bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 22
Genesis 22
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 23 →
1
Shure kwaiɀoɀo Mŋari wakaidza Abrahama, akati kwaari: Abrahama! Iye akati: Ndiri pano haŋgu.
2
Akati: Ɀino tora mŋanakomana wako, mŋanakomana wako mumŋe cete, waunoɗa, Isaka, uende kunyika yeMoria umuite ciɓayiro cinopiswa panerimŋe gomo randicakuʋudza.
3
Abrahama akamuka maŋgwanani, akasuŋga mboŋgoro yake, akatora majaya ake maʋiri naIsaka, mŋanakomana wake, akatsemura huni dzeciɓayiro cinopiswa, ndokusimuka, akaenda kunɀimbo yaakaʋudzwa naMŋari.
4
Ɀino nomusi wetatu Abrahama akasimudza meso ake, akaʋona nɀimbo iyo ari kure.
5
Abrahama akati kumajaya ake: Imi cigarai henyu pano nemboŋgoro, ini nomŋana ticaenda ikoko; ticambondonamata, tigodzokera kwamuri.
6
Abrahama akatora huni dzeciɓayiro cinopiswa, akadzitakudza Isaka, mŋanakomana wake; akatora mŋoto neɓaŋga muruʋoko rwake, ʋakaenda ʋari ʋaʋiri.
7
Isaka akataura naAbrahama, ɓaɓa ʋake, akati: Ƃaɓa ʋaŋgu! Iye akati: Ndiri pano haŋgu, mŋana waŋgu. Akati: Hoyu mŋoto nehuni; asi gwaiana reciɓayiro cinopiswa riripiko?
8
Abrahama akati: Mŋari ucapa amene gwaiana reciɓayiro cinopiswa, mŋana waŋgu; saiɀoɀo ʋakafamba ʋari ʋaʋiri.
9
Ʋakandoȿika panɀimbo yaakaʋudzwa naMŋari; Abrahama akaʋaka’po artari, akagadzira huni, ndokusuŋga mŋanakomana wake, akamuisa paartari pamsoro pehuni.
10
Ɀino Abrahama akatambanudza ruʋoko rwake, akatora ɓaŋga, kuti aɓaye mŋanakomana wake.
11
Ipapo mutumŋa waJehova wakaɗanidzira kwaari, ari kuɗeŋga, akati: Abrahama! Abrahama! Iye akati: Ndiri pano haŋgu.
12
Akati: Usaisa ruʋoko rwako kumŋana, usamuitira cinhu; nokuti ɀino ndinoziʋa kuti unotya Mŋari, ɀausina‐kundinyima mŋanakomana wako, iye mŋanakomana wako mumŋe cete.
13
Abrahama akasimudza meso ake, akatarira, ndokuʋona shure kwake gondobge rakaŋga rakaɓatwa nyaŋga dzaro mugwenzi; Abrahama akatora gondobge iro, akaripisa cikaʋa ciɓayiro panɀimbo yomŋanakomana wake.
14
Abrahama akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Jehova-jire; saka nanhasi ʋanositi: Pagomo raJehova ndi’po paacaʋonekwa.
15
Ipapo mutumŋa waJehova wakaɗana Abrahama rwecipiri, ari kuɗeŋga,
16
akati: Ɀanzi naJehova: Ndakapika neni ndimene, ndiciti: Ɀawaita iɀoɀo, ukasandinyima mŋanakomana wako mumŋe cete;
17
ndicakuropafadza kwaɀo, ndicawanza ʋana ʋako kwaɀo senyeredzi dzokuɗeŋga, ʋuye sejeca riri pamhenderekedzo dzeguŋgwa; ʋano ʋako ʋacaʋa ʋaridzi ʋamasuʋo aʋaʋeŋgi ʋaʋo;
18
ndudzi dzose dzenyika dzicaropafadzwa muʋana ʋako, ɀawakaterera inzwi raŋgu.
19
Ipapo Abrahama wakadzokera kumajaya ake, ʋakasimuka, ʋakaenda ʋose Beeri‐sheba; Abrahama akagara paBeeri‐sheba.
20
Ɀino shure kwaiɀoɀo Abrahama wakaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira, Mirka wakaɓerekera ʋo munuŋuna wako Nahori ʋanakomana aʋa:
21
Uzi, ɗaŋgwe rake, naBuzi, munuŋuna wake, naKemueri, ɓaɓa ʋaArami,
22
naKesedi, naHazo, naPirdashi, naJidrafi, naBetueri.
23
Betueri akaɓereka Rebeka; aʋa ʋasere ndiʋo ʋakaɓerekerwa Nahori, munuŋuna waAbrahama, naMirka.
24
Nomuroŋgo wake wainzi Ruma, wakaɓereka ʋo Teba, naGahami, naTahashi, naMaaka.
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 23 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
Recommended Reading
Commentary
Genesis Commentaries
→
Devotional
Genesis Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→