bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Chronicles 26
1 Chronicles 26
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 25
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 27 →
1
Mapoka aʋatariri ʋemikoʋa akaŋga akaɗai: ƲaʋaKora: Mesheremia mŋanakomana waKore, waʋanakomana ʋaAsafi.
2
Mesheremia wakaŋga anaʋanakomana aʋa: Zekaria weɗaŋgwe, wecipiri Jediaeri, wecitatu Zebadia, wecinna Jatnieri;
3
wecishanu Erami, wecitanhatu Johanani, wecinomŋe Erihonai.
4
NaObedi‐edomi wakaŋga anaʋanakomana aʋa: Shemaya weɗaŋgwe, wecipiri Jehozabadi, wecitatu Joa, wecinna Sakari, weshanu Netaneri;
5
wetanhatu Amieri, wecinomŋe Isakari, worusere Peuretai; nokuti Mŋari wakaŋga amuropafadza.
6
NaShemaya mŋanakomana wake, wakaɓerekerwa ʋo ʋanakomana ʋakaɓata imba yaɓaɓa ʋaʋo; nokuti ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋanesimba noʋumhare.
7
Ʋanakomana ʋaShemaya ʋakaŋga ʋari: Otni, naRefaeri, naObedi, naErzabadi; ʋanuŋuna ʋake Erihu naSemakia, ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋoʋumhare.
8
Aʋa ʋose ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaObedi‐edomi; iʋo naʋanakomana ʋaʋo, naʋanuŋuna ʋaʋo ʋakaŋga ʋari ʋarume ʋanesimba ʋaigona kuɓate‐ɓasa; ʋakaŋga ʋanamakumi matanhatu naʋaʋiri ʋaObedi‐edomi.
9
Mesheremia wakaŋga anaʋanakomana naʋanuŋuna, ʋarume ʋoʋumhare, ʋanegumi naʋasere.
10
NaHosa ʋo, mumŋe waʋanakomana ʋaMerari, wakaŋga anaʋanakomana; mukuru wakaŋga ari Shimri, (nokuti kunyaŋge wakaŋga asati ari weɗaŋgwe ɓaɓa ʋake ʋakamuita mukuru;)
11
wecipiri Hirkia, wecitatu Tebaria, wecinna Zekaria; ʋanakomana ʋose ʋaHosa naʋanuŋuna ʋake ʋakaȿika gumi naʋatatu.
12
Mapoka aʋatariri ʋemikoʋa ʋakabva pakati paiʋaʋo, pakati paʋarume ʋakuru, ʋakapiwe‐ɓasa saʋanuŋuna ʋaʋo kuɓata muimba yaJehova.
13
Ʋakakanda mijenya, ʋaɗuku pamŋe cete naʋakuru, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo kuzoratidzwa suʋo rimŋe nerimŋe.
14
Sheremia akaratidzwa mugoʋe wokumabvazuʋa. Ɀino ʋakakanda mijenya pamsoro paZekaria mŋanakomana wake, gurukota rakaŋga rakaŋgwara; mugoʋe wake ukaratidzwa kurutiʋi rwokumsoro.
15
WaObedi‐edomi kurutiʋi rwezasi; waʋanakomana ʋake wokuceŋgeta ɗura.
16
WaShupimi naHosa kumaʋirazuʋa, pasuʋo reShareketi pamugwagwa unokwira, ʋarindi ʋakatarisana.
17
Kumabvazuʋa kwakaŋga kunaʋaRevi ʋatanhatu, kurutiʋi rwokumsoro zuʋa rimŋe nerimŋe ʋanna, kurutiʋi rwezasi zuʋa rimŋe nerimŋe ʋanna, ʋuye paɗura ʋaʋiri‐ʋaʋiri.
18
WaParbari kumaʋirazuʋa, ʋanna pamugwagwa, naʋaʋiri paParbari.
19
Ndiyo migoʋe yaʋatariri ʋemikoʋa, ʋaʋanakomana ʋaʋaKora naʋanakomana ʋaMerari.
20
Pakati paʋaRevi Ahija waitarira ɀiʋigiro ɀefuma yeimba yaMŋari, neɀiʋigiro ɀefuma yeɀinhu ɀitȿene.
21
Ʋanakomana ʋaRadani: Ʋanakomana ʋaʋaGershoni ʋaiʋa ʋaRadani, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aRadani muGershoni: Jehieri.
22
Ʋanakomana ʋaJehieri: Zetami, naJoeri munuŋuna wake, ʋaitarira ɀiʋigiro ɀeimba yaJehova.
23
Pakati paʋaAmrami, naʋaIshari, naʋaHebroni, naʋaUzieri:
24
Shebueri mŋanakomana waGershomi, mŋanakomana waMosesi, wairaira ɀiʋigiro.
25
Naʋanuŋuna ʋake: ƲaEriezeri, mŋanakomana wake Rehabia, nomŋanakomana wake Jeshaya, nomŋanakomana wake Jorami, nomŋanakomana wake Zikri, nomŋanakomana wake Sheromoti.
26
Sheromoti uyu naʋanuŋuna ʋake ndiʋo ʋaitarira ɀiʋigiro ɀose ɀeɀinhu ɀitȿene, ɀakaŋga ɀatsaurwa namambo Davidi, naʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, naʋakuru ʋeɀuru naʋamazana, naʋakuru ʋehondo.
27
Pakati peɀakapambga pakurwa ʋakatsaura ɀimŋe ɀokugadzirisa naɀo imba yaJehova.
28
Ɀose ɀakaŋga ɀatsaurwa naSamueri muʋoni, ʋuye naSauro mŋanakomana waKishi, naAbneri mŋanakomana waNeri, naJoabi mŋanakomana waZeruya; ɀose ɀakaŋga ɀatsaurwa nani nani ɀakaŋga ɀiciceŋgetwa naSheromoti naʋanuŋuna ʋake.
29
Pakati paʋaIshari: Kenania naʋanakomana ʋake ʋaiɓata maɓasa okunze pakati paIsraeri, ʋari ʋatariri naʋatoŋgi.
30
Pakati paʋaHebroni, Hashabia naʋanuŋuna ʋake, ʋarume ʋoʋumhare, ʋanecuru cinamazana manomŋe, ʋaitarira Israeri mhiri kwaJoridani kumaʋirazuʋa, kuti ʋaɓate maɓasa ose aJehova namaɓasa amambo.
31
Pakati paʋaHebroni, Jeriya wakaŋga ari mukuru, ipo pakati paʋaHebroni, namarudzi aʋo nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo. Pagore ramakumi manna rokuɓata ʋushe kwaDavidi ʋakatȿakwa, ʋakawana pakati paʋo ʋarume ʋanesimba noʋumhare paJazeri reGireadi.
32
Ʋanuŋuna ʋake, ʋarume ʋoʋumhare, ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana manomŋe, ʋari ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa, ʋakaŋga ʋaitwa namambo Davidi ʋatariri ʋaʋaRubeni, naʋaGadi, naʋehafu yorudzi rwaManase, kuti ʋaite ɀose ɀaMŋari, namaɓasa ose amambo.
← Chapter 25
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 27 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29