bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 19
Genesis 19
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 18
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 20 →
1
Ʋatumŋa ʋaʋiri ʋakaȿika Sodoma maɗekwana; Roti wakaŋga agere pasuʋo reSodoma; Roti akaʋaʋona, akasimuka, akaenda kundosoŋgana naʋo, akakotamira pasi neciso cake;
2
akati: Tarirai, madzishe aŋgu, ciɗotsaukirai henyu kumba kwomuranda wenyu, muʋate ʋusiku bgose, mushambidze tsoka dzenyu, mugofumira parwendo rwenyu. Iʋo ʋakati: Kwete, ticaʋata heɗu paɗare ʋusiku bgose.
3
Akaʋanyeŋgetera ɀikuru; ʋakadzimana ʋotsaukira kwaari, ʋakapinda mumba make; akaʋagadzirira cirayiro, akaɓika ciŋgwa cisinembiriso, ʋakadya;
4
ɀino ʋasati ʋaʋata, ʋarume ʋeguta, iʋo ʋarume ʋeSodoma, ʋakakomba imba, ʋaɗuku naʋakuru, ʋanhu ʋose ʋokumatiʋi ose;
5
ʋakaɗanidzira kunaRoti, ʋakati kwaari: Ʋaripiko ʋarume ʋakapinda kumba kwako ʋusiku ʋuno — Ʋaɓuɗisirei kwatiri, kuti tiʋaziʋe.
6
Roti akaɓuɗa akaenda kwaʋari kumukoʋa, akazarira mukoʋa shure kwake.
7
Akati: Regai henyu kuita ɀakaipa ɀakaɗai, hama dzaŋgu.
8
Tarirai, ndinaʋakunda ʋaʋiri ʋasina‐kumboziʋa murume; regai ndiʋaɓuɗisire kwamuri, muʋaitire iʋo seɀamunoɗa; asi ʋarume aʋa, musaʋaitira cinhu, nokuti ndiɀo ɀaʋakapindira mumumvuri weɗeŋga raŋgu.
9
Iʋo ʋakati: Suɗuruka! Ʋakati: Munhu uyu wakaʋuya kuzogara pano ari mutorwa, nambera ɀino iye unoɗa kuʋa mutoŋgi. Ɀino ticakuitira ɀakaipa iwe kupfuʋura iʋo. Ʋakamanikidza murume uyo Roti, ʋakasweɗera kuputsa gonhi.
10
Asi ʋarume ʋakatambanudza maʋoko aʋo, ʋakakweʋera Roti mumba maʋakaŋga ʋari, ʋakapfiga gonhi.
11
Ʋakapofumadza ʋakaŋga ʋari pamukoʋa, ʋaɗuku naʋakuru; ʋakaɀinetsa ʋacitȿaka mukoʋa.
12
Ʋarume ʋakati kunaRoti: Unaʋamŋe pano here — Kana mukuwasha, kana ʋanakomana ʋako, kana ʋanasikana ʋako, naʋose ʋaunaʋo muguta; uʋaɓuɗise muno.
13
Nokuti toɗa kuparadza nɀimbo ino; nokuti kuɗanidzira kwaʋo kwaʋa kukuru kunaJehova; Jehova wakatituma kuiparadza.
14
Ipapo Roti akaɓuɗa, akandotaura naʋakuwasha ʋake, ʋakaŋga ʋacazowana ʋakunda ʋake, akati: Simukai, ibvai muno; nokuti Jehova ucaparadza guta rino. Asi ʋakuwasha ʋake ʋakati: Unoita hake musere.
15
Ʋutoŋga ʋucitȿuka ʋatumŋa ʋakakurumidzisa Roti, ʋaciti: Simuka, uende nomukadzi wako, naʋakunda ʋako ʋaʋiri ʋari pano, kuti urege kuparadzwa kana guta rorobga.
16
Asi ʋakanonoka; ʋarume ʋakaɓata ruʋoko rwake, noruʋoko rwomukadzi wake, namaʋoko aʋakunda ʋake ʋaʋiri; nokuti Jehova wakaŋga anetsitsi naye; ʋakamuɓuɗisa, ʋakamuisa kunze kweguta.
17
Ɀino ʋakati ʋaʋaɓuɗisa kunze, mumŋe akati: Tiza nokuɗa kwoʋupenyu bgako; usaceuka shure kwako, kana kumira paɓani rose; tizira kugomo, kuti urege kuparadzwa.
