bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 42
Job 42
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 41
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
1
Ipapo Jobo wakapindura Jehova, akati:
2
Ndinoziʋa kuti imi munogona kuita ɀose, Ʋuye kuti hakuna‐camunoʋaʋarira ɀiŋgadziʋiswa.
3
Ndianiko uyu unodzikatira zano raMŋari asineziʋo? Naiɀoɀo ndakataura ɀandakaŋga ndisiŋganzwisisi, Ɀinhu ɀakandishamisa kwaɀo, ɀandakaŋga ndisiŋgaziʋi.
4
Ciɗonzwai henyu, nditaure ini; Ndicakubvunzai, imi mundiɗudzire.
5
Ndakaŋga ndanzwa ɀenyu nokunzwa kwenzeʋe; Asi ɀino ziso raŋgu rinokuʋonai,
6
Saka ndinoɀisema, nokuɀiɗemba Muguruʋa namaɗota.
7
Ɀino Jehova wakati ataura mashoko iwayo kunaJobo, Jehova akati kunaErifazi muTemani: Ndakutsamŋira kwaɀo iwe neshamŋari dzako mbiri, nokuti imi hamuna‐kutaura ɀakarurama pamsoro paŋgu, seɀakaita muranda waŋgu Jobo.
8
Naiɀoɀo ɀino citorai nzombe nomŋe namakondobge manomŋe, muende kumuranda waŋgu Jobo, muɀipisire cipiriso cinopiswa; ɀino muranda waŋgu Jobo ucakunyeŋgetererai; nokuti ndicamugamucira iye, kuti ndirege kukuitirai ɀakaenzana noʋupenzi bgenyu; nokuti imi hamuna‐kutaura pamsoro paŋgu ɀakarurama, seɀakaita muranda waŋgu Jobo.
9
Ɀino Erifazi muTemani, naBirdadi muShuhi, naZofari muNaamati, ʋakandoita seɀaʋakarairwa naJehova; Jehova akagamucira Jobo.
10
Jehova akashandura kutapxa kwaJobo ŋguʋa yaakanyeŋgeterera shamŋari dzake; Jehova akapa Jobo ɀaakaŋga anaɀo pakutaŋga kaʋiri.
11
Ipapo ʋanuŋuna ʋake ʋose, nehanɀadzi dzake dzose, naʋazikani ʋake ʋose ʋaimuziʋa kare ʋakaʋuya kwaari, ʋakadya ɀokudya mumba make; ʋakamuɗemba nokumunyaradza pamsoro peɀakaipa ɀose ɀakaŋga ɀaʋuyiswa naJehova pamsoro pake; munhu mumŋe nomumŋe wakamupa ʋo cimari, nomumŋe nomumŋe cindori cendarama.
12
Saiɀoɀo Jehova akaropafadza kupedzisira kwaJobo kupfuʋura kutaŋga kwake; wakaŋga anamakwai aneɀuru ɀinegumi neɀinna, namakamera aneɀuru ɀitanhatu, nenzombe dziŋgasuŋgwa pamajoko dzinecuru cimŋe, namakadzi emboŋgoro anecuru cimŋe.
13
Akazoʋa ʋo naʋanakomana ʋanomŋe naʋanasikana ʋatatu.
14
Akatumidza wokutaŋga zita rinonzi Jemima, nowecipiri zita rinonzi Kezia, nowecitatu zita rinonzi Kereni‐hapuki.
15
Panyika yose hapana‐kuwanikwa ʋakadzi ʋakanaka paɀiso ɀaʋo ʋakapfuʋura ʋakunda ʋaJobo; ɓaɓa ʋaʋo ʋakaʋapa ʋo nhaka pakati pehanɀadzi dzaʋo.
16
Shure kwaiɀoɀo Jobo wakazogara makore anezana namakumi manna, akaʋona ʋanakomana ʋake, naʋanakomana ʋaʋanakomana ʋake, kuȿikira pamarudzi manna.
17
Ɀino Jobo akazofa, akwegura, aʋa namazuʋa mazhinji.
← Chapter 41
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42