bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 8
Genesis 8
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 9 →
1
Ɀino Mŋari wakaraŋgarira Noa neɀipenyu ɀose, neɀipfuwo ɀose ɀakaŋga ɀiri muareka naye; Mŋari akafambisa mhepo panyika, mvura ikaserera,
2
namatsime apakadzika namawindi eɗeŋga akazarirwa, nemvura yakabva kuɗeŋga ikadziʋiswa,
3
mvura ikaramba icidzoka panyika; mazuʋa anezana namakumi mashanu akati apfuʋura, mvura ikaɗerera.
4
Nomŋedzi wecinomŋe, nezuʋa regumi namanomŋe romŋedzi, areka ikamira pamsoro pamakomo eArarati.
5
Mvura ikaramba iciɗerera kuȿikira pamŋedzi wegumi; nomŋedzi wegumi, nezuʋa rokutaŋga romŋedzi misoro yamakomo ikaʋonekwa.
6
Mazuʋa anamakumi manna akati apfuʋura, Noa akazarura windi reareka raakaŋga aita;
7
akaɓuɗisa guŋguʋu, iro rikaramba ricibururukabururuka kuȿikira mvura yapxa panyika.
8
Ipapo akabururusa njiʋa paakaŋga ari, kuti aʋone kana mvura yaserera panyika;
9
asi njiʋa haina‐kuwana pokuzorodza rutsoka rwayo, ikadzokera kwaari kuareka, nokuti mvura yakaŋga iri pamsoro penyika yose; akatambanudza ruʋoko rwake, akaitora, akaipinza kwaari muareka.
10
Ipapo akagara mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa paareka;
11
njiʋa ikapinda kwaari maɗekwana; ʋonei mumuromo mayo makaŋga munorushizha rwomuorivi rwakatanhwa; naiɀoɀo Noa wakaziʋa kuti mvura yakaŋga yaserera panyika.
12
Akagara ɀe mazuʋa manomŋe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa; iyo haina‐kudzokera ɀe kwaari.
13
Pagore ramazana matanhatu nerimŋe, pamŋedzi wokutaŋga, nomusi wokutaŋga womŋedzi, mvura yakaŋga yapxa panyika; ipapo Noa akabvisa ɗeŋga reareka, akatarira, ʋonei pasi pose pawoma.
14
Nomŋedzi wecipiri, nezuʋa ramakumi maʋiri namanomŋe romŋedzi, nyika yakaŋga yawoma.
15
Ɀino Mŋari wakataura naNoa, akati:
16
Ƃuɗai muareka, iwe, nomukadzi wako, naʋanakomana ʋako, naʋakadzi ʋaʋanakomana ʋako, pamŋe cete newe.
17
Ƃuɗisa ʋo pamŋe cete newe ɀipenyu ɀose ɀenyama ɀinewe, ɀinoti, shiri, neɀipfuwo, neɀinokambaira ɀose, neɀinokambaira panyika, kuti ɀiwande panyika, ɀiɓereke, ɀiʋe ɀizhinji panyika.
18
Ipapo Noa akaɓuɗa, iye naʋanakomana ʋake, nomukadzi wake, naʋakadzi ʋaʋanakomana ʋake pamŋe cete naye;
19
nemhuka dzose, neɀinokambaira ɀose, neshiri dzose, neɀose ɀinofamba panyika, namarudzi aɀo, ɀakaɓuɗa paareka.
20
Noa akaʋakira Jehova artari, akatora dzimŋe pamhuka dzose dzakanaka neshiri dzose dzakanaka, akapisira ɀipiriso ɀinopiswa paartari.
21
Jehova akanzwa kunhuwira kwakanaka, Jehova akati mumŋoyo make: Handicazotuki ɀe nyika nokuɗa kwomunhu; nokuti kufuŋga kwomŋoyo womunhu kwakaipa kubva paʋuɗuku bgake; handicazoroʋi ɀe ɀipenyu ɀose, seɀandakaita.
22
Ŋguʋa yose yenyika kudɀara nokuceka, kutonhora nokudziya, zhezha necando, masikati noʋusiku haɀiŋgagumi.
← Chapter 7
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 9 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50