bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 32
Genesis 32
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 31
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 33 →
1
Ɀino Jakobo wakaenda nenzira yake, ʋatumŋa ʋaMŋari ndokusoŋgana naye.
2
Wakati aciʋaʋona, Jakobo akati: Ihondo yaMŋari; akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Mahanaimi.
3
Ɀino Jakobo akatuma nhume pamberi pake kunaEsau, mukuru wake, kunyika yeSeiri, munyika yeEdomi.
4
Akaʋaraira, akati: Taurai nashe waŋgu, Esau, muti: Ɀanzi nomuranda wenyu Jakobo: Ndakaŋga ndiri mutorwa kunaRabani, ndikagara’ko kuȿikira ɀino;
5
ndineŋombe, nemboŋgoro, namakwai, naʋaranda, naʋarandakadzi; ndatuma ʋanhu kuzoʋudza ishe waŋgu iɀeɀi, kuti ndiwane nyasha pamberi penyu
6
Nhume dzikadzokera kunaJakobo, dzikati: Takandoȿika kumukuru wenyu Esau; naiye unoʋuya kuzosoŋgana nemi anaʋarume ʋanamazana manna.
7
Jakobo akatya kwaɀo, akatambudzika; akaparadzanisa ʋanhu ʋaakaŋga anaʋo, namakwai neŋombe namakamera, akaita mapoka maʋiri;
8
akati: Kana Esau akaȿika kunerimŋe ɓoka, akariparadza, ɓoka rakasara riŋgatiza.
9
Ɀino Jakobo akati: Imi, Mŋari waɓaɓa ʋaŋgu Abrahama, naMŋari waɓaɓa ʋaŋgu Isaka; imi Jehova, ndimi makati kwandiri: Dzokera kunyika yako, nokuhama dzako, ndigokuitira ɀakanaka;
10
handina‐kufanirwa nenyasha dzenyu dzose nokutendeka kwenyu kwose kwamakaitira muranda wenyu; nokuti ndakayambuka Joridani urwu netȿimbo yaŋgu yoga; ɀino ndaʋa mapoka maʋiri.
11
Ƌondirwirai paruʋoko rwomukuru waŋgu, paruʋoko rwaEsau; nokuti ndinomutya, kuti ucaʋuya akandiparadza ini, namai, pamŋe cete naʋana.
12
Ndimi makati: Ɀirokwaɀo ndicakuitira ɀakanaka, ndicaita ʋo rudzi rwako sejeca reguŋgwa, risiŋgagoni kuʋereŋgwa nokuwanda kwaro.
13
Akaʋata’po ʋusiku ubgo; akatora ɀimŋe kuneɀaakaŋga anaɀo, kuti ciʋe cipo kunaEsau, mukuru wake;
14
ɀaiti: Nhunɀi dzembudzi dzinamazana maʋiri, nenhoŋgo dzinamakumi maʋiri, namatunɀi amakwai anamazana maʋiri, namakondobge anamakumi maʋiri,
15
namakamera anokamŋa anamakumi matatu nemhuru dzawo, nemhou dzeŋombe dzinamakumi manna, nehando dzeŋombe dzinegumi, namakadzi emboŋgoro anamakumi maʋiri, nemhuru dzinegumi.
16
Akaɀipa mumaʋoko aʋaranda ʋake, ɓoka rimŋe nerimŋe riri roga; akati kuʋaranda ʋake: Yambukai pamberi paŋgu, musiye runhambo pakati peɓoka rimŋe nerimŋe.
17
Akaraira wokutaŋga, akati: Kana Esau, mukuru waŋgu, akasoŋgana newe, akabvunza, aciti: Uri munhu waaniko — Unoendepiko — Iɀi ɀiri pamberi pako ndeɀaani?
18
Uti: Ndeɀomuranda wenyu Jakobo; cipo cakatumirwa ishe waŋgu Esau; tarirai, naiye uri mashure meɗu ʋo;
19
akaraira ʋo wecipiri nowecitatu, naʋose ʋakaŋga ʋaciteʋera mapoka, akati: Kana mukamuwana Esau, mutaure kwaari muciɗaro;
20
muti: Tarirai, naiye muranda wenyu Jakobo uri mashure meɗu. Nokuti wakati: Ndicambomunyaradza necipo cinondituŋgamirira, ndigoti ndoʋona ciso cake; ɀimŋe ucandigamucira.
21
Naiɀoɀo cipo cakayambuswa mberi kwake; asi iye amene wakaʋata ʋusiku ubgo pakati peʋuŋgano.
22
Ɀino wakamuka ʋusiku ubgo, akatora ʋakadzi ʋake ʋaʋiri naʋarandakadzi ʋake ʋaʋiri, naʋana ʋake ʋanegumi nomumŋe, akayambuka pazambuko reJaboko.
23
Akaʋatora, akaʋayambusa parukoʋa, akayambusa ʋo ɀaakaŋga anaɀo.
24
Asi Jakobo wakasara ari oga; mumŋe murume akaita mitsimba naye kuȿikira ʋutoŋga bgucitȿuka.
25
Ɀino wakati aciʋona kuti haagoni kumukunda, akamuɓata pahudyu, hudyu ikaniŋguka nemitsimba naye.
26
Iye akati: Cindirega ndiende, nokuti ʋutoŋga bgotȿuka. Iye akati: Handiŋgakuregiyi kuti muende, musati mandiropafadza.
27
Akati kwaari: Zita rako ndianiko — Iye akati: Jakobo.
28
Akati: Zita rako haricazonzi Jakobo, asi Israeri; nokuti wakarwa naMŋari naʋanhu, ukakunda.
29
Jakobo akamubvunza, akati: Ndiʋudzei ʋo zita renyu. Iye akati: Unondibvunzireiko zita raŋgu — Akamuropafadza ipapo.
30
Ɀino Jakobo akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Penieri; nokuti wakati: Ndakaʋonana naMŋari, ʋupenyu bgaŋgu ʋukaceŋgetwa.
31
Zuʋa rikamuɓuɗira acipfuʋura napaPenieri; akakamhina pahudyu yake.
32
Naiɀoɀo ʋana ʋaIsraeri haʋadyi nanhasi runda rehudyu riri pafupa rehudyu; nokuti wakaɓata hudyu yaJakobo parunda rehudyu.
← Chapter 31
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 33 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50