bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 50
Genesis 50
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 49
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
1
Ɀino Josefa akawira pamsoro peciso caɓaɓa ʋake, akacema pamsoro pake, akamuȿeta.
2
Josefa akaraira ʋaranda ʋake dzakaŋga dziri ŋaŋga, kuti dzisasike ɓaɓa ʋake, ŋaŋga dzikasasika Israeri.
3
Ʋakapedza mazuʋa makumi manna naye, nokuti ndiwo aiʋa mazuʋa okusasika; naʋaEgipita ʋakamucema mazuʋa makumi manomŋe.
4
Ɀino mazuʋa okucema akati apera, Josefa akataura naʋeimba yaFarao, akati: Ɀino kana ndawana nyasha kwamuri, ɗoreʋai munzeʋe dzaFarao, muti:
5
Ƃaɓa ʋaŋgu ʋakandipikisa, ʋaciti: Tarira, ndofa; mubgiro bgandakaɀicerera munyika yeKanani, ndi’mo maunofanira kundiʋiga’mo. Naiɀoɀo ɀino ɗonditenderai henyu kuti ndikwire, ndindoʋiga ɓaɓa ʋaŋgu, ndigodzoka.
6
Farao akati: Kwira, undoʋiga ɓaɓa ʋako, seɀaʋakakupikisa.
7
Ipapo Josefa akakwira kundoʋiga ɓaɓa ʋake, naʋaranda ʋose ʋaFarao ʋakakwira naye, ʋakuru ʋeimba yake, naʋakuru ʋenyika yeEgipita,
8
naʋeimba yose yaJosefa, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋeimba yaɓaɓa ʋake; asi pxere dzaʋo dzoga, namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, ʋakaɀisiya panyika yeGosheni,
9
ŋgoro naʋataȿi ʋamabiza ʋakakwira ʋo naye, rikaʋa ɓoka guru‐guru.
10
Ʋakaȿika paɓuriro raAtadi, riri mhiri kwaJoridani, ʋakamucema’po nokucema kukuru kwaɀo; akacema ɓaɓa ʋake mazuʋa manomŋe.
11
Ɀino ʋanhu ʋaigara panyika yeKanani ʋakati ʋaciʋona kucema ikoko paɓuriro raAtadi, ʋakati: Kucema uku kukuru ndokwaʋaEgipita; naiɀoɀo nɀimbo iyo ikatumidzwa Aberi‐mizraimi, iri mhiri kwaJoridani.
12
Ʋanakomana ʋake ʋakamuitira seɀaakaŋga aʋaraira;
13
nokuti ʋanakomana ʋake ʋakandomuisa kunyika yeKanani, ʋakamuʋiga muɓako romunda weMakpera, riya rakateŋgwa naAbrahama, pamŋe cete nomunda kunaEfroni muHeti, pakatarisana neMamre, kuti ɀiʋe ɀake, iʋe nɀimbo yake yokuʋiga.
14
Ɀino Josefa wakati aʋiga ɓaɓa ʋake, akadzokera Egipita, iye naʋakoma ʋake, naʋose ʋakaŋga ʋakwira naye kundoʋiga ɓaɓa ʋake.
15
Ɀino ʋakoma ʋaJosefa ʋakati ʋaciʋona kuti ɓaɓa ʋaʋo ʋafa, ʋakati: Ɀimŋe Josefa ucatiʋeŋga, nokutitsiʋa kwaɀo ɀakaipa ɀose ɀatakamuitira.
16
Naiɀoɀo ʋakatuma shoko kunaJosefa, ʋaciti: Ƃaɓa ʋenyu ʋakaraira, ʋasati ʋafa, ʋaciti:
17
Taurai naJosefa, muti: Ɀino ɗokaŋganwirai henyu kutadza kwaʋakoma ʋenyu; neɀiʋi ɀaʋo, nokuti ʋakakuitirai ɀakaipa; ɀino ɗokaŋganwirai kutadza kwaʋaranda ʋaMŋari waɓaɓa ʋenyu. Josefa akacema pakutaura kwaʋo naye.
18
Ʋakuru ʋake ʋakaenda ʋo, ʋakawira pasi pamberi pake, ʋakati: Tarirai, tiri ʋaranda ʋenyu.
19
Josefa akati kwaʋari: Musatya, nokuti ini ndiri pacigaro caMŋari here?
20
Kana muri’mi, makandifuŋgira ɀakaipa, asi Mŋari wakafuŋga kuti ɀiʋe ɀakanaka, kuti ɀiitwe seɀinoitwa nhasi, kuti ʋanhu ʋazhinji ʋararamiswe.
21
Naiɀoɀo ɀino musatya: ndicakuceŋgetai, nepxere dzenyu. Akaʋanyaradza, akataura naʋo nomŋoyo wakanaka.
22
Josefa akagara Egipita, iye naʋeimba yaɓaɓa ʋake; Josefa akagara makore anezana negumi.
23
Josefa akaʋona ʋana ʋaEfraimi ʋorudzi rwecitatu, naʋana ʋaMakiri, mŋanakomana waManase, ʋakaɓerekerwa pamabvi aJosefa.
24
Josefa akati kuhama dzake: Ndofa, asi Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nokukuɓuɗisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abrahama, naIsaka, naJakobo.
25
Josefa akapikisa ʋana ʋaIsraeri, akati: Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nemi mutakure mafupa aŋgu abve pano.
26
Ipapo Josefa akafa, aʋa namakore anezana negumi; ʋakamusasika, akaiswa mubokisi paEgipita.
← Chapter 49
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50