bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 28
Genesis 28
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 27
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 29 →
1
Ɀino Isaka wakaɗana Jakobo, akamuropafadza, akamuraira, akati kwaari: Usawana mukadzi kuʋakunda ʋeKanani.
2
Simuka ʋende Padani‐arami, kuimba yaBetueri, ɓaɓa ʋamai ʋako, uɀiwanire’ko mukadzi kuʋakunda ʋaRabani, hanɀadzi yamai ʋako.
3
Mŋari wamasimba ose ŋgaakuropafadze, akuɓerekese ʋana, akuwanze, kuti uʋe ndudzi zhinji dzaʋanhu;
4
akupe kuropafadzwa kwaAbrahama, iwe, naʋana ʋako pamŋe cete newe; kuti ugare nhaka yenyika maugere uri mutorwa, iyo yakapiwa Abrahama naMŋari.
5
Isaka akati Jakobo aende, akaenda Padani‐arami, kunaRabani, mŋanakomana waBetueri, muAramia, hanɀadzi yaRebeka, mai ʋaJakobo naEsau.
6
Ɀino Esau wakaʋona kuti Isaka wakaŋga aropafadza Jakobo, akati aende Padani‐arami, kuti aɀiwanire’ko mukadzi; ʋuye ʋo kuti pakumuropafadza kwake akamuraira, aciti: Usawana mukadzi kuʋakunda ʋeKanani;
7
ʋuye ɀe, kuti Jakobo wakaterera ɓaɓa ʋake namai ʋake, akaenda Padani‐arami;
8
Esau akaʋona kuti ʋakunda ʋeKanani haʋanakufadza Isaka ɓaɓa ʋake;
9
Esau akaenda kunaIshmaeri, akawedzera kuʋakadzi ʋake, ʋaakaŋga anaʋo, Maharati mukunda waIshmaeri, mŋanakomana waAbrahama, hanɀadzi yaNebayoti, kuti aʋe mukadzi wake.
10
Ɀino Jakobo wakaɓuɗa paBeeri‐sheba, akaenda Harani;
11
akaȿika paneimŋe nɀimbo, akaʋata’po ʋusiku, nokuti zuʋa rakaŋga raʋira; akatora rimŋe ibge ipapo, akaritsamira, akaʋata pasi ipapo.
12
Akarota, akaʋona ɗanhu rakaŋga ramiswa panyika, musoro waro wakaȿika kuɗeŋga; akaʋona ʋatumŋa ʋaMŋari ʋacikwira nokuɓuruka naro.
13
Akaʋona Jehova amire naye, akati: Ndini Jehova, Mŋari waAbrahama ɓaɓa ʋako, naMŋari waIsaka; nyika yauʋete pamsoro payo ndicakupa iyo, iwe naʋana ʋako;
14
ʋana ʋako ʋacaita seguruʋa renyika; ucapararira kumaʋirazuʋa, nokumabvazuʋa, nokumsoro, nenyasi; ndudzi dzose dzenyika dzicaropafadzwa mauri nomuʋana ʋako.
15
Tarira, ndinewe, ndicakuceŋgeta kwose kwaunoenda, nokukudzosera kunyika ino; nokuti handiŋgakusiyi kuȿikira ndaita iɀoɀo ɀandakakuʋudza.
16
Ipapo Jakobo akapepuka pahope dzake, akati: Ɀirokwaɀo Jehova uri panɀimbo ino, asi ini handina‐kuɀiziʋa.
17
Akatya, akati: Nɀimbo ino inotyisa seiko! Iyi iimba caiyo yaMŋari, isuʋo rokuɗeŋga.
18
Jakobo akamuka maŋgwanani, akatora ibge raakaŋga akatsamira, akarimisa kuti riʋe shoŋgwe, akaɗira mafuta pamsoro paro;
19
akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Beteri; asi zita reguta pakutaŋga rainzi Ruzi.
20
Ipapo Jakobo akapika mhiko, aciti: Kana Mŋari akaʋa neni, akandiceŋgeta panzira yandinoenda, akandipa ɀokudya, ndidye, neɀokufuka, ndifuke;
21
ndikadzokera ɀe norugare kuimba yaɓaɓa ʋaŋgu, Jehova ucaʋa Mŋari waŋgu;
22
neriri ibge, randakamisa rikaʋa shoŋgwe, ricaʋa imba yaMŋari; neɀinhu ɀose ɀamucandipa, ɀirokwaɀo ndicakupai cegumi caɀo.
← Chapter 27
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 29 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
Recommended Reading
Commentary
Genesis Commentaries
→
Devotional
Genesis Devotional Guide
→
Get This Bible
Doke Study Bible
→