bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 25
1 Chronicles 25
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 24
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 26 →
1
Davidi naʋakuru ʋehondo ʋakatsaurira ʋo ɓasa raʋo ʋanakomana ʋaAsafi naHemani naJedutuni, kuti ʋaprofite nembira, nemiteŋgeraŋwa, namakandira; mazita aʋakaɓate‐ɓasa raʋo ndiwo:
2
Ʋaʋanakomana ʋaAsafi: Zakuri, naJosefa, naNetania, naAsharera, ʋanakomana ʋaAsafi; ʋairairwa naAsafi, waiprofita nomurairo wamambo.
3
ƲaJedutuni: Ʋanakomana ʋaJedutuni: Gedaria, naZeri, naJeshaya, naHashabia, naMatitia, ʋatanhatu; iʋo ʋairairwa naɓaɓa ʋaʋo Jedutuni nembira, waiprofita aciʋoŋga nokurumbidza Jehova.
4
ƲaHemani: Ʋanakomana ʋaHemani: Bukia, naMatania, naUzieri, naShebueri, naJerimoti, naHanania, naHanani, naEriata, naGidareti, naRomamti‐ezeri, naJoshbekasha, naMaroti, naHotiri, naMahazioti.
5
Aʋa ʋose ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaHemani muʋoni wamambo pamashoko aMŋari; Mŋari akapa Hemani ʋanakomana ʋanegumi naʋanna, naʋakunda ʋatatu, kuzomusimbisa.
6
Aʋa ʋose ʋairairwa naɓaɓa ʋaʋo pakuimba kwaʋo paimba yaJehova namakandira, nemiteŋgeraŋwa, nembira, paɓasa reimba yaMŋari; Asafi, naJedutuni, naHemani ʋairairwa namambo.
7
Aʋa ʋose, pamŋe cete nehama dzaʋo dzakaŋga dzadzidziswa kuimbira Jehova, iʋo ʋose ʋakaŋga ʋacigona kwaɀo, ʋakaȿika mazana maʋiri namakumi masere naʋasere.
8
Ʋakakanda mijenya kuzoratidzwa maɓasa aʋo, kusina‐unoɗarikwa, ʋaɗuku pamŋe cete naʋakuru, naʋadzidzisi pamŋe cete naʋadzidzi.
9
Mujenya wokutaŋga waAsafi ukaɓata Josefa; wecipiri Gedaria; iye naʋanuŋuna ʋake ʋakaŋga ʋari gumi naʋaʋiri;
10
wecitatu Zakuri, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
11
wecinna Izri, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
12
weshanu Netania, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
13
wetanhatu Bukia, naʋanakomana ʋake, naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
14
wecinomŋe Jesharera, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
15
worusere Jeshaya, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
16
wepfumbamŋe Matania, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
17
wegumi Shimei, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
18
wegumi nomumŋe Azareri, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
19
wegumi naʋaʋiri Hashabia, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
20
wegumi naʋatatu Shubaeri, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
21
wegumi naʋanna Matitia, naʋanakomana ʋake, naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
22
wegumi naʋashanu Jeremoti, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
23
wegumi naʋatanhatu Hanania, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
24
wegumi naʋanomŋe Joshbekasha, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
25
wegumi naʋasere Hanani, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
26
wegumi naʋapfumbamŋe Maroti, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
27
wamakumi maʋiri Eriati, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
28
wamakumi maʋiri nomumŋe Hotiri, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
29
wamakumi maʋiri naʋaʋiri Gidareti, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
30
wamakumi maʋiri naʋatatu Mahazioti, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri;
31
wamakumi maʋiri naʋanna Romamti‐ezeri, naʋanakomana ʋake naʋanuŋuna ʋake, gumi naʋaʋiri.
← Chapter 24
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 26 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29