bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 32
Job 32
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 31
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 33 →
1
Ɀino ʋarume aʋa ʋatatu ʋakarega kupindura Jobo, nokuti wakati ndakarurama haŋgu.
2
Ipapo Erihu mŋanakomana waBarakeri muBuzi, weimba yaRami, wakatsamŋa kwaɀo; wakatsamŋira Jobo kwaɀo, nokuti wakaŋga aɀiruramisa kupfuʋura Mŋari.
3
Akatsamŋira ʋo kwaɀo shamŋari dzake nhatu, nokuti ʋakaŋga ʋashaiwa mhinduro, kunyaŋge ɀakaɗaro ʋakaŋga ʋapa haʋo Jobo mhoȿa.
4
Ɀino Erihu wakaŋga amirira kutaura naJobo, nokuti iʋo ʋaiʋa ʋakuru kwaari pazero.
5
Ɀino Erihu wakati aciʋona kuti hapenemhinduro pamiromo yaʋanhu aʋa ʋatatu, iye akatsamŋa kwaɀo.
6
Ɀino Erihu mŋanakomana waBarakeri muBuzi wakapindura, akati: Ini ndiri muɗuku, asi imi maʋa ʋakuru kwaɀo; Saka ndakaɀidzora haŋgu, ndikatya kukuziʋisai kufuŋga kwaŋgu.
7
Ndakati: Ʋanamazuʋa mazhinji ŋgaʋataure haʋo, Ʋanamakore mazhinji ŋgaʋadzidzise ʋamŋe ʋucenjeri.
8
Asi mŋeya uri’po pamunhu, Kufuridzira kwoWamasimba‐ose kunoʋapa kunzwisisa.
9
Haʋazi ʋakuru ʋakacenjera, Kana ʋatana ʋanonzwisisa kururamisira.
10
Saka ndakati: Cindinzwai; Neni ʋo ndica ku ziʋisai kufuŋga kwaŋgu.
11
Tarirai, ndakambomirira mashoko enyu, Ndakaterera kuti ndinzwe nharo dzenyu, Ŋguʋa yamakatȿaka ɀamuŋgataura.
12
Ɀirokwaɀo, ndakakucerekedzai, Asi tarirai, hakunomunhu wakapxisa Jobo, Kana wakapindura mashoko ake pakati penyu.
13
Cenjerai, murege kuti: Takawana ʋucenjeri; Mŋari ndiye uŋgamukunda, asi munhu kwete;
14
Nokuti haana‐kutaura mashoko ake kwandiri; Neni handiŋgamupinduri iye nokutaura kwenyu.
15
Ʋashamiswa, haʋacapinduri; Haʋacineshoko raʋaŋgataura.
16
Ko ini ndiŋgamirira, ɀaʋasiŋgatauri iʋo, Ɀaʋanoramba ʋamire, ʋasina‐caʋaŋgapindura here?
17
Neni ʋo ndicapindura padzoro raŋgu, Neni ʋo ndicaziʋisa kufuŋga kwaŋgu.
18
Nokuti ndizere namashoko; Mŋeya, uri mukati maŋgu, unondimanikidza.
19
Tarirai, mukati maŋgu makafanana newaini isina‐pokuɓuɗa napo; Ɀakafanana nehomboɗo itȿa dzinokaro‐paruka.
20
Ndicataura, kuti ndiremudzwe, Ndicashamisa miromo yaŋgu ndipindure.
21
Ndirege haŋgu kutsaura munhu upi noupi; Ʋuye handiŋgatumidzi ani nani mazita anoɓata kumeso.
22
Nokuti handiziʋi kutumidza mazita anoɓata kumeso; Ɀimŋe Muiti waŋgu uŋgakurumidza kundibvisa.
← Chapter 31
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 33 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42