bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 20
Job 20
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 21 →
1
Ipapo Zofari muNaamati wakapindura, akati:
2
Naiɀoɀo ndaŋgariro dzaŋgu dzinondipindura, Nokuɗa kwokukurumidza kuri mandiri.
3
Ndakanzwa kutuka kunondinyadza, Mŋeya wokunzwisisa kwaŋgu unondipindura.
4
Hauɀiziʋi here kuti kubva karekare, Kubva pakuiswa kwomunhu panyika,
5
Kuti kufara kwaʋakaipa hakuneŋguʋa huru, Nomufaro waʋasiŋgaɗi Mŋari kuti ndoweciŋguʋa?
6
Kunyaŋge kukura kwake kukakwirira kuȿikira kuɗeŋga, Musoro wake ukaȿikira kumakore;
7
Kunyaŋge ɀakaɗaro ucaparara nokusiŋgaperi sendoʋe yake; Ʋaimuʋona ʋacati: Uripiko?
8
Ucabururuka akaenda sokurota, akasawanikwa; Ɀirokwaɀo, ucadziŋgwa secinhu cinoʋonekwa ʋusiku.
9
Ziso raimuʋona hariŋgazomuʋoni ɀe; Nyaŋgwe nenɀimbo yake haiŋgazomuʋoni ɀe.
10
Ʋana ʋake ʋacatȿaka tsitsi kuʋarombo, Maʋoko ake acadzosera fuma yake.
11
Mafupa ake azere nesimba roʋujaya bgake, Asi ʋucaʋata pasi naye paguruʋa.
12
Kunyaŋge kutadza kucitapira mumuromo make, Kunyaŋge akaɀiʋanza pasi porurimi rwake;
13
Kunyaŋge akaɀiceŋgeta, akaramba kuɀirega, Akaramba akaɀiceŋgeta mumuromo make;
14
Kunyaŋge ɀakaɗaro ɀokudya ɀake ɀinoshandurwa muʋura bgake, Ɀaʋa nduru yemvumbi mukati make.
15
Wamedza fuma, asi ucairutsa ɀe, Mŋari ucaiɓuɗisa muɗumbu rake.
16
Ucaȿeta ʋuturu bgemvumbi; Rurimi rwenyoka rucamuʋuraya.
17
Haaŋgatariri nzizi, Nehoʋa dzizere noʋuci namafuta.
18
Ɀaakaɓatira ucaɀidzosa ɀe, haaŋgaɀimedzi; Haaŋgaʋi nomufaro wakaenzana nefuma yake yaakawana.
19
Nokuti wakamanikidza nokurasha ʋarombo; Wakatora imba nesimba, asi haaŋgaiʋaki.
20
Ɀaakaŋga asiŋgaziʋi kudzikama mukati make, Haaŋgaceŋgeti cinhu cimŋe caakaŋga acifarira.
21
Hakunecinhu cakasara caasina‐kuparadza; Saka kufuma kwake hakuŋgarambi kuri’po.
22
Pakati peɀakawanda ɀefuma yake ucamanikidzwa; Ruʋoko rwomumŋe nomumŋe uri panjodzi rucarwa naye.
23
Kana aciɗa kugutsa ɗumbu rake, Mŋari ucatuma kutsamŋa kwake kukuru pamsoro pake, Ucakunisa pamsoro pake, ɀiʋe ɀokudya ɀake.
24
Ucatiza nhumbi yokurwa yamatare, Ʋuta bgendarira ʋucamubvoʋora.
25
Unoivomora, ikaɓuɗa pamuʋiri wake; Muromo wayo unobginya, unoɓuɗa panduru yake; Unotya kwaɀo.
26
Wakaceŋgetererwa rima guru iʋe fuma yake, Mŋoto usina‐kupfutidzwa nomunhu ucamuparadza; Ucapedza ɀakasara patente rake.
27
Kuɗeŋga‐ɗeŋga kucaratidza ɀakaipa ɀake, Nyika icamumukira.
28
Ɀakaʋuŋganidzwa mumba make ɀicabva, Nhumbi dzake dzicayerera pazuʋa rokutsamŋa kwake.
29
Ndiwo mugoʋe wowakaipa waanopiwa naMŋari, Nenhaka yaakatemerwa naMŋari.
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 21 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42