bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 24
Job 24
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 25 →
1
Wamasimba‐ose unoregereiko kutara ŋguʋa dzokutoŋga? Ʋanomuziʋa ʋanoregereiko kuʋona mazuʋa ake?
2
Ʋanoshandura miganho ʋari’po; Ʋanopamba mapoka amakwai, ʋaciafudza.
3
Ʋanotinha mboŋgoro yenherera, Ʋanotora nzombe yecirikadzi ʋaciita ruɓatso.
4
Ʋanodziŋga ʋarombo panzira; Ʋarombo ʋenyika ʋanoʋanda ʋose.
5
Tarira, sembizi murenje Ʋanoɓuɗira kumaɓasa aʋo, ʋacishiŋgairira ɀokwaɗi; Renje rinoʋapa ɀokudya ɀaʋana ʋaʋo.
6
Ʋanoceka ɀaʋanodya kusaŋgo; Ʋanoʋuŋganidza mazambiriŋga aʋakaipa.
7
Ʋanoʋata ʋusiku bgose ʋasina‐ɀaʋakafuka, Pacando haʋana‐caʋaŋgaɀifukidza naco.
8
Ʋakanyoroʋa nokupfunha kwemvura yamakomo, Ʋanombundikira ɗombo nokushaiwa pokutizira.
9
Ʋari’po ʋanobvuta nherera pazamu ramai, Nokutora ruɓatso rwaʋarombo;
10
Naiɀoɀo ʋanofamba ʋasina‐ɀaʋakafuka, Ʋanotakura ɀisote ʋanenzara;
11
Ʋanoȿina mafuta mukati mamaȿiŋgo aʋanhu aʋa; Ʋanotsika ɀiȿiniro ɀamazambiriŋga aʋo, ʋacifa nenyota.
12
Ʋanhu ʋanogomera mukati meguta rinaʋanhu ʋazhinji, Ʋuye mŋeya yaʋakakuʋadzwa inocema; Kunyaŋge ɀakaɗaro Mŋari haanehanya neɀisina‐kururama.
13
Ndiʋo ʋanoʋeŋga ciedza; Haʋaziʋi nzira dzaco, Haʋarambi ʋacifamba pamakwara aco.
14
Muʋurayi unomuka kana kwoedza, unoʋuraya murombo nounoshaiwa; Ʋusiku wakafanana nomuɓi.
15
Ziso remhombge ʋo rinomirira rubvunza‐ʋaeni, Aciti: Hakuneziso ricandiʋona; Ndokufukidza ciso cake.
16
Ʋusiku ʋanopaza dzimba; Masikati ʋanoɀipfigira; Haʋaziʋi ciedza.
17
Nokuti maŋgwanani akaita serima guru kwaʋari ʋose; Nokuti ʋanoziʋa kutyisa kwerima guru.
18
Iye unofambisa pamsoro pemvura; Mugoʋe waʋo wakatukwa panyika; Haacafambi nenzira yeminda yemizambiriŋga.
19
Kuwoma nokupisa kunopedza mvura yecando; Ndiɀo ɀinoita Sheori naʋakatadza.
20
Ciɀaro cicamukaŋganwa; honye dzicatapirirwa naye; Haacazoraŋgarirwi; Ʋuye kusarurama kucavunwa somuti.
21
Iye unoparadza haŋa isiŋgaɓereki; Haaitiri cirikadzi ɀakanaka.
22
Unobvisa ʋanesimba nesimba rake; Kana iye acisimuka, hakunomunhu unoziʋa kana acararama.
23
Mŋari unoʋagarisa ʋakaceŋgetwa, ʋaciʋimba naɀo; Asi meso ake anotarira nzira dzaʋo.
24
Ʋanokudzwa; gare‐gare ʋaenda; Ʋanoɗukupiswa, ʋanobviswa panzira saʋamŋe ʋose, Ʋanocekwa semisoro yehura dzeɀiyo.
25
Kana ɀisina‐kuɗaro ɀino, ndiani uŋgati ndinenhema, Nokushaisa mashoko aŋgu simba here?
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 25 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42