bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Genesis 49
Genesis 49
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 48
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 50 →
1
Ɀino Jakobo wakaɗana ʋanakomana ʋake, akati: Ʋuŋganai, ndikuʋudzei ɀamucaitirwa namazuʋa anoteʋera.
2
Ʋuŋganai, munzwe, imi ʋanakomana ʋaJakobo, Tererai Israeri, ɓaɓa ʋenyu.
3
Rubeni, iwe uri ɗaŋgwe raŋgu, simba raŋgu, nokutaŋga kwesimba raŋgu; Ʋukuru bgokukudzwa, noʋukuru bgesimba;
4
Unotutuma semvura, hauŋgaʋi noʋukuru; Nokuti wakakwira kuʋuʋato bgaɓaɓa ʋako, Ukaʋuȿiɓisa; wakakwira kumubeda waŋgu.
5
Simeoni naRevi ʋana ʋamai ʋamŋe; Minondo yaʋo inhumbi dzokurwa nesimba.
6
Mŋeya waŋgu, rega kupinda pakuraŋgana kwaʋo, Kukudzwa kwaŋgu, rega kusoŋganiswa neʋuŋgano dzaʋo; Nokuti pakutsamŋa kwaʋo ʋakaʋuraya ʋanhu, Nokuɗa kwaʋo ʋakagura marunda eŋombe.
7
Kutsamŋa kwaʋo ŋgakutukwe, nokuti kwakaŋga kuri kukuru; Nehasha dzaʋo, nokuti dzakaŋga dzakaipa; Ndicaʋaparadzanisa pakati paJakobo, Nokuʋaparadzira pakati paIsraeri.
8
Iwe Juda, ucarumbidzwa nehama dzako; Ruʋoko rwako rucaʋa pamitsipa yaʋaʋeŋgi ʋako, Ʋana ʋaɓaɓa ʋako ʋacakotamira pamberi pako.
9
Juda mŋana weshumba; Iwe mŋanakomana waŋgu, wakwira ucibva paneɀakaʋurawa; Wakakotama, wakanyaŋga seshumba, Seshumbakadzi; ndianiko ucamumutsa?
10
Tȿimbo yoʋushe haiŋgabvi kunaJuda, Kana muɗonɀo womuɓati pakati petsoka dzake, Kuȿikira Shiro aʋuya; Ndudzi dzose dzaʋanhu dzicamuerera iye.
11
Unosuŋgira mboŋgoro yake pamuzambiriŋga, Nomŋana wemboŋgoro yake pamuzambiriŋga wakaiȿo‐naka; Wakasuka ŋguʋo dzake newaini, Neɀokufuka ɀake muropa ramazambiriŋga
12
Meso ake acatȿuka newaini, Meno ake acacena nomukaka.
13
Zeburuni ucagara pamhenderekedzo dzeguŋgwa; Iye ucaʋa mhenderekedzo panopinda ɀikepe; Muganhu wake ucaȿika paZidoni.
14
Isakari imboŋgoro inesimba, Inoʋata pasi pakati pamataŋga amakwai;
15
Akaʋona zororo kuti rakanaka. Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, Akaʋa muɓatiri wecibaro.
16
Dani ucatoŋga mhaka dzaʋanhu ʋake, Sorumŋe rwamarudzi aIsraeri.
17
Dani ucaʋa senyoka munzira, Semvumbi mugwara, Inoruma ɀitsitsinho ɀebiza; Kuti mutaȿi waro awire pasi neshure.
18
Ndakamirira ruponeso rwenyu, imi Jehova.
19
Gadi ucaʋambga nehondo, Asi iye ucaʋaʋamba paɀitsitsinho ɀaʋo.
20
Asheri ucaʋa neɀokudya ɀakakora; Iye ucaʋuya neɀinonaka ɀinofanira madzishe.
21
Naftari ishece yemhembge yakasunuŋguka, Unotaura mashoko akanaka.
22
Josefa iɗaʋi rinoɓereka, Iɗaʋi rinoɓereka patsime; Mataʋi ake anoɗarika madziro.
23
Ʋafuri noʋuta ʋakamutambudza kwaɀo, Ʋakamufura, ʋakamuʋeŋga;
24
Asi ʋuta bgake bgakaramba ʋunesimba, Maʋoko eɀanza ɀake akasimbiswa Namaʋoko oWamasimba ose waJakobo, (Ndi’po panobva Mufudzi, neBge raIsraeri),
25
Mŋari waɓaɓa ʋako ucakuɓatsira; Wamasimba ose, ucakuropafadza Neropafadzo dzinobva kuɗeŋga kumsoro, Ropafadzo dzinobva pamvura yakadzika iri pasi, Ropafadzo dzamazamu nedzeciɀaro.
26
Ropafadzo dzaɓaɓa ʋako Dzinopfuʋura ropafadzo dzamateteguru aŋgu, Kuȿikira kumugumo wamakomo asiŋgaperi; Dzicagara pamusoro waJosefa, Pamusoro waiye wakaŋga ari mucinda pakati pehama dzake.
27
Benjamini iɓere rinoparadza; Maŋgwanani ucadya cakaʋurawa, Maɗeko ucagoʋera ɀaakapamba.
28
Aʋa ʋose ndiwo marudzi anegumi namaʋiri aIsraeri; ndiɀo ɀakataura ɓaɓa ʋaʋo kwaʋari, akaʋaropafadza; ʋakaropafadza mumŋe nomumŋe nokuropafadzwa kwake.
29
Akaʋaraira, akati kwaʋari: Ini ndobva ndosoŋganiswa naʋanhu ʋaŋgu; mundondiʋiga kunamadziɓaɓa aŋgu, muɓako riri mumunda waEfroni, muHeti,
30
ɓako riri mumunda weMakpera, pakatarisana neMamre, panyika yeKanani, riya rakateŋgwa naAbrahama pamŋe cete nomunda kunaEfroni, muHeti, kuti ɀiʋe ɀake, iʋe nɀimbo yake yokuʋiga;
31
ndi’po paʋakaʋiga Abrahama naSara, mukadzi wake; ndi’po paʋakaʋiga Isaka naRebeka, mukadzi wake; ndi’po pandakaʋiga Rea;
32
munda uya neɓako riri mukati mawo, ɀakateŋgwa kuʋana ʋaHeti.
33
Ɀino Jakobo wakati apedza kuraira ʋanakomana ʋake, akadzosera tsoka dzake paʋuʋato, mŋeya wake ukaɓuɗa, akasoŋganiswa naʋanhu ʋake.
← Chapter 48
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 50 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50