bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 13
1 Chronicles 13
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 12
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 14 →
1
Ɀino Davidi wakaraŋgana naʋakuru ʋecuru camazana naʋamazana, naʋatuŋgamiriri ʋose,
2
Davidi akati kuʋuŋgano yose yaIsraeri: Kana imi muciti ɀakanaka, ʋuye kana ɀicibva kunaJehova Mŋari weɗu, ŋgatitume shoko kwose kuhama dzeɗu dzakasara munyika yose yaIsraeri, nokuʋaprista naʋaRevi ʋari mumaguta aʋo anamafuro, kuti ʋaʋuŋgane nesu;
3
tidzosere ɀe areka yaMŋari weɗu kwatiri, nokuti hatina‐kuiraŋgarira pamazuʋa aSauro.
4
Ʋuŋgano yose ikatenda kuɀiita; nokuti ʋanhu ʋose ʋakati ɀakanaka.
5
Ɀino Davidi akaʋuŋganidza ʋaIsraeri ʋose, kubva paShihori irwo rukoʋa rweEgipita, kuȿikira paʋanopinda paHamati; kuti ʋatore areka yaMŋari paKiriati‐jearimi.
6
Davidi akakwira, iye naʋaIsraeri ʋose, ʋakaenda Baara, ndiro Kiriati‐jearimi raiʋa raJuda, kuzotora’po areka yaMŋari, iye Jehova ugere pamsoro pamakerubi, paʋanonamata Zita rake.
7
Ʋakatakura areka yaMŋari paŋgoro itȿa, ʋakaibvisa paimba yaAbinadabi; Uza naAhio ʋakafambisa ŋgoro.
8
Davidi naʋaIsraeri ʋose ʋakatamba pamberi paMŋari nesimba raʋo rose, nenziyo, nembira, nemiteŋgeraŋwa, neŋgoma, namakandira, nehwamanda.
9
Ɀino ʋakati ʋaciȿika paɓuriro raKidoni, Usa akatambanudza ruʋoko rwake kuti aɓate areka, nokuti nzombe dzakaŋga dzogumburwa.
10
Kutsamŋa kwaJehova kukamukira Uza, akamuʋuraya, nokuti wakatambanudza ruʋoko rwake kuti aɓate areka; akafira’po pamberi paMŋari.
11
Ipapo Davidi akaʋora mŋoyo nokuti Jehova wakaroʋa Uza; akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Perezi‐uza kuȿikira zuʋa ranhasi.
12
Davidi akatya Mŋari nomusi uyo, akati: Ndiŋgaisa areka yaMŋari kumusha kwaŋgu seiko?
13
Naiɀoɀo Davidi haana‐kuisa areka yaMŋari kumusha kwaDavidi, asi wakaitsausira kumba kwaObedi‐edomi muGiti.
14
Areka yaMŋari ikagara pamhuri yaObedi‐edomi mumba make mŋedzi mitatu; Jehova akaropafadza imba yaObedi‐edomi neɀose ɀaakaŋga anaɀo.
← Chapter 12
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 14 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29