bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 15
Job 15
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 16 →
1
Ipapo Erifazi muTemani wakapindura, akati:
2
Ko munhu, unenjere, uŋgapindura nenjere dzisinamaturo, Nokuzadza ɗumbu rake nemhepo inobva mabvazuʋa here?
3
Uŋgaita nharo nokutaura ɀisiŋgaɓatsi, Kana mashoko aasiŋgagoni kuɓate‐ɓasa rakanaka nawo here?
4
Ɀirokwaɀo iwe unorasha kutya Mŋari, Nokukaŋganisa ʋanoɗa kufuŋga Mŋari.
5
Nokuti ɀakaipa ɀako ɀinodzidzisa muromo wako, Unotsaura rurimi rwaʋanyeŋgeri.
6
Muromo wako ndiwo unokupemhoȿa, handizi’ni. Ɀirokwaɀo miromo yako inokupupurira ɀakaipa.
7
Ko ndiwe wakataŋga kuɀarwa kanhi? Kana wakaɓerekwa makomo asati aʋa’po here?
8
Iwe wakanzwa mano akaʋanzika aMŋari kanhi? Ndiwe woga wakaɀiwanira njere kanhi?
9
Unoziʋei iwe ɀatisiŋgaziʋi ʋo isu? Unonzwisisei iwe ɀisati ɀiri matiri ʋo?
10
Ʋakacena vudzi naʋatana ʋakwegura kwaɀo ʋane’su, Ʋakapfuʋura ɓaɓa ʋako kwaɀo pazero.
11
Ko kunyaradza kwaMŋari hakukuriŋgani here, Neshoko rinotaurwa noʋunyoro kwauri here?
12
Mŋoyo wako unokurashirei? Meso ako anobgaireiko?
13
Ɀaunorwa naMŋari nomŋeya wako, Ucitendera mashoko akaɗai kuɓuɗa pamuromo wako.
14
Munhu cinyiko? Uŋgaʋa wakanaka sei? Naiye wakaɀarwa nomukadzi, uŋgaʋa wakarurama sei?
15
Tarira, haatendi ʋatȿene ʋake; Ɀirokwaɀo, kuɗeŋga hakuno‐kunaka pamberi pake.
16
Ndoɗa munhu unosemesa, wakaʋora, Munhu unonwa ɀakaipa semvura.
17
Ndicakuratidza, citerera; Ndicakuɗudzira ɀandakaʋona:
18
(Ɀakarebga naʋanhu ʋakaŋgwara Ɀaʋakanzwa kumadziɓaɓa aʋo, ʋasina‐kuɀiʋanza;
19
Iʋo ʋakaŋga ʋapiwa nyika ʋoga, Hakuno‐mutorwa wakapinda pakati paʋo;)
20
Munhu wakaipa unotambudzika acirwadziwa mazuʋa ake ose, Iwo makore akatarirwa mumanikidzi.
21
Inzwi reɀinotyisa riri munzeʋe dzake; Muparadzi ucamuȿikira akafara.
22
Haatendi kuti ucadzoka ɀe acibva parima, Unoʋandirwa nomunondo.
23
Unofamba‐famba acitȿaka ɀokudya, aciti: Ɀiripiko? Unoziʋa kuti zuʋa rerima riri pedyo naye;
24
Njodzi nokutambudzika ɀinomutyisa; Ɀinomukunda, samambo wakaɀigadzirira kurwa.
25
Nokuti wakatambanudzira ruʋoko rwake kuzorwa naMŋari, Akaɀikudza pamberi poWamasimba ose;
26
Unomhanyira kwaari anomutsipa mukukutu, Namakwande makobvu enhoʋo dzake.
27
Nokuti wakafukidza ciso cake namafuta, Akaʋuŋganidza mafuta mazhinji paciʋuno cake.
28
Wakagara pamaguta akaŋga aʋa matoŋgo, Padzimba dzisina‐kufanira kugarwa nomunhu, Dzaikaro‐kushanduka matoŋgo.
29
Iye haaŋgaʋi mufumi, fuma yake haiŋgagari, Neɀiɓereko ɀaɀo haɀiŋgaremberi pasi.
30
Haaŋgabvi parima; Muraɀo womŋoto ucawomesa mataʋi ake, Ucabviswa nomŋeya womuromo waMŋari.
31
Ŋgaarege kuʋimba neɀisinamaturo, aciɀinyeŋgera; Nokuti muɓairo wake ucaʋa ɀisinamaturo.
32
Ɀicaitwa ŋguʋa yake isino‐kuȿika, Ƌaʋi rake hariŋgaʋi nyoro.
33
Ucazuka mazambiriŋga ake agere kuibva somuzambiriŋga, Ucazuka maruʋa ake somuorivi.
34
Nokuti ʋuŋgano yaʋasiŋgaɗi Mŋari haiŋgaɓereki, Mŋoto ucapedza matente aʋafufuri.
35
Ʋanemimba yeɀakashata, ʋanoɓereka ɀakaipa, Ƌumbu raʋo rinogadzira kunyeŋgera.
← Chapter 14
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 16 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42