bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 35
Job 35
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 34
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 36 →
1
Ɀino Erihu wakapindura, ʋo, akati:
2
Munoti ndiko kururama kwenyu here, Munoti: Kururama kwaŋgu kunopfuʋura kwaMŋari?
3
Ɀamunoti: Mucaɓatsirweiko naɀo? Ndicawaneiko, ɀiŋgapfuʋura ɀandiŋgawana kana ndatadza haŋgu?
4
Ndicakupindurai, Pamŋe cete neshamŋari dzenyu.
5
Tarirai kuɗeŋga‐ɗeŋga, muʋone; Tarirai makore okuɗeŋga akakwirira kupfuʋura imi.
6
Kana muciŋge matadza, ko muŋgamuitei iye? Kana kuɗarika kwenyu kuciŋge kwawanda, ko muŋgamuitei?
7
Kana makarurama, muŋgamupeiko? Kana iye ucapiweiko paruʋoko rwenyu?
8
Kuipa kwenyu kuŋgatadzira munhu wakaita semi, Kururama kwenyu kuŋgaɓatsira mŋanakomana womunhu.
9
Ʋanhu ʋanoridza mhere nokuɗa kwokumanikidza kwakawanda; Ʋanoridza mhere kuti ʋarwirwe paruʋoko rwounesimba.
10
Asi hapana‐unoti: Mŋari Muiti waŋgu uripiko? Iye unotiimbisa ʋusiku;
11
Iye unotidzidzisa kupfuʋura mhuka dzenyika, Unotiita ʋakaceŋjera kupfuʋura shiri dzokuɗeŋga?
12
Ipapo ʋanocema, asi hapanaunopindura, Nokuɗa kwokuɀikudza kwaʋanhu ʋakaipa.
13
Ɀirokwaɀo Mŋari haaŋganzwi ɀisinamaturo, Wamasimba‐ose haaŋgaʋi nehanya naɀo.
14
Ndoɗa kana muciti, handimuʋoni; Mhoȿa iri pamberi pake, cimumirirai henyu!
15
Asi ɀino, ɀaasina‐kutsiʋa pakutsamŋa kwake, Kana kusaʋa nehanya ɀikuru nokuɀikudza;
16
Naiɀoɀo Jobo woshamisa muromo wake acireʋa ɀisinamaturo; Wowanza mashoko asiŋgaziʋi.
← Chapter 34
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 36 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42