bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 8
Job 8
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 9 →
1
Ipapo Birdadi muShuhi wakapindura akati:
2
Ucaramba ucitaura mashoko awa kuȿikira riniko? Mashoko omuromo wako acafanana neɗutu guru kuȿikira riniko?
3
Ko Mŋari uŋgakaŋganisa pakutoŋga here? Wamasimba ose uŋgakaŋganisa ɀakarurama here?
4
Kana ʋana ʋako ʋakaŋga ʋamutadzira iye, Akaʋaisa pakuɗarika kwaʋo;
5
Kana iwe ukashiŋgaira kutȿaka Mŋari, Ukakumbira kunaWamasimba ose;
6
Kana ukaʋa wakanaka, wakarurama; Iye uŋgaɗai aimuka ɀino nokuɗa kwako, Akafambisa ɀakanaka imba yako yakarurama.
7
Kunyaŋge kutaŋga kwako kwaiʋa kuɗuku, Asi kuguma kwako kwaiʋa kukuru kwaɀo.
8
Nokuti ciɗobvunza hako rudzi rwakare, Ucerekedze ɀakanɀerwa namadziɓaɓa aʋo.
9
(Nokuti isu tiri ʋazuro heɗu, hatiziʋi cinhu; Nokuti mazuʋa eɗu panyika akafanana nomumvuri;)
10
Iʋo haʋaŋgakudzidzisi here, nokukuʋudza, Nokureʋa mashoko anobva pamŋoyo yaʋo here?
11
Ko nhokwe iŋgamera pasinenhope here? Ko rutsaŋga ruŋgamera pasinemvura here?
12
Ruciri runyoro, rusati rwatemŋa, Runoȿaʋa mimŋe miriʋo icigere.
13
Ndiɀo ɀakaita nzira dzaʋose ʋanokaŋganwa Mŋari; Ʋuye tariro yomunhu usiŋgaɗi Mŋari icapera;
14
Caakatarira cicaputsanyiwa, Caakatenda cakafanana namambure eɗandemutande.
15
Ucasendamira paimba yake, asi haiŋgamiri; Ucaiɓata, asi haiŋgagari.
16
Iye muti mutema pamushana, Mataʋi ake anotandaʋarira pamunda wake.
17
Midzi yake yakapombera patsime, Unoʋona nɀimbo yorukaŋgarabge.
18
Kana akaparadzwa panɀimbo yake, Icamuramba, iciti: Handina‐kukuʋona;
19
Tarira, ndiwo mufaro wenzira yake; Paguruʋa panoɓuɗa ʋamŋe.
20
Tarira, Mŋari haaŋgarashi munhu wakarurama, Haaŋgaɓatsiri ʋanoita ɀakaipa.
21
Ucazozadza hake muromo wako nokuseka, Nemiromo yako nokupururudza.
22
Ʋanokuʋeŋga ʋacafukidzwa nokunyara; Ʋuye tente raʋakaipa hariŋgazoʋi’po.
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 9 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42