bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 14
Job 14
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 13
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 15 →
1
Munhu wakaɀarwa nomukadzi Unamazuʋa mashoma, azere nokutambudzika.
2
Unoɓuɗa seruʋa, ndokuȿaʋa; Unotiza ʋo somumvuri, haagari.
3
Ko munotarira munhu wakaɗai nameso enyu, Mucinditoŋga here?
4
Ndianiko uŋgaɓuɗisa cinhu cakanaka panecakaipa? Hakuna.
5
Mazuʋa ake ɀaakatarwa, mŋedzi yake yakaʋereŋgwa nemi, Makamutarira miganho yaasiŋgatenderwi kuɗarika;
6
Regai kumucerekedza, azorore, Kuȿikira apedza zuʋa rake somuɓatiri.
7
Nokuti kana muti uciŋge watemŋa, kunetariro kuti ucaɓuɗa ɀe, Ʋuye kuti ɗaʋi rawo nyoro hariŋgaperi.
8
Kunyaŋge mudzi wawo ukakwegurira muvu, Nehunde yawo ikafa pasi;
9
Kunyaŋge ɀakaɗaro ucaɓukira kana wanzwa kunhuwira kwemvura, Ndokuɓuɗisa mataʋi somuti muɗuku.
10
Asi munhu unofa, akaparara hake; Ɀirokwaɀo munhu unorega kufema, ɀino uripiko?
11
Mvura inopera paguŋgwa, Ʋuye rwizi runopera nokupxa;
12
Saiɀoɀo munhu unoʋata pasi, akasamuka ɀe; Haʋazomuki ɀe kuȿikira ɗeŋga rapera, Haʋaŋgamutswi pahope dzaʋo.
13
Haiwa! Ƌai mucindiʋanza henyu paSheori, Mucindiceŋgeta pakaʋanda, kuȿikira hasha dzenyu dzapfuʋura, Munditemere ŋguʋa yakatarwa, yamuŋgandiraŋgarira nayo.
14
Kana munhu aciŋge afa, uŋgararama ɀe here? Ndaimirira haŋgu mazuʋa ose okutambudzika kwaŋgu, Kuȿikira kusunuŋgurwa kwaŋgu kuciȿika.
15
Maizoɗana, ini ndikakupindurai; Maishuʋa ɓasa ramaʋoko enyu.
16
Asi ɀino munoʋereŋga nhambge dzaŋgu; Hamuzinocerekedza ciʋi caŋgu here?
17
Kuɗarika kwaŋgu kwakasuŋgirwa muhomboɗo, Munosuŋga ɀakaipa ɀaŋgu.
18
Gomo kana riciwa ɀirokwaɀo rinopfupfunyuka, Ʋuye ɗombo rinobviswa panɀimbo yaro;
19
Mvura inocera mabge; Kuyerera kwayo kunokukura guruʋa renyika; Imi munoparadza tariro yomunhu.
20
Munomukunda nokusiŋgaperi, iye akapfuʋura hake; Munoshandura ciso cake, ndokumudziŋga.
21
Ʋana ʋake ʋanokudzwa iye asiŋgaɀiziʋi; Ʋanoɗeredzwa, asi iye haaʋoni ʋaciitirwa iɀoɀo.
22
Asi kana ari iye nyama yake inorwadziwa, Mŋeya wake unocema mukati make.
← Chapter 13
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 15 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42