bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 11
Genesis 11
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 12 →
1
Nyika yose yakaŋga inorurimi rumŋe nokutaura kumŋe.
2
Ɀino ʋakati ʋacitamira mabvazuʋa, ʋakawana ɓani munyika yeShinari, ʋakagara’ko.
3
Ʋakataurirana, ʋaciti: Ʋuyai, ŋgatiite ɀitina, tiɀipise kwaɀo. Ɀitina ɀakaʋa mabge aʋo, nebitumini rakaʋa ɗope raʋo.
4
Ʋakati: Ʋuyai, ŋgatiɀiʋakire guta, noruȿiŋgo, runomusoro unoȿikira kuɗeŋga; tiɀimutsire mukurumbira, kuti tirege kupararira panyika yose.
5
Ipapo Jehova wakaɓuruka kuzotarira guta noruȿiŋgo, rwakaŋga ruciʋakwa naʋanakomana ʋaʋanhu.
6
Jehova akati: Tarirai, ʋanhu aʋa ndiʋamŋe, ʋanorurimi rumŋe ʋose; ɀino ndiɀo ɀaʋanotaŋga kuita; ɀino hakucinecinhu caʋaŋgaɗa kuita caʋaŋgadziʋiswa.
7
Hendei, tiɓuruke, tindopesanisa rurimi rwaʋo ipapo, kuti ʋarege kunzwana kana ʋotaurirana.
8
Jehova akaʋaparadzira ipapo, ʋakapararira panyika yose, ʋakarega kuʋaka guta raʋo.
9
Naiɀoɀo ʋakaritumidza Baberi, nokuti ipapo Jehova wakapesanisa rurimi rwenyika yose; Jehova akaʋaparadzira ipapo, ʋakaenda kunyika dzose.
10
Ndiwo marudzi aShemi. Shemi wakaŋga anamakore anezana, akaɓereka Arpakshadi, mvura zhinji yapfuʋura makore maʋiri;
11
wakati aɓereka Arpakshadi, Shemi akagara makore anamazana mashanu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
12
Arpakshadi wakagara makore anamakumi matatu namashanu, akaɓereka Shera;
13
wakati aɓereka Shera, Arpakshadi akagara makore anamazana manna namatatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
14
Shera wakagara makore anamakumi matatu, akaɓereka Eberi.
15
Wakati aɓereka Eberi, Shera akagara makore anamazana manna namatatu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
16
Eberi wakagara makore anamakumi matatu namanna, akaɓereka Peregi,
17
wakati aɓereka Peregi, Eberi akagara makore anamazana manna namakumi matatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
18
Peregi wakagara makore anamakumi matatu, akaɓereka Rehu;
19
wakati aɓereka Rehu, Peregi akagara makore anamazana maʋiri namapfumbamŋe, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
20
Rehu wakagara makore anamakumi matatu namaʋiri, akaɓereka Serugi;
21
wakati aɓereka Serugi, Rehu akagara makore anamazana maʋiri namanomŋe; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
22
Serugi wakagara makore anamakumi matatu, akaɓereka Nahori;
23
wakati aɓereka Nahori, Serugi akagara makore anamazana maʋiri, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
24
Nahori wakagara makore anamakumi maʋiri namapfumbamŋe, akaɓereka Tera;
25
Nahori akagara makore anezana negumi namapfumbamŋe, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
26
Tera wakagara makore anamakumi manomŋe, akaɓereka Abrama naNahori, naHarani.
27
Ndiwo marudzi aTera: Tera wakaɓereka Abrama, naNahori, naHarani; Harani akaɓereka Roti;
28
Harani akafa, ɓaɓa ʋake Tera ʋaciri ʋapenyu, panyika yokuɓerekwa kwake, paUri yaʋaKardia.
29
Abrama naNahori ʋakaɀiwanira ʋakadzi; zita romukadzi waAbrama rainzi Sarai; zita romukadzi waNahori rainzi Mirika, mukunda waHarani, ɓaɓa ʋaMirika, naɓaɓa ʋaIsika.
30
Sarai wakaŋga asiŋgaɓereki, wakaŋga asinomŋana.
31
Ɀino Tera wakatora mŋanakomana wake Abrama, naRoti, mŋanakomana waHarani, mŋanakomana womŋanakomana wake, naSarai, mukadzi womŋanakomana wake Abrama; ʋakatama naʋo ʋakabva Uri yaʋaKardia, kuti ʋaende kunyika yeKanani, ʋakaȿika Harani, ʋakagara’po.
32
Mazuʋa aTera akaŋga ari makore anamazana maʋiri namashanu; Tera akafira Harani.
← Chapter 10
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 12 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
Recommended Reading
Commentary
Genesis Commentaries
→
Devotional
Genesis Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→