bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 48
Genesis 48
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 47
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 49 →
1
Shure kwaiɀoɀo Josefa wakaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira, ɓaɓa ʋako ʋanorwara; iye akatora ʋanakomana ʋake ʋaʋiri, Manase naEfraimi.
2
Jakobo akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, mŋanakomana wenyu, Josefa, woʋuya kwamuri. Israeri akaɀisimbaradza, akagara paʋuʋato.
3
Ɀino Jakobo akati kunaJosefa: Mŋari wamasimba ose wakaɀiratidza kwandiri paRuzi, panyika yeKanani, akandiropafadza,
4
akati kwandiri: Tarira, ndicakuɓerekesa, ndicakuwanza, ndicakuita ndudzi zhinji; ndicapa ʋana ʋako ʋanokuteʋera nyika ino, iʋe yaʋo nokusiŋgaperi.
5
Ɀino ʋanakomana ʋako ʋaʋiri, ʋawakaɓerekerwa panyika yeEgipita, ndisati ndaȿika kwauri paEgipita, ndaʋaŋgu; Efraimi naManase ʋacaʋa ʋaŋgu saʋanaRubeni naSimeoni.
6
Asi ʋana ʋako, ʋawakaɓereka shure kwaʋo, ʋacaʋa ʋana ʋako, ʋacatumidzwa nezita raʋakuru ʋaʋo panhaka yaʋo.
7
Kana ndirini, pakubva kwaŋgu paPadani, ndakafirwa naRakeri panyika yeKanani munzira ndaȿika pedyo neEfrati, ndikamuʋiga’po panzira inoenda Efrati (rimŋe zita ndiBetrehema).
8
Israeri akaʋona ʋanakomana ʋaJosefa, akati: Ndiʋananiko?
9
Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Ndiʋo ʋanakomana ʋaŋgu ʋandakapiwa pano naMŋari. Ʋakati: Ƌoʋuya naʋo kwandiri ndiʋaropafadze.
10
Ɀino meso aIsraeri akaŋga oʋona madzerere nokukwegura, wakaŋga asicagoni kuʋona. Akaʋasweɗedza kwaʋari, Israeri akaʋaȿeta, akaʋambundikira.
11
Israeri akati kunaJosefa: Handina‐kufuŋga kuti ndicaʋona ciso cako ɀe, ɀino tarira, Mŋari wakandiʋonesa naʋana ʋako ʋo.
12
Josefa akaʋabvisa pakati pamabvi aʋo, akakotamira pasi neciso cake.
13
Josefa akaʋaɓata ʋari ʋaʋiri, Efraimi norudyi rwake kuruɓoshwe rwaIsraeri, naManase noruɓoshwe rwake kurudyi rwaIsraeri, akaʋasweɗedza pedyo naye.
14
Israeri akatambanudza ruʋoko rwake rworudyi, akaruisa pamusoro waEfraimi, waiʋa muɗuku, noruʋoko rwake rworuɓoshwe pamusoro waManase, akapesanisa maʋoko ake aciɀiziʋa, nokuti Manase wakaŋga ari weɗaŋgwe.
15
Akaropafadza Josefa, akati: Mŋari uya, wakafamba madziɓaɓa aŋgu pamberi pake, ʋana‐Abrahama naIsaka, Mŋari wakandifudza paʋupenyu bgaŋgu bgose kuȿikira zuʋa ranhasi;
16
mutumŋa wakandidzikinura paneɀakaipa ɀose, ŋgaaropafadze ʋakomana aʋa; zita raŋgu ŋgaritumidzwe kwaʋari, namazita amadziɓaɓa aŋgu, Abrahama naIsaka, ʋawande kwaɀo panyika.
17
Ɀino Josefa wakati aciʋona kuti ɓaɓa ʋake ʋaisa ruʋoko rwaʋo rworudyi pamusoro waEfraimi, haɀina‐kumufadza, akaɓata ruʋoko rwaɓaɓa ʋake, kuti arubvise pamusoro waEfraimi, aruise pamusoro waManase.
18
Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Regai kuɗaro, ɓaɓa ʋaŋgu, nokuti ndiye weɗaŋgwe, isai ruʋoko rwenyu pamusoro wake.
19
Ƃaɓa ʋake ʋakaramba, ʋakati: Ndinoziʋa, mŋana waŋgu, ndinoziʋa; naiye ʋo ucaʋa rudzi, naiye ucaʋa mukuru ʋo; asi munuŋuna wake ucaʋa mukuru kwaari, ʋana ʋake ʋacaʋa ndudzi zhinji.
20
Akaʋaropafadza nomusi iwoyo, akati: Newe ʋaIsraeri ʋacaropafadza, ʋaciti: Mŋari ŋgaakuite saEfraimi naManase. Akaisa Efraimi pamberi paManase.
21
Ɀino Israeri akati kunaJosefa: Tarira, ndofa, asi Mŋari ucaʋa nemi, ucakudzoserai kunyika yamadziɓaɓa enyu.
22
Newe ndinokupa mugoʋe mumŋe kupfuʋura ʋamŋe ʋana ʋaɓaɓa ʋako, uya wandakatorera ʋaAmori nomunondo waŋgu noʋuta bgaŋgu.
← Chapter 47
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 49 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50