bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 29
Genesis 29
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 28
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 30 →
1
Jakobo akasimuka’po, akaenda kunyika yaʋanhu ʋamabvazuʋa.
2
Akatarira, akaʋona tsime kusaŋgo, namapoka matatu amakwai aʋete pasi pariri; nokuti ʋainwisa mapoka aʋo patsime irero; pamuromo wetsime irero pakaŋga panebge guru.
3
Ndipapo paiʋuŋgana mapoka ose; ɀino ʋaikuŋgurusa ibge pamuromo wetsime, ʋakanwisa makwai aʋo, ʋacidzosera ɀe ibge pamuromo wetsime paʋugaro bgaro;
4
Jakobo akati kwaʋari: Hama dzaŋgu, mabvepiko — Iʋo ʋakati: Tabva Harani.
5
Iye akati kwaʋari: Munoziʋa Rabani, mŋanakomana waNahori, here — Ʋakati: Tinomuziʋa.
6
Akati kwaʋari: Wakafara here — Iʋo ʋakati: Wakafara hake; hoyo Rakeri mukunda wake, woʋuya namakwai.
7
Akati: Tarirai, aciri masikati makuru, ŋguʋa yokuʋuŋganidza ɀipfuwo icigere kuȿika; nwisai makwai, mugondoafudza.
8
Iʋo ʋakati: Hatiŋgagoni kuȿikira mapoka ose aʋuŋganidzwa pamŋe cete, ibge rikakuŋguruswa pamuromo wetsime; ipapo tinonwisa makwai.
9
Wakati acataura naʋo, Rakeri akaȿika namakwai aɓaɓa ʋake, nokuti ndiye waiʋa mufudzi wawo.
10
Ɀino Jakobo wakati aciʋona Rakeri, mukunda waRabani, hanɀadzi yamai ʋake, Jakobo akasweɗera, akakuŋgurusa ibge pamuromo wetsime, akanwisa makwai aRabani, hanɀadzi yamai ʋake.
11
Jakobo akaȿeta Rakeri, akacema kwaɀo.
12
Jakobo akaʋudza Rakeri kuti iye ihama yaɓaɓa ʋake, mŋanakomana waRebeka ipapo iye akamhanya, akandoʋudza ɓaɓa ʋake.
13
Rabani wakati anzwa mashoko aJakobo, mŋanakomana wehanɀadzi yake, akamhanya kundosoŋgana naye, akamumbundikira, akamuȿeta, akamuisa kumba kwake. Iye akaʋudza Rabani ɀinhu iɀo ɀose.
14
Rabani akati kwaari: Ɀirokwaɀo uri fupa raŋgu nenyama yaŋgu. Akagara naye mŋedzi wose.
15
Ɀino Rabani akati kunaJakobo: Ko uŋgandiɓatira usiŋgapiwi muɓairo, nokuti uri hama yaŋgu here — Ndiʋudze kuti muɓairo wako uʋe weiko.
16
Ɀino Rabani wakaŋga anaʋakunda ʋaʋiri; zita romukuru rakaŋga riri Rea, nezita romuɗuku Rakeri.
17
Rea wakaŋga anameso akaneta, asi Rakeri wakaŋga akanaka kwaɀo pamuʋiri napaciso.
18
Ɀino Jakobo wakaŋga aciɗa Rakeri, akati: Ndicakuɓatirai makore manomŋe pamsoro paRakeri, mukunda wenyu muɗuku.
19
Rabani akati kwaari: Ɀirinani kuti ndimupe iwe, ndirege kumupa mumŋe murume; gara hako neni.
20
Jakobo akamuɓatira makore manomŋe pamsoro paRakeri: asi akaʋa samazuʋa mashoma kwaari, nokuti wakaŋga acimuɗa.
21
Ɀino Jakobo akati kunaRabani: Ndipei mukadzi waŋgu, nokuti mazuʋa aŋgu aȿika, kuti ndipinde kwaari.
22
Rabani akakoka ʋanhu ʋose ʋo’ko, akaita mutambo.
23
Ɀino kuzoti aʋa maɗeko, akatora Rea, mukunda wake, akamuisa kwaari; iye akapinda kwaari.
24
Rabani akapa Rea, mukunda wake, Zirpa, murandakadzi wake, kuti aʋe mushandiri wake.
25
Ɀino maŋgwana akaʋona kuti ndiRea; akati kunaRabani: Cinyiko ici cawandiitira — Handina‐kukuɓatira pamsoro paRakeri here — Wandinyeŋgedzera seiko?
26
Rabani akati: Hakunzarwo ʋuno kweɗu, kuti munuŋuna ataŋge kuwaniswa, mukuru acigere.
27
Pedzisa viki yewaniso naiyeyi, tigokupa mumŋe ʋo pamsoro peɓasa raucandiɓatira mamŋe makore manomŋe ɀe.
28
Jakobo akaita saiɀoɀo, akapedza viki yewaniso naye; akamupa Rakeri, mukunda wake, kuti aʋe mukadzi wake.
29
Rabani akapa Rakeri, mukunda wake, Birha murandakadzi wake, kuti aʋe mushandiri wake.
30
Akapinda ʋo kunaRakeri, akaɗa Rakeri ʋo kupfuʋura Rea, akamuɓatira mamŋe makore manomŋe ɀe.
31
Ɀino Jehova wakaʋona kuti Rea wakaŋga asiŋgaɗikanwi, akamuɓerekesa; asi Rakeri wakaŋga asiŋgaɓereki.
32
Rea akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Rubeni; nokuti wakati: Jehova wakaʋona ɗambudziko raŋgu; nokuti ɀino murume waŋgu ucandiɗa.
33
Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akati: Jehova wakanzwa kuti handiɗikanwi, naiɀoɀo wakandipa ʋo uyu; akamutumidza zita rinonzi Simeoni.
34
Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akati: Ɀino ŋguʋa ino murume waŋgu ucandinamatira, nokuti ndamuɓerekera ʋanakomana ʋatatu; naiɀoɀo zita rake rakanzi Revi.
35
Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akati: Ŋguʋa ino ndicarumbidza Jehova; naiɀoɀo wakamutumidza zita rinonzi Juda; akaguma kuɓereka.
← Chapter 28
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 30 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50