bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 11
Job 11
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 12 →
1
Ipapo Zofari muNaamati wakapindura, akati:
2
Ko mashoko mazhinji akaɗai haaŋgapindurwi here? Munhu unoshoshoma uŋgaruramisirwa here?
3
Manyawi ako aŋgafanira kunyaradza ʋanhu here? Kana uciɗaɗira, hakuna‐uŋgakunyadza here?
4
Nokuti iwe unoti: Ɀandinoparidza ndeɀaɀokwaɗi, Ndakacena pamberi penyu.
5
Asi, haiwa! Ƌai Mŋari hake acitaura, Ashamise miromo yake pamsoro pako;
6
Akuratidze ɀakaʋanzwa ɀokuŋgwara, Kuti kunamatiʋi mazhinji. Uziʋe naiɀoɀo kuti Mŋari unokaŋganwira ɀimŋe ɀakaipa ɀako.
7
Uŋganzwisisa ɀakadzika ɀaMŋari here? Uŋgakwanisa kunzwisisa iye Wamasimba ose here?
8
Ɀakakwirira sokuɗeŋga; iwe uŋgaiteiko? Ɀakadzika kupfuʋura bgiro; iwe uŋgaziʋeiko?
9
Kureɓa kwaɀo kunopfuʋura nyika, Ʋuye ʋupamhi bgaɀo ʋunopfuʋura guŋgwa.
10
Kana iye akapfuʋura, akapfigira mutoroŋgo, Akakokera ʋanhu kukutoŋgwa, ndiani uŋgamudziʋisa?
11
Nokuti iye unoziʋa ʋanhu ʋenhema; Unoʋona ʋo ɀakaipa, kunyaŋge asiŋgaɀifuŋgi.
12
Asi munhu usakacenjera unoshaiwa kunzwisisa, Ɀirokwaɀo, munhu unoɀarwa se mhuru yembizi.
13
Kana iwe ukaruramisa mŋoyo wako, Ukatambanudzira maʋoko ako kwaari;
14
Kana ɀakaipa ɀiri muruʋoko rwako, uɀiise kure, Kusarurama ŋgakurege kugara mumatente ako;
15
Ɀirokwaɀo ipapo uŋgasimudza ciso cako, usinegwapa, Ɀirokwaɀo, ucasimba, usiŋgatyi cinhu.
16
Nokuti ucakaŋganwa njodzi yako, Ucairaŋgarira semvura yapfuʋura;
17
Ʋupenyu bgako bgucaʋara kupfuʋura masikati makuru; Kunyaŋge kunerima, kucaʋa samaŋgwanani.
18
Iwe ucasimba pamŋoyo, nokuti tariro icaʋa’po; Ɀirokwaɀo, ucariŋgariŋga ndokuzorora hako wakaceŋgetwa.
19
Ucaʋata hako pasi, hakuna‐uŋgakutyisa; Ɀirokwaɀo, ʋazhinji ʋacatȿaka kukufadza.
20
Asi meso aʋakaipa acapera nokutarira, Ʋacashaiwa pokutizira’po, Tariro yaʋo icaʋa yokufa.
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 12 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42