18
Roti akati kwaʋari: Kwete, ishe waŋgu, regai kuɗaro.
19
Tarirai, muranda wenyu wakawana nyasha kwamuri, makurisa tsitsi dzenyu dzamakandiitira, ɀamandiraramisa; asi handigoni kutizira kugomo, ɀimŋe ɀakaipa ɀiŋgandiwira ndikafa.
20
Tarirai, guta iri riri pedyo, nditizire haŋgu ikoko; iɗuku haro, nditenderei kuti nditizire ikoko, (harizi ɗuku here?) mŋeya waŋgu urarame.
21
Iye akati kwaari: Tarira, ndakunzwira tsitsi pacinhu ici ʋo, kuti handiŋgaparadzi guta iri rawareʋa.
22
Kurumidza, utizire’ko, nokuti handigoni kuita cinhu usati waȿika’po. Naiɀoɀo zita reguta rakanzi Zoari.
23
Zuʋa rakaŋga raɓuɗa panyika, Roti aciȿika paZoari.
24
Ipapo Jehova akanisa pamsoro peSodoma neGomora surferi nomŋoto, ɀicibva kuɗeŋga kunaJehova;
25
akaparadza maguta awo, neɓani rose, naʋose ʋakaŋga ʋagere mumaguta, neɀose ɀakaŋga ɀamera pavu.
26
Asi mukadzi wake wakaceuka ari shure kwake, akaitwa shoŋgwe yomunyu.
27
Ɀino Abrahama wakamuka maŋgwanani, akaenda ikoko kwaakaŋga amire pamberi paJehova;
28
akatarira kurutiʋi rweSodoma neGomora nokunyika yose yeɓani, akaʋona ʋutsi bgenyika iyo ʋucikwira soʋutsi bgecoto.
29
Ɀino Mŋari wakati aciparadza maguta eɓani, Mŋari akaraŋgarira Abrahama, akaɓuɗisa Roti pakati pokuparadzwa ikoko, ŋguʋa yaakaparadza maguta makaŋga mucigara Roti.
30
Ɀino Roti wakakwira, acibva muZoari, akandogara mugomo, naʋakunda ʋake ʋaʋiri pamŋe cete naye; nokuti wakatya kugara muZoari; akagara, muɓako, iye naʋakunda ʋake ʋaʋiri.
31
Ɀino ɗaŋgwe rakati kumuɗuku: Ƃaɓa ʋeɗu ʋakwegura; hakunomurume panyika ino uŋgapinda kwatiri nomutoʋo wenyika yose;
32
ʋuya, tinwise ɓaɓa ʋeɗu waini, tiʋate naʋo, kuti ticeŋgete rudzi naɓaɓa ʋeɗu.
33
Ʋusiku ibgobgo ʋakanwisa ɓaɓa ʋaʋo waini, weɗaŋgwe akapinda, akandoʋata naɓaɓa ʋake; iʋo haʋana‐kuziʋa kuʋata kwake pasi kana kumuka kwake.
34
Fume maŋgwana weɗaŋgwe akati kumuɗuku: Tarira, ndaʋata naɓaɓa ʋaŋgu ʋusiku bgazuro; ŋgatiʋanwise waini ʋusiku bguno ʋo, iwe ugopinda, undoʋata naʋo, kuti ticeŋgete rudzi naɓaɓa ʋeɗu.
35
Ʋakanwisa ɓaɓa ʋaʋo waini ʋusiku ibgobgo ʋo, muɗuku akasimuka, akandoʋata naʋo; iʋo haʋana‐kuziʋa kuʋata kwake pasi kana kumuka kwake.
36
Naiɀoɀo ʋakunda ʋaRoti ʋaʋiri ʋakaʋa nemimba kunaɓaɓa ʋaʋo.
37
Weɗaŋgwe akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Moabi; ndiʋo ɓaɓa ʋaʋaMoabi kuȿikira zuʋa ranhasi.
38
Nomuɗuku ʋo wakaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Beni‐ami; ndiʋo ɓaɓa ʋaʋana ʋaAmoni kuȿikira zuʋa ranhasi.
← Chapter 18
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 20 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
Recommended Reading
Commentary
Genesis Commentaries
→
Devotional
Genesis Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→