bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 26
Job 26
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 25
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 27 →
1
Ipapo Jobo wakapindura, akati:
2
Iwe wakaɓatsira sei usinesimba! Wakaponesa sei ruʋoko rusinesimba!
3
Wakapa mano sei usina‐kuŋgwara, Nokuɗudzira kwaɀo ziʋo yaɀokwaɗi!
4
Wakataurira aniko mashoko awa? Mŋeya wakaɓuɗa kwauri ndowaniko?
5
Ʋakafa ʋanoɗeɗera Pasi pemvura naʋagere mukati mayo.
6
Sheori rakashama pamberi pake, Kuparadza hakunecifukidzo.
7
Unotatamura rutiʋi rwokumsoro pasineciro, Unoturikira nyika pasinecinhu.
8
Unosuŋgira mvura mumakore ake makobvu; Asi gore haribvaruki nokurema kwayo.
9
Unofukidza cigaro cake coʋushe, cirege kuʋonekwa, Unowarira gore rake pamsoro paco.
10
Wakatara muganho pamsoro pemvura, Kuȿikira pakuparadzana kweciedza nerima.
11
Mbiru dzeɗeŋga dzinoɗeɗera, Nokuvunduka nokutuka kwake.
12
Unomutsa guŋgwa nesimba rake, Nenjere dzake unoparadza Rahabi.
13
Ƌeŋga rinoshoŋgedzwa nomŋeya wake; Ruʋoko rwake rwakaɓaya nyoka inokurumidza.
14
Tarira, iɀi ndiwo mudziʋo woga wenzira dzake; Haiwa, tinoŋgonzwa zeʋe‐zeʋe roga renzwi rake! Asi kutinhira kwesimba rake ndianiko uŋgakunzwisisa?
← Chapter 25
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 27 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42