bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Job 10
Job 10
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 11 →
1
Zvoupenyu handichazvida ndichataura kunyunyuta kwangu ndakasununguka. Ndichitaura zvinobva mukurwadziwa kwangu mwoyo.
2
Ndichataurira Mwari kuti, “Regai kundipa mhosva ndizivisei mhosva yamunayo neni.
3
Zvakanaka nhai kwamuri kudzvanyirira nokushora chisikwa chamakaita namaoko enyu muchifarira urongwa hwavakaipa?
4
Muna maziso avanhu here enyama? Munoona sokuona kunoita vanhu here?
5
Mazuva enyu akangoita here samazuva avanhu, kana kuti makore enyu akangoita samakore avanhu,
6
zvamunototsvaka kudai uipi hwangu muchivhima kwazvo chitadzo changu
7
imi muchiziva zvenyu kuti ini handina mhosva uye kuti wokundinunura mumaoko enyu ipapa hapana?
8
“Imi namaoko enyu ndimi makandiumba imi, mukandisika asi zvino mavakusandukazve muchindiparadza.
9
Yeukai kuti imi makandiumba semunyakwe zvino mondidzorera kuhuruva zvakare here?
10
Hamuna here kundidurura somukaka mukandikodzeka somukaka wakakora?
11
Inga makandipfekedza wani neganda nenyama mukandibatanidza mapfupa namarunda.
12
Nomwoyochena wenyu makandipa upenyu, mukunditarira kwenyu makandichengetedza upenyu hwangu.
13
“Asi zvinhu izvi makazvipfundirira mumwoyo menyu. Ndinozviziva kuti ndochaiva chinangwa chenyu
14
chokuti kana ndapara chitadzo, imi mobva manyatsozviongorora; pachitadzo changu ichocho musingandipembedzi.
15
Dai kuri kuti ndakashata, nhamo ineni kana dai kuri kuti ndakarurama, handipasimudze musoro nokuti ndizere nenyadzi uye ndakati tindindi mukurwadziwa kwangu.
16
Ndikada kuti ndipasimuke munondivhima seshumba, ndipo pamunotoratidza masimba enyu anotyisa.
17
Ndipo pamunotounza zvapupu zvitsva muchipamhidzira kushatirwa kwenyu hondo dzenyu ndipo padzinotovirikana samasaisai kuteverana.
18
“Chamakandiburitsira mudumbu chii chaizvo? Dai ndakafa zvangu pasina ziso rakandiona,
19
ndakaita zvangu somunhu asina kumbovapo ndakatakurwa kubva munhumbu ndichiendwa neni kuguva.
20
Iwo mazuva angu haasi mashomanana here? Ko munoregereiko kumbobvisawo ziso renyu pandiri ndimbotiwo faranukei zvangu
21
ndisati ndaenda kunzvimbo isingadzokwi, kunyika yenhamo nerima guru,
22
nyika yenhamo nenyonganyonga, chiedza choko irima zvaro.”
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 11 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42