bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 17
Genesis 17
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 18 →
1
Abrama wakati aȿika makore anamakumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe, Jehova akaɀiratidza kunaAbrama, akati kwaari: Ndini Mŋari wamasimba ose; famba pamberi paŋgu, uʋe wakarurama.
2
Ndicaita suŋgano yaŋgu pakati paŋgu newe, ndicakuwanza kwaɀo.
3
Ipapo Abrama akawira pasi neciso cake, Mŋari akataura naye, akati:
4
Kana ndirini, tarira, suŋgano yaŋgu inewe, ucaʋa ɓaɓa ʋendudzi zhinji‐zhinji.
5
Zita rako haricazonzi Abrama, asi zita rako ricanzi Abrahama; nokuti ndakakuita ɓaɓa ʋendudzi zhinji‐zhinji.
6
Ndica kuɓerekesa ʋana ʋazhinji‐zhinji; ndicakuita ndudzi, namadzimambo acabva kwauri.
7
Ndicasimbisa suŋgano yaŋgu pakati paŋgu newe, naʋana ʋako ʋanokuteʋera pamarudzi aʋo ose, kuti iʋe suŋgano isiŋgaperi; ndicaʋa Mŋari wako nowaʋana ʋako ʋanokuteʋera.
8
Ndicakupa iwe naʋana ʋako ʋanokuteʋera, nyika mauri mutorwa iwe, nyika yeKanani yose, kuti iʋe yako nokusiŋgaperi; ini ndicaʋa Mŋari waʋo.
9
Mŋari akati ʋo kunaAbrahama: Kana uri’we, ceŋgeta suŋgano yaŋgu, iwe naʋana ʋako ʋanokuteʋera pamarudzi aʋo ose.
10
Ndiyo suŋgano yaŋgu, yamunofanira kuceŋgeta pakati paŋgu nemi naʋana ʋako ʋanokuteʋera: Ʋanakomana ʋose pakati penyu ŋgaʋadziŋgiswe.
11
Mudziŋgiswe panyama yecikanda cenyu capamberi, kuti ciʋe ciratidzo cesuŋgano iri pakati paŋgu nemi
12
Mŋanakomana unamazuʋa masere pakati penyu ŋgaadziŋgiswe, mukomana mumŋe nomumŋe pamarudzi enyu, kana akaɀarwa mumba, kana akateŋgwa nemari kuʋatorwa ʋapi naʋapi, ʋasati ʋari ʋaʋana ʋako.
13
Wakaɀarwa mumba mako, nowakateŋgwa nemari, ʋanofanira kudziŋgiswa; suŋgano yaŋgu iʋe panyama yenyu, iʋe suŋgano isiŋgaperi.
14
Munhurume usina‐kudziŋgiswa, usina‐kudziŋgiswa panyama yecikanda cake capamberi, munhu wakaɗai unofanira kubviswa pakati porudzi rwake; wakaputsa suŋgano yaŋgu.
15
Mŋari akati ʋo kunaAbrahama: Kana ari Sarai, mukadzi wako, haufaniri kuzomutumidza zita rinonzi Sarai, asi zita rake ricanzi Sara;
16
ndicamuropafadza iye, ndikupe mŋanakomana kwaari; ndicamuropafadza iye, kuti aʋe mai ʋendudzi; madzimambo aʋanhu acabva maari.
17
Ipapo Abrahama wakawira pasi neciso cake, akaseka, akati mumŋoyo make: Ko munhu unamakore anezana uŋgaɓerekerwa mŋana here? NaSara, waʋa namakore anamakumi mapfumbamŋe, uŋgaɓereka here?
18
Abrahama akati kunaMŋari: Ƌai Ishmaeri acirarama hake pamberi penyu!
19
Mŋari akati kwaari: Kwete, asi Sara, mukadzi wako, ndiye ucakuɓerekera mŋanakomana, unofanira kumutumidza zita rinonzi Isaka; ndicaita suŋgano yaŋgu naye, iʋe suŋgano isiŋgaperi pakati paʋana ʋake ʋanomuteʋera.
20
Kana ari Ishmaeri, ndakunzwa ʋo; tarira, ndamuropafadza, ndicamuɓerekesa ʋana ʋazhinji, nokumuwanzisa kwaɀo; ucaɓereka madzishe anegumi namaʋiri, ndicamuita rudzi rukuru.
21
Asi suŋgano yaŋgu ndicaisimbisa naIsaka, uyo waucaɓerekerwa naSara neŋguʋa iyi makei.
22
Akapedza kutaura naye, Mŋari akakwira acibva kunaAbrahama.
23
Ipapo Abrahama wakatora Ishmaeri, mŋanakomana wake, naʋose ʋakaɀarwa mumba make, naʋose ʋakateŋgwa nemari yake, munhurume mumŋe nomumŋe kuʋanhu ʋakaŋga ʋari paimba yaAbrahama, akaʋadziŋgisa ɀikanda ɀaʋo ɀapamberi nomusi iwoyo, seɀaakaʋudzwa naMŋari.
24
Abrahama wakaŋga anamakore anamakumi mapfumbamŋe nan apfumbamŋe musi wokudziŋgiswa kwake.
25
Ishmaeri, mŋanakomana wake, wakaŋga anamakore anegumi namatatu musi wokudziŋgiswa kwake
26
Nomusi uyo Abrahama wakadziŋgis a pamŋe cete naIshmaeri, ŋanakomana wake.
27
Naʋarume ʋose ʋeimba yake, ʋakaŋga ʋaɀarirwa mumba make, naʋakaŋga ʋateŋgwa nemari kuʋatorwa, ʋakadziŋgiswa pamŋe cete naye.
← Chapter 16
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 18 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
Recommended Reading
Commentary
Genesis Commentaries
→
Devotional
Genesis Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→