bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 47
Genesis 47
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 46
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 48 →
1
Ɀino Josefa akaenda, akandoʋudza Farao, akati: Ƃaɓa ʋaŋgu naʋana ʋaɓaɓa ʋaŋgu ʋaȿika, ʋacibva kunyika yeKanani, ʋanamakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, neɀose ɀaʋanaɀo; ɀino, tarirai ʋari munyika yeGosheni.
2
Akatora ʋarume ʋashanu kuʋana ʋaɓaɓa ʋake, akaʋaisa pamberi paFarao.
3
Farao akati kuʋakoma ʋake: Ƃasa renyu ndereiko — Ʋakati kunaFarao: Ʋaranda ʋenyu ʋafudzi, isu namadziɓaɓa eɗu tose
4
Ʋakati kunaFarao: Taʋuya kuzogara tiri ʋatorwa munyika ino; nokuti hakunamafuro amakwai aʋaranda ʋenyu, nokuti kunenzara kunyika yeKanani; ɀino tinokumbira kuti ʋaranda ʋenyu ʋagare munyika yeGosheni
5
Ipapo Farao akataura naJosefa, akati: Ƃaba ʋako naʋana ʋaɓaɓa ʋako ʋaʋuya kwauri;
6
nyika yeEgipita iri pamberi pako; ɓaɓa ʋako naʋana ʋaɓaɓa ʋako ŋgaʋagare panɀimbo yakaiȿo‐naka ʋanyika ino, ŋgaʋagare panyika yeGosheni; kana uciziʋa kuti pakati paʋo panaʋarume ʋakaŋgwara, uʋaite ʋatariri ʋeŋombe dzaŋgu.
7
Josefa akapinda naJakobo, ɓaɓa ʋake, akaʋaisa pamberi paFarao; Jakobo akaropafadza Farao.
8
Farao akati kunaJakobo: Maŋganiko mazuʋa amakore oʋupenyu bgenyu?
9
Jakobo akati kunaFarao: Mazuʋa amakore oʋutorwa bgaŋgu makore anezana namakumi matatu; mazuʋa amakore oʋupenyu bgaŋgu akaŋga ari mashoma hawo, akaipa, haana‐kuȿikira pamazuʋa amakore oʋupenyu bgamadziɓaɓa aŋgu pamazuʋa oʋutorwa bgaʋo.
10
Jakobo akaropafadza Farao, akaɓuɗa pamberi paFarao.
11
Ɀino Josefa akapa ɓaɓa ʋake naʋana ʋaɓaɓa ʋake pokugara, akaʋapa nɀimbo panyika yeEgipita, kuti iʋe yaʋo, pakaiȿo‐naka panyika iyo, panyika yeRamesesi, seɀaakarairwa naFarao.
12
Josefa akaceŋgeta ɓaɓa ʋake, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋose ʋeimba yaɓaɓa ʋake, akaʋapa ɀokudya aciʋereŋga naʋana ʋaʋo ʋo.
13
Ɀino pakaŋga pasineɀokudya panyika yose, nokuti nzara yakaŋga iri huru, nyika yeEgipita nenyika yeKanani dzikaziya nenzara.
14
Josefa akaʋuŋganidza mari yose yakaŋga iri panyika yeEgipita, napanyika yeKanani, yaʋakateŋga ɀiyo nayo, Josefa akaisa mari iyo mumba maFarao
15
Mari yose yakati yapera munyika yeEgipita, napanyika yeKanani, ʋaEgipita ʋose ʋakaʋuya kunaJosefa, ʋakati: Tipei ɀokudya, nokuti tiŋgafa seiko pamberi penyu — Nokuti mari yapera.
16
Josefa akati: Ʋuyai neŋombe dzenyu, ndikupei ɀokudya pamsoro peɀipfuwo ɀenyu, kana mari yapera.
