bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 38
Genesis 38
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 37
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 39 →
1
Neŋguʋa iyo Juda wakabva kuʋana ʋaɓaɓa ʋake, akaɓuruka, akatsaukira kunomumŋe murume muAdurami, wainzi Hira.
2
Juda akaʋona’po mukunda womumŋe munhu muKanani, wainzi Shua, akamutora, akapinda kwaari.
3
Iye akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Eri.
4
Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Onani.
5
Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Shera; iye wakaŋga ari paKezibi mukadzi wake acimuɓereka.
6
Ɀino Juda wakatorera ɗaŋgwe rake Eri mukadzi wainzi Tamari.
7
Asi Eri, ɗaŋgwe raJuda, wakaŋga ari munhu wakaipa pamberi paJehova; Jehova akamuʋuraya.
8
Ɀino Juda akati kunaOnani: Pinda kumukadzi womukoma wako, umuwane, umuitire ɀakafanira munuŋuna womurume, umutsire mukoma wako ʋana.
9
Ɀino Onani wakaziʋa kuti ʋana aʋo haʋaŋgaʋi ʋake; naiɀoɀo wakati kana opinda kumukadzi womukoma wake, worashira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake ʋana.
10
Cinhu ici caakaita cakaŋga cakaipa pamberi paJehova; akamuʋuraya naiye ʋo.
11
Ipapo Juda akati kunaTamari, mukadzi womŋana wake: Cigara hako uri cirikadzi paimba yaɓaɓa ʋako, kuȿikira Shera, mŋanakomana waŋgu, akura; nokuti wakati: Ɀimŋe uŋgafa saʋakoma ʋake. Tamari akandogara kumba kwaɓaɓa ʋake.
12
Mazuʋa mazhinji akati apfuʋura, mukunda waShua, mukadzi waJuda, akafa; ɀino Juda wakati anyaradzwa, akakwira kuʋaʋeʋuri ʋamakwai ake paTimna, iye naHira, shamŋari yake muAdurami.
13
Tamari akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira ɓaɓa ʋomurume wako ʋanokwira Timna kundoʋeʋura makwai aʋo;
14
ipapo iye akabvisa ŋguʋo dzoʋucirikadzi bgake, akaɀifukidza necokufukidzira cake, akaɀiputira, akagara pasuʋo reEnaimi, guta riri panzira inoenda Timna; nokuti wakaŋga aʋona kuti Shera wakura, akasamupiwa iye kuti aʋe mukadzi wake.
15
Ɀino Juda wakati acimuʋona, akati cifeʋe, nokuti wakaŋga afukidza ciso cake.
16
Akatsaukira kwaari panzira, akati: Ƌoʋuya, ndipinde kwauri; nokuti wakaŋga asiŋgaziʋi, kuti mukadzi womŋanakomana wake. Iye akati: Unogondipeiko, kuti upinde kwandiri?
17
Akati: Ndicakutumira mbudzana inobva kuɀipfuwo ɀaŋgu. Akati: Ucandipa ruɓatso kuȿikira waituma here?
18
Akati: Ndicagokupa ruɓatso rweiko — Iye akati: Cimhete cako, norwonzi rwako, netȿimbo yako iri paruʋoko rwako. Akamupa iɀoɀo, akapinda kwaari, akaʋa nemimba naye.
19
Akasimuka, akaenda, akabvisa cokufukidzira cake, akafuka ŋguʋo dzoʋucirikadzi bgake.
20
Ɀino Juda akatuma mbudzana noruʋoko rweshamŋari yake, muAdurami, kuti atore ruɓatso paruʋoko rwomukadzi, asi haana‐kumuwana
21
Akabvunza ʋanhu ʋokwake, aciti: Ciripiko cifeʋe ciya, cakaŋga ciri paEnaimi panzira — Ʋakati: Kwakaŋga kusinecifeʋe pano.
22
Akadzokera kunaJuda, akati: Handina‐kumuwana; naʋanhu ʋoko ʋakati: Kwakaŋga kusinecifeʋe pano.
23
Ipapo Juda akati: Ŋgaaɀitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira, ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana.
24
Ɀino mŋedzi ineŋge mitatu yakati yapfuʋura, Juda akaʋudzwa, ɀicinzi: Tamari, mukadzi womŋanakomana wako, wakaita ʋupombge; waʋa nemimba noʋupombge bgake. Juda akati: Ʋuyai naye, apiswe.
25
Ɀino ʋakati ʋaciʋuya naye, akatuma shoko kunaɓaɓa ʋomurume wake, aciti: Ndinemimba nomurume unenhumbi idzi; akati: Ƌocerekedzai kuti iɀi ndeɀani, ɀinoti, cimhete, norwonzi, netȿimbo.
26
Juda akaɀiziʋa, akati: Iye wakarurama kukunde’ni, nokuti handina‐kumupa Shera, mŋanakomana waŋgu. Haana‐kuzomuziʋa ɀe.
27
Ɀino neŋguʋa yokuɓereka kwake ʋana ʋaʋiri ʋakaŋga ʋari muɗumbu rake.
28
Ɀino wakati aciɓereka, mumŋe akaɓuɗisa ruʋoko; ipapo mbuya ʋakatora rwonzi rutȿuku, ʋakarusuŋgira paruʋoko rwake, ʋaciti: Uyu wataŋga kuɓuɗa.
29
Ɀino uyu wakati adzosera ruʋoko rwake, munuŋuna wake akaɓuɗa; iʋo ʋakati: Waɀipasanurira seiko — Naiɀoɀo akamutumidza zita rinonzi Perezi.
30
Pashure mukoma wake akaɓuɗa, wakaŋga anorwonzi rutȿuku paruʋoko rwake; zita rake rikatumidzwa Zera.
← Chapter 37
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 39 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
Recommended Reading
Commentary
Genesis Commentaries
→
Devotional
Genesis Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→