bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 28
Job 28
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 27
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 29 →
1
Nokuti mugodi uri’po panobva sirveri, Nɀimbo iri’po paʋanonatsa ndarama.
2
Mhaŋgura inocerwa pasi, Nendarira inonyauswa pabge.
3
Munhu unokunda rima, Unotȿakisisa kuȿikira kumatiʋi oseose. Mabge ari murima guru nomumumvuri worufu.
4
Unocera mugodi kure napanogara ʋanhu; Ʋanokaŋganikwa norutsoka rwaʋanopfuʋura; Ʋanorembera kure naʋanhu, ʋacizeya uku nokuku.
5
Kana iri nyika, ɀokudya ɀinobva mairi; Pasi paɀo pakashandurwa ɀineŋge nomŋoto.
6
Pamabge ayo ndipo panogara ɀibge ɀesafiro, Anoʋupfu bgendarama.
7
Nzira iyo haizikanwi negondo, Ziso rorukodzi harina‐kuiʋona;
8
Ɀikara, ɀinoɀikudza, haɀina‐kupfuʋura napo. Shumba, inehasha, haina‐kupfuʋura napo.
9
Iye unotema ɗombo romusarasara noruʋoko rwake; Unoshandukura makomo nemidzi yawo.
10
Unocera mugero pamatombo; Ziso rake rinoʋona ɀinokosha.
11
Unodziʋira nzizi dzemvura dzirege kuɗonha; Cinhu cakaʋanzika unociɓuɗisa pacena.
12
Asi ʋucenjeri ʋucawanikwepiko? Kunzwisisa kunogarepi?
13
Munhu haaziʋi muteŋgo wabgo; Haʋuwanikwi panyika yaʋapenyu.
14
Pakadzika panoti: Haʋuzi mandiri; Neguŋgwa rinoti: Haʋuzi mandiri.
15
Haʋuŋgateŋgwi nendarama, Nyaŋgwe nesirveri haiŋgaidzirwi muteŋgo wabgo.
16
Haʋuŋgaenzaniswi nendarama yeOfiri, Kana neɀibge ɀeoniksi inokosha kana ɀesafiro.
17
Ndarama negirazi haɀiŋgaenzani nabgo; Ɀishoŋgo ɀendarama yakaiȿo‐naka haɀiŋgatsinhaniswi nabgo.
18
Korari nekristari haɀiŋgatoŋgorebgi; Ɀirokwaɀo muteŋgo woʋucenjeri unopfuʋura maparera.
19
Topazi yeEtiopia haiŋgaenzani nabgo, Haʋuŋgaenzaniswi nendarama yakaiȿo‐naka.
20
Ɀino ʋucenjeri ʋunobvepiko? Kunzwisisa kunogarepi?
21
Ɀabgakaʋanzirwa meso aʋapenyu ʋose, Nokudzitirirwa shiri dzokuɗeŋga.
22
Kuparadza noRufu ɀinoti: Takanzwa guhu rabgo panzeʋe dzeɗu.
23
Mŋari unonzwisisa nzira yabgo, Ndiye unoziʋa kwaʋunobva.
24
Nokuti unotarira kumigumo yenyika, Unoʋona ɀose pasi pokuɗeŋga pose;
25
Paŋguʋa yaanotarira mhepo kurema kwayo; Ɀirokwaɀo, unoyera mvura neciyero.
26
Paŋguʋa yaakatemera mvura cireʋo, Nemheni yomutinhiro nzira yayo.
27
Paŋguʋa iyo wakaʋuʋona, akaʋuɗudzira; Akaʋusimbisa, nokuʋunɀera.
28
Akaʋudza munhu aciti: Tarira, Kutya Ishe, ndibgo ʋucenjeri; Kurega ɀakaipa ndiko kunzwisisa.
← Chapter 27
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 29 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42