bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 34
Job 34
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 33
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 35 →
1
Ipapo Erihu wakapindura, akati:
2
Inzwai mashoko aŋgu, imi ʋanhu ʋakacenjera; Rerekerai nzeʋe dzenyu kwandiri, imi muneziʋo.
3
Nokuti nzeʋe ndiyo inoidza mashoko, Seɀinoraʋira mukanwa ɀokudya.
4
Ŋgatiɀisanaŋgurire ɀakarurama; Ŋgatiziʋe tose kuti ɀakanaka ndeɀipi.
5
Nokuti Jobo wakati: Ndakarurama, Asi Mŋari wakanditorera kururama kwaŋgu;
6
Kunyaŋge ndakarurama haŋgu, ndinonzi ndinenhema; Pandakakuʋadzwa hapaŋgapori, kunyaŋge ndisina‐kuɗarika.
7
Ndianiko wakafanana naJobo, Unonwa kushoʋorwa semvura?
8
Unofambidzana naʋanoita ɀakaipa, Unofamba naʋanhu ʋakashata.
9
Nokuti iye wakati: Munhu haatoŋgoɓatsirwi, Kana acifarira Mŋari.
10
Saka cindinzwai, imi ʋarume ʋenjere: Mŋari haaŋgatoŋgoiti ɀisakarurama; Wamasimba‐ose haaŋgatoŋgoiti ɀakaipa.
11
Nokuti ucaripira munhu seɀaakaɓata, Ucapa mumŋe nomumŋe seɀaakafanirwa.
12
Ɀirokwaɀo, Mŋari haaŋgaiti ɀakaipa, Wamasimba‐ose haaŋgakaŋganisi pakutoŋga.
13
Ndianiko wakamuita murairi wenyika? Ndianiko wakamupa nyika yose?
14
Kana akadzosera mŋoyo wake kwaari, Kana akadzosera kwaari mŋeya wake nokufema kwake;
15
Ipapo ʋanhu ʋose ʋacaparara pamŋe cete, Munhu akadzokera ɀe kuguruʋa.
16
Ɀino kana mukagona kunzwisisa, inzwai shoko iri: Tererai inzwi ramashoko aŋgu.
17
Ko munhu, unoʋeŋga ɀakarurama, uŋgaɓata ʋushe here? Muŋgapa mhoȿa munhu wakarurama, unesimba here?
18
Ko ɀakanaka kuti kunamambo: Maka shata? Kana kuʋakuru: Muri ʋakaipa here?
19
Ndoɗa kumunhu usiŋgakudzi macinda, Usiŋgatsauri ʋafumi kupfuʋura ʋarombo. Nokuti iʋo ʋose ndiro ɓasa ramaʋoko ake.
20
Ʋanofa kamŋe‐kamŋe pakati poʋusiku; Ʋanhu ʋanozozunuŋguswa ndokuparara haʋo, Ʋanesimba ʋanobviswa ɀisiŋgaitwi noruʋoko.
21
Nokuti meso ake anotarira nzira dzomunhu, Unoʋona kufamba kwake kwose.
22
Hapanerima kana mumvuri worufu, Paŋgaʋanda ʋanoita ɀakaipa.
23
Nokuti haacafaniri kuraŋgarira munhu, Kuti atoŋgwe pamberi paMŋari.
24
Unoparadza ʋanhu ʋanesimba asiŋganɀeri, Ndokugadza ʋamŋe panɀimbo yaʋo.
25
Saka unocerekedza maɓasa aʋo; Unoʋaparadza ʋusiku, ʋakapxanyiwa.
26
Unoʋaroʋa seɀinorobga ʋanhu ʋakaipa Ʋamŋe ʋose ʋaciɀiʋona pacena;
27
Nokuti ʋakatsauka pakumuteʋera, Ʋakasaʋa nehanya nenzira dzake dzose;
28
Naiɀoɀo ʋakaȿitsa kucema kwaʋarombo kwaari, Akanzwa kucema kwaʋakatambudzwa.
29
Kana iye akazorodza, ndianiko uŋgapa mhoȿa? Kana akaʋanza ciso cake, ndianiko uŋgazomuʋona? Kana ɀiciitirwa rudzi kana munhu mumŋe, ɀakafanana haɀo;
30
Kuti munhu usakarurama arege kuɓata ʋushe, Kuti kurege kuʋa nomunhu ucateya ʋanhu.
31
Nokuti kunomunhu here wakati kunaMŋari: Ndaraŋgwa haŋgu, kunyaŋge ndisina‐kutadza?
32
Ndidzidzisei ɀandisiŋgaʋoni; Kana ndiciŋge ndaita ɀakaipa, handiŋgaɀiiti ɀe?
33
Ko iye ucatsiʋa seɀaunoɗa iwe, ɀaunoɀiramba here? Nokuti ndiwe unofanira kusanaŋgura, handizi’ni; Saka citaura ɀaunoziʋa.
34
Ʋanhu ʋanenjere ʋacati kwandiri, Ʋuye ʋose ʋakacenjera, ʋanondinzwa, ʋacati:
35
Jobo unotaura ɀaasiŋgaziʋi, Mashoko ake haanoʋucenjeri.
36
Ƌayi Jobo aiidzwa kuȿikira pakupedzisira, Ɀaakapindura saʋanhu ʋakaipa.
37
Nokuti unowedzera kumukira Mŋari paɀiʋi ɀake, Unoroʋanya maʋoko ake pakati peɗu, Aciwanza mashoko ake anorwa naMŋari.
← Chapter 33
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 35 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42