bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Job 9
Job 9
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 8
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 10 →
1
Ipapo Jobo wakapindura, akati:
2
Ɀirokwaɀo ndinoziʋa kuti ndiɀo: Nokuti munhu uŋgaʋa wakarurama pamberi paMŋari seiko?
3
Kana iye akaɗa kuita nharo naye, Haaŋgagoni kumupindura shoko rimŋe pamashoko aneɀuru.
4
Iye unomŋoyo wakaŋgwara, unesimba guru; Ndianiko wakamuwomesera mŋoyo wake, akazofara?
5
Iye unobvisa makomo, iwo asiŋgaɀiziʋi, Kana aciashandura pakutsamŋa kwake.
6
Iye unozunuŋgusa nyika ikabva panɀimbo yayo, Mbiru dzayo dzinoɗeŋgenyeka.
7
Iye unoraira zuʋa, rikarega kuɓuɗa; Iye unodzitira nyeredzi.
8
Iye oga unotatamura ɗeŋga, Unotsika pamsoro pamafuŋgu eguŋgwa.
9
Iye unoita nyeredzi dzeArkturo, nedzeOrioni, nedzeCimutanhatu, Namakamuri enyasi.
10
Iye unoita ɀinhu ɀikuru ɀisiŋganɀerwi, Iɀo ɀinhu ɀinoshamisa, ɀisiŋgagoni kuʋereŋgwa.
11
Tarira, unopfuʋura pedyo neni, ndisiŋgamuʋoni; Unopfuʋura ʋo hake, asi handimuʋoni.
12
Tarira, unotora hake, ndiani uŋgamudziʋisa? Ndiani uŋgati kwaari: Unoiteiko?
13
Mŋari haaŋgadzori kutsamŋa kwake; Ʋaɓatsiri ʋaRahabi ʋakakotamira pasi pake.
14
Ko ɀino ini ndicamupindura seiko, Nditsaure mashoko aŋgu ndiite nharo naye?
15
Kunyaŋge ndaiʋa wakarurama handizaimupindura; Ndaikumbira nyasha kumutoŋgi waŋgu.
16
Kana ndiciŋge ndaɗana, akandipindura, Kunyaŋge ɀakaɗaro handizaitenda kuti wakanzwa inzwi raŋgu.
17
Nokuti unondiputsa neɗutu remhepo, Unowanza maʋaŋga aŋgu ndisinemhoȿa haŋgu.
18
Haanditenderi kufema mŋeya waŋgu, Asi unondizadza neɀinoʋaʋa.
19
Kana riri simba guru, tarira, iye unaro! Kana iri mhoȿa inotoŋgwa, ndiani ucanditarira ŋguʋa?
20
Kunyaŋge ndaiʋa wakarurama haŋgu, muromo waŋgu umene ucandipa mhaka; Kunyaŋge ndaiʋa wakakwana, iye waiti handina‐kururama.
21
Ndakakwana haŋgu, handiɀiraŋgariri; Ndinoɀidza ʋupenyu bgaŋgu.
22
Ɀose ɀakafanana haɀo; saka ndinoti: Iye unoparadza ʋakarurama naʋakaipa ʋose.
23
Kana nyatwa iciŋge yaʋuraya nokukurumidza, Iye ucaseka njodzi yaʋasinemhoȿa.
24
Nyika yakaiswa mumaʋoko aʋakaipa; Iye unofukidza meso aʋatoŋgi ʋayo; Kana asiri iye, ɀino ndianiko?
25
Ɀino mazuʋa aŋgu anokurumidza kupfuʋura mumhanyi; Anotiza asina‐kuʋona ɀakanaka.
26
Apfuʋura seɀikepe ɀinomhanyisa; Segondo rinokurumidzira ciʋurawa.
27
Kana ndikati: Ndicakaŋganwa kunyunyuta kwaŋgu, Ndicarega ciso caŋgu cinopunyaira, ndifare haŋgu;
28
Ndinotya njodzi dzaŋgu dzose, Ndinoziʋa kuti hamuŋgati handinemhoȿa.
29
Ndicapiwa mhoȿa; Ɀino ndinotamburireiko ɀisinamaturo?
30
Kana ndikaŋgura nemvura yecando, Ndikacenesa maʋoko aŋgu kwaɀo;
31
Kunyaŋge ɀakaɗaro imi muŋgandinyudza mumatope, Neŋguʋo dzaŋgu dzicandisema.
32
Nokuti iye haazi munhu wakafanana neni, kuti ndimupindure, Kuti tikwirirane pakutoŋga.
33
Hakunamununuri pakati peɗu, Uŋgatiɓata tose noruʋoko rwake.
34
Ŋgaabvise shamhu yake kwandiri, Hasha dzake dzirege kundityisa;
35
Ipapo ndaitaura, ndisiŋgamutyi; Nokuti handizakaɗaro haŋgu.
← Chapter 8
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 10 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42