bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 23
Job 23
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 22
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 24 →
1
Ipapo Jobo wakapindura, akati:
2
Kunyaŋge nanhasi ndinonyunyuta ndineshuŋgu; Kurobga kwaŋgu kwakanyanya kukunda kugomera kwaŋgu.
3
Haiwa! ɗai ndaiziʋa kwandiŋgamuwana, Kuti ndiȿike ipo pacigaro cake.
4
Ndairondedzera mhaka yaŋgu pamberi pake, Ndaizadza muromo waŋgu nenharo.
5
Ndaiziʋa mashoko aanondipindura nawo, Ndainzwisisa ɀaanondiʋudza.
6
Uŋgaita nharo neni nesimba rake guru here? Kwete; asi uŋganditerera hake.
7
Apo wakarurama uŋgataurirana naye; Kuti ndisunuŋgurwe nokusiŋgaperi pamutoŋgi waŋgu.
8
Tarira, ndinopfuʋura mberi, asi haa’po; Ʋuye shure, asi handimuʋoni;
9
Nokuruʋoko rworuɓoshwe, kana aciɓata, asi handigoni kumuʋona; Unoɀiʋanza paruʋoko rworudyi, kuti ndirege kumuʋona.
10
Nokuti iye unoziʋa nzira yandinofamba nayo; Kana akandiidza, ndicaɓuɗa ndakaita sendarama.
11
Rutsoka rwaŋgu rwakaramba rucitsika paakatsika iye; Ndakarambira panzira yake, handina‐kutsauka.
12
Handina‐kudzoka pamurairo wemiromo yake; Ndakaceŋgeta sefuma mashoko omuromo wake kupfuʋura mugoʋe weɀokudya ɀaŋgu.
13
Asi iye unoraŋgarira cinhu cimŋe, ndianiko uŋgamudzora? Ɀinoɗa mŋoyo wake, ndiɀo ɀaanoita.
14
Nokuti unoita ɀandakatemerwa; Neɀinhu ɀizhinji ɀakaɗai ɀiri kwaari.
15
Saka ndinotambudzika pamberi pake; Kana ndicimufuŋga ndinomutya.
16
Nokuti Mŋari wakatorera mŋoyo waŋgu simba, Wamasimba‐ose wakandivundusa.
17
Nokuti handina‐kuparadzwa nokuɗa kwerima, Kana nokuɗa kwerima guru rakafukidza ciso caŋgu.
← Chapter 22
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 24 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42