudzi aKiriati‐jearimi: ƲaItri, naʋaPuti, naʋaShumati, naʋaMishrai; kwaʋari ndiko kwakabva ʋaZorati naʋaEshtaori.
54
Ʋanakomana ʋaSarma: Beti‐rehemi, naʋaNetofati, Atroti‐beti‐Joabi, nehafu yorudzi rwaʋaManahati, naʋaZori.
55
Ʋuye marudzi aʋanyori, aigara paJabezi: ƲaTirati, ʋaShimeati, naʋaSukati. Ndiʋo ʋaKeni ʋakabva kunaHamati ɓaɓa ʋeimba yaRekabi.
← Chapter 1
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 3 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29