bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 39
Job 39
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 38
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 40 →
1
Iwe unoziʋa ŋguʋa inoɓereka ŋgururu here? Kana iwe uŋgaʋona kana nondo dziciɓereka here?
2
Iwe uŋgagona kuʋereŋga mŋedzi yokutora kwadzo mazamu here? Kana iwe unoziʋa ŋguʋa yadzinoɓereka nayo here?
3
Dzinokotama, ndokuɓereka ʋana ʋadzo, Dzinorasha ʋushuŋgu bgadzo.
4
Ʋana ʋadzo ʋanosimba, ʋanokurira kusaŋgo; Ʋanoenda ʋakasadzoka ɀe.
5
Ndianiko wakaregedza mbizi isinakusuŋgwa? Kana ndianiko wakasunuŋgura ɀisuŋgo ɀembizi?
6
Ndakaita renje imba yayo, Nenyika yeɓare ʋugaro bgayo.
7
Inoɀidza ɓope romuguta, Hainzwi kucaira kwomucairi.
8
Nyika yamakomo ndiwo mafuro ayo, Inotȿaka mashizha ose matema.
9
Ko nyati iŋgatenda kukuɓatira here? Kana iŋgaʋata pacidyiro ceŋombe dzako here?
10
Ko iwe uŋgasuŋga nyati negashu rayo mumuhoroŋga, Kana iŋgaputsa maviŋga icikuteʋera here?
11
Uŋgaitenda, ɀainesimba guru here? Kana kuiregera ɓasa rako here?
12
Uŋgaʋimba nayo kuti iise ɀiyo ɀako kuguta, Nokuɀiʋuŋganidzira paɓuriro rako here?
13
Mhou inofara namapapiro ayo; Ko mapapiro ayo neminheŋga yayo ɀinoʋunyoro here?
14
Nokuti inosiya mazai ayo pasi pavu, Inoadziyisa muguruʋa,
15
Icikaŋganwa kuti aŋgapxanyiwa netsoka dzaʋanhu, Kana kuti aŋgatsikwa neɀikara.
16
Inoʋaŋgararira ʋana ʋayo saʋaneŋge ʋasati ʋari ʋayo; Kunyaŋge yakatambudzikira pasina, hainehanya;
17
Nokuti Mŋari wakaitorera ʋucenjeri, Haana‐kuipa njere.
18
Paŋguʋa yainosimuka kuti itize, Inoshoʋora biza nomutaȿi waro.
19
Iwe wakapa biza simba raro here? Ndiwe wakashoŋgedza mutsipa waro nezenze rinopepereka here?
20
Iwe wakaricirikisa semhashu here? Simba rokupfeza kwaro rinotyisa.
21
Rinoteta pasi mumupata, ricifarira simba raro; Rinoɓuɗa kundoshoŋgana naʋarume ʋakashoŋga nhumbi dzokurwa nadzo.
22
Rinoseka kutya, harivunduswi; Haridzoki kana riciʋona munondo.
23
Goɓa rinorira pamsoro paro, Ʋuye pfumo neɓakatwa ɀinopenya.
24
Rinopedza pasi nokutsamŋa nehasha; Harimiri kana ricinzwa inzwi rehwamanda.
25
Ŋguʋa ipi neipi kana hwamanda icirira, rinoti: Hekani! Rinofembedza kurwa kana kuciri kure, Nokutinhira kwamacinda, neɓope.
26
Ko ruʋaŋgu runoeŋgerera noʋucenjeri bgako here, Rucitambanudzira mapapiro arwo kurutiʋi rwezasi here?
27
Ko gondo rinokwira nokuraira kwako, Ricindoʋaka ɗendere raro pakakwirira here?
28
Rinogara paɗombo, riciʋata’po, Pashoŋgwe yeɗombo napanhare.
29
Rinonaŋanidza ɀokudya ɀaro riri’po, Meso aro anoɀiʋona ɀiri kure.
30
Ʋana ʋaro ʋo ʋanoȿeta ropa; Panecakaʋurawa ndipo pariri.
← Chapter 38
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 40 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42