bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 3
Job 3
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 4 →
1
Shure kwaiɀoɀo Jobo wakashamisa muromo wake, akatuka zuʋa rake.
2
Jobo akapindura akati:
3
Zuʋa randakaɓerekwa naro ŋgariroʋe, Noʋusiku ubgo bgaʋakati: Mŋana womukomana wagamucirwa.
4
Zuʋa iro ŋgariʋe rima; Mŋari ŋgaarege kuriraŋgarira ari kumsoro, Neciedza ŋgacirege kurivenekera.
5
Rima nomumvuri worufu ŋgaɀiritore riʋe raɀo; Gore ŋgarigare pamsoro paro; Ɀose ɀinoȿiɓisa zuʋa ŋgaɀirivunduse.
6
Kana ʋuri ʋusiku ubgo, ŋgaʋuɓatwe nerima guru; Ŋgaʋurege kufara pakati pamazuʋa egore; Ŋgaʋurege kurabga pakati pemŋedzi.
7
Ʋusiku ubgo ŋgaʋurege kuɓereka; Inzwi romufaro ŋgarirege kupinda maʋuri.
8
Ʋanotuka zuʋa iro ŋgaʋaʋutuke ʋo, Iʋo ʋanogona kumutsa shato huru.
9
Nyeredzi dzamambakwedza abgo ŋgadziȿiɓe; Ŋgaʋumirire ciedza, asi ʋucishaiwe; Ŋgaʋurege kuʋona fuŋgiro dzameso amaŋgwanani;
10
Ɀaʋusina‐kupfiga mikoʋa yemimba yamai ʋaŋgu, Kana kuʋanza kutambudzika pameso aŋgu.
11
Ndakaregereiko kufa ndiciri mumimba? Ndakaregerei kuparara ndiciɓuɗa muɗumbu,
12
Mabvi akandigamucirireiko? Kana mazamu, kuti ndimŋe?
13
Nokuti ndiŋgaɗai ɀino ndakatandaʋara, ndinyerere; Ndiŋgaɗai ndiʋete: ipapo ndiŋgaɗai ndazorora;
14
Pamŋe cete namadzimambo namakurukota enyika Ʋakaɀiʋakira matoŋgo;
15
Kana namacinda, aiʋa nendarama, Akazadza dzimba dzawo nesirveri;
16
Kana ndiŋgaɗai ndisina‐kuʋa’po somŋana wakaponiwa ŋguʋa isina‐kuȿika; Saʋacece ʋasina‐kutoŋgoʋona ciedza.
17
Ʋakaipa ʋanorega kutambudza kwaʋo ipapo; Ʋakaneta ʋanozorora ipapo.
18
Ʋasuŋgwa ʋanorugare pamŋe cete ipapo; Haʋanzwi inzwi romutariri.
19
Ʋaɗuku naʋakuru ʋari’po; Ʋuye muranda wakasunuŋguka panatenzi wake.
20
Munhu uri panjodzi unopiyirweiko ciedza, Noʋupenyu kunouneshuŋgu pamŋoyo;
21
Aʋo ʋanoshuʋa rufu, asi haruʋuyi; Ʋanorucera kupfuʋura fuma yakaʋanzwa pasi;
22
Ʋanopembera kwaɀo, Nokufara, kana ʋaciwana bgiro?
23
Munhu, wakadzimira nzira yake, unopiyirweiko ʋupenyu, Iye wakadziʋirirwa norumhanda naMŋari?
24
Nokuti ndinogomera ndisati ndadya, Kuʋuʋura kwaŋgu kunoɗururwa semvura.
25
Nokuti cinhu candaitya candiwira, Necandinozeza candiʋiŋga.
26
Handinamufaro, kana kunyarara, kana kuzorora; Asi njodzi inoŋgosiʋuya.
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 4 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42