bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 5
Job 5
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 4
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 6 →
1
Ɀino ciɗana hako; panomumŋe uŋgakupindura here? Ucaenda kunani pakati paʋatȿene?
2
Nokuti kutsamŋa kunoʋuraya ɓenzi, Ʋuye shuŋgu dzinoparadza usineziʋo.
3
Ndakaʋona ɓenzi riciita midzi; Asi pakarepo ndakatuka nɀimbo yaro.
4
Ʋana ʋaro haʋatoŋgoponeswi, Ʋanopxanyiwa musuʋo; Hapana‐unoʋarwira.
5
Ɀaakaceka ɀinodyiwa naʋanenzara, Ʋanoɀitora kunyaŋge napakati peminzwa; Ʋanenyota ʋanonwa fuma yaʋo.
6
Nokuti kutambudzika hakuɓuɗi paguruʋa. Ʋuye nhamo haibvi pasi.
7
Asi munhu unoɓerekerwa nhamo, Seɓariɓari dzomŋoto dzinokwira kumsoro.
8
Asi kana ndirini, ndaitȿaka Mŋari, Ndaiisa mhoȿa yaŋgu kunaMŋari;
9
Iye unoita ɀinhu ɀikuru ɀisiŋganɀerwi; Ɀinhu ɀinoshamisa ɀisiŋgaʋereŋgwi;
10
Iye unonisa mvura panyika, Unotuma mvura paminda;
11
Ndiye unokwiridza ʋakaɗerera; Ʋanocema ʋanokundiswa.
12
Unokaŋganisa mano aʋanyeŋgeri, Maʋoko aʋo arege kuita ɀaʋakaŋga ʋaciɗa kuita.
13
Ʋakacenjera unoʋaɓata pamano aʋo, Nokuraŋgana kwaʋasakarurama kunoputsirwa pasi.
14
Ʋanosoŋgana nerima masikati. Ʋanotȿanɀadzira masikati makuru sapaʋusiku.
15
Asi iye unorwira paminondo yemiromo yaʋo, Unorwira unoshaiwa pamaʋoko aʋanesimba.
16
Saka murombo unetariro, Kuipa kunoɀifumbira muromo.
17
Tarirai, munhu, unorairwa naMŋari, unomufaro; Saka usaɀidza kuraŋga kwoWamasimba ose.
18
Nokuti iye unokuʋadza, ndokusuŋga ɀe ʋaŋga: Unopxanya, maʋoko ake ndokupodza ɀe.
19
Iye ucakurwira panjodzi nhanhatu; Kunyaŋge panomŋe hakuna‐cakaipa ciŋgakugunɀa.
20
Panzara ucakudzikinura parufu; Napakurwa ucakudzikinura pasimba romunondo.
21
Iwe ucaʋanziwa pakurobga norurimi; Hauŋgatyi kuparadza kana kuciȿika.
22
Ucaseka kuparadza nokushaiwa; Hauŋgatyi ɀikara ɀenyika.
23
Nokuti iwe ucaita suŋgano namabge esaŋgo; Ɀikara ɀesaŋgo ɀicaita rugare newe.
24
Iwe ucaziʋa kuti tente rako rinorugare; Ucandotarira ɀipfuwo ɀako, ukasashaiwa cimŋe caɀo.
25
Ucaziʋa ʋo kuti ʋana ʋako ʋacawanda, Naʋazukuru ʋako ʋacaita soʋuswa bgenyika.
26
Ucaȿika pabgiro bgako wakwegura kwaɀo, Secisote ceɀiyo cinoȿika paŋguʋa yaco.
27
Tarira iɀoɀi takaɀinɀera, ndiɀoɀo; Ciɀinzwa, uɀiziʋe iwe umene.
← Chapter 4
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 6 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42