17
Ɀino ʋakaʋuya kunaJosefa neɀipfuwo ɀaʋo; Josefa akaʋapa ɀokudya, ʋacitsinhanha namabiza, namakwai, neŋombe, nemboŋgoro; akaʋararamisa neɀokudya, ʋacitsinhanha neɀipfuwo ɀaʋo ɀose gore irero.
18
Gore iro rakati rapera, ʋakaʋuya kwaari negore recipiri, ʋakati kwaari: Hatiŋgaʋanziri ishe weɗu kuti mari yeɗu yose yapera, mapoka eɀipfuwo aʋa ashe weɗu; hakucina‐cakasara pamberi pashe weɗu, asi miʋiri yeɗu neminda yeɗu;
19
ɀino tiŋgafa seiko pamberi penyu, isu nenyika yeɗu — Titeŋgei henyu, isu nenyika yeɗu, mutipei ɀokudya, isu nenyika yedu, tiʋe ʋaranda ʋaFarao; tipei ʋo mbeu, tirarame, tirege kufa, nenyika irege kushanduka iite saŋgo.
20
Ɀino Josefa akateŋgera Farao nyika yose yeEgipita, nokuti ʋaEgipita ʋakateŋgesa mumŋe nomumŋe munda wake, nokuti nzara yakaŋga iri huru pamsoro paʋo, nyika ikaʋa yaFarao.
21
Kana ʋari ʋanhu wakaʋatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumŋe weEgipita kuȿikira kunomumŋe muganhu wayo.
22
Asi nyika yaʋaprista yoga haana‐kuiteŋga, nokuti ʋaprista ʋakaŋga ʋaganhurirwa mugoʋe waʋo naFarao; ʋaidya mugoʋe waʋo waʋaipiwa naFarao: naiɀoɀo haʋana‐kuteŋgesa nyika yaʋo.
23
Ɀino Josefa akati kuʋanhu: Tarirai, ndakateŋgera Farao imi nenyika yenyu nhasi, hedzi mbeu, mudɀare panyika.
24
Neŋguʋa yokukohwa munofanira kupa Farao ceshanu, ɀinna ɀicaʋa ɀenyu, ɀiʋe mbeu dzeminda, neɀokudya ɀenyu, neɀaʋari mudzimba dzenyu, neɀokudya ɀepxere dzenyu.
25
Iʋo ʋakati: Ndimi makaticeŋgeta; ŋgatiwane heɗu nyasha panashe weɗu, tiʋe ʋaranda ʋaFarao.
26
Josefa akatema mutemo panyika yeEgipita, uri’po nanhasi, kuti Farao apiwe ceshanu; asi nyika yaʋaprista yoga haina‐kuʋa yaFarao.
27
Ɀino ʋaIsraeri ʋakagara panyika yeEgipita, panyika yeGosheni, ʋakaɀiwanira fuma’mo, ʋakaɓereka ʋana, ʋakawanda kwaɀo.
28
Jakobo akagara panyika yeEgipita makore anegumi namanomŋe; naiɀoɀo mazuʋa aJakobo, makore oʋupenyu bgake, akaŋga ari makore anezana namakumi manna namanomŋe.
29
Ɀino ŋguʋa yokufa kwaIsraeri yakaŋga yasweɗera, iye akaɗana mŋanakomana wake Josefa, akati kwaari: Kana ndawana nyasha kwauri, ciisa hako ruʋoko rwako pasi pecidɀa caŋgu, undiitire ŋgoni neɀokwaɗi; rega hako kundiʋiga paEgipita;
30
asi kana ndaʋata namadziɓaɓa aŋgu, undibvise paEgipita, undondiʋiga mubgiro bgaʋo. Iye akati: Ndicaita seɀamataura.
31
Ʋakati: Ndipikire; iye akaʋapikira. Ipapo Israeri akakotamira pamusoro woʋuʋato bgake.
← Chapter 46
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 48 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
Recommended Reading
Commentary
Genesis Commentaries
→
Devotional
Genesis Